🇿🇼Shaloe✨️Shona📃Short Stories💯🇿🇼
🇿🇼Shaloe✨️Shona📃Short Stories💯🇿🇼
June 10, 2025 at 07:12 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaZdnDOFcow3l3F5Y10j *Main group* https://chat.whatsapp.com/GuGKiHvPRSJ5ntaqrOSOgV *🆕🆓short story* *🌺Bloomsouls💏* *Written by Shaloe* *Chapter 02* *Rumbi* Life yekuchikoro ma1 nechando chinenge chiriko kuseni panenge pasina kana choice kutongomuka wakananga,Nenguva dzandakabuda kumba ndakatanga kufamba hangu ndisingamhanye nekuti time dzaive dzichiri dzakanakisa,ndokusvika Mr Mhuka vachangosvikawo pagate, Millicent na Nicole vaivewo pagate ndoma prefect aive paduty that day, pamwe vaive vaonekwawo vachifamba ndokutopihwa post anozviita hake mhuka ndakavati kwazisa…. Me: morning sir Vakanditarisa neziso raive rakazara ruvengo ko ziso ravo mazuva ese raigara riri red kunge chiropa woti iro zuda, zino ravo hapana aimboriziva wakavaona vachiseka havambobuditse zino havo… Mr mhuka: Rumbie you are late again Me: its half past 6 sir inga wani ndakasika Mr Mhuka: Really, nhasi handikurove after assembly uuye muOffice mangu undione Nicole naMichelle vakabva vandipa a look zvekuti kana neni ndakashaya kuziva kuti whats going on for real and what was going to happened.. Me: ok sir Ndakaenda hangu muclass ndokugara but the truth I was confused nei baba ava vaiti ndanonoka at 6:30 here chikoro chichitanga na6:45,Nicole namichelle vakazouya muclass lesson ndokutanga ndaiita kushaya kuziva kuti muOffice mavo ndoenda how nani, at breaktime ndakaenda naNicole kuOffice kwavo ndokusvika vachiti… Mr Mhuka: ehe girls matiii Me: sir mati ndizouye kuoffice kwenyu Mr mhuka: ehe ndati uzouya handina kuti muzouye get that straight Me: ok sir ndozouya then Takadzokera hedu and mumwe wangu was not longer herself… Nicole: wakamuiteiko mudhara uyu Me: nothing shaa, hameno kuenda kwataita nekuzoenda ndega zvine difference here Nicole: nxaaaaa baba vanezvovatevera mhani handimbo blamer ana smith nana kennedy vanoita kunge mapenzi pachikoro pano Me: you see….am praying tingotange hedu ma exams acho Nicole: but this school, is too much unoona vachiri kuti dzidzisa vamwe vakuita vega kuzvimwe zvikoro and maaform 4 anosvika nguva yavanoda Me: panoi ndaaive neshungu yekudzoa asi nah nah Taabva tapinda muclass Mitchel aive achangobva kunotenga chikafu, aakabva agara zvekuda kunzwa nyaya ko masister aida nyaya iwayo.. Mitchel: hanziii namr black mamba Me: wakanzwikwa am out Nicole: hanzi auye ega not kuendaa neni kwaaita Mitchel: ummm girl Nicole: seriously Me: yaah ndozvavataura so lets eat guys ndoenda Takadya hedu isu taingove nemutemo 1 munhu nemunhu anezuva rake rekuuya nechikafu chokwana tiri 3 and kana usina mari waitobika asi kana unemari unoita something zvaive zvakakusunungukira asi padrink taitenga 5litres yedu yaigara kumba kwanaa Mitchel aingouya nedrink mubottle rake and we dilute tonwa, hushamwari hwedu hwaive hwakakomba kubva tiri maform 1 zvekuti hapana aive asingazvizive kuti tofamba tiri3 or 2, mumwe anenge asara muclass…takadya hedu ndokuenda hangu kunoona mr black mamba varehwa… Ndakasvika hangu paye ndokunoka door restaff room yavo vakadaira ndikabva ndapinda… Me: sir ndauya Mr mhuka: ok ndipe phone number yako pane zvandoda tigozotaure Me: ok sir, 078 1289**** Mr mhuka: ok mabooks aangu emaths aya uzondivigirawo kumba kwangu pa number 1289 budiriro 2 Me: ok Ndavekuda kubuda vakabva vandirova mbama magadziko angu ini ndokuenderera mberi nekwandaienda ndaive ndarwadziwa asi wekutaurira paive pasina…ndakafamba hangu kusvika kuclass asi ndaiita kushaya kuziva kuti zvinorevei ko mwari inga ndaive ndapedza zvakanaka wani chaive chave chii…ndakasvik nekukanda mabooks patable pangu… Me: girls sir venyu vanditi vakuda number yangu aand ndokuti ndizouye nemabooks avo kumba kwavo Nicole: you ask you dad to escort you simple Me: yea you are right Day rangu rakazopera rosvota mr mhuka vaiingoita madrama chaiwo muhupenyu hwangu hameno pese apa vaisandiona here…. *Narration* Kana mazogara kune varime vasina kana Ganda kumeso Mr mhuka vaive voda mwana mudiki iyeyu aive akaenzana nemwana wavo dai vaitarisawo kuti ko dai asi wangu ndainzwa sei chavaingoda kusvibisa zita remwana asi chavabenge vagona chaicho panenge pasina.... Shuwa murume mukuru kuita mapitse nemwana vakadzi vakuru variko, baba vaive vanemoyo wakasundimwara vaive vamurongera zvihombe paaiuya nemabooks zvekuti vaive vakamugadzirira havo... Zuva iroro vaive vatobhenha kuti vaizomupedzera and ndivo vaitoda kuravira kekutanga ko mwana wavo vaiita sevakaitq vekupihwa munhu wemurume asina moyo iiiih ndezvemeso kuchikoro vaive vasisadzidzise havo vaiswera vachigudza vanevechikoro Kung mombe haaaa kuzvikoro kune basa vana vaye vanova rude haizi mhosva yavo akomana munenge Manzi muce mabhanditiiii Mazuva akafamba baba rumbi vachitsungaira kuti nzira dzireruke, kumwana wavo vaaisaona mufaro pachiso chake vakambomubvunza kana zvichimuremera vaikwanisa kumubatsira pamabooks ake,asi iye akabva ati kutya Mazama ndokuseka havo vakabva vafunga mhandara yavo kuti aripapiwo nema exams aya… Vakafona mai vacho ndokudaira vakamupa phone… Baba Rumbi: hessi atete Anashe: makadii dad Baba rumbi: ndiribhoo mwana arwara kuno atete hanzi exam fever ndatoti ndinzwe pamwwe hanzvadzi yangu yakatofa kare Anashe: haaaa zvima small small izvi ndichipedza kunyora ndikuuya ikoko Baba rumba: huyai atete Anashe: Friday ndopandikupedza ndobbva ndauya Baba rumba: huyai shuwa ndakusuwa mwanangu Anashe: ok soon, bye I love you Baba rumbi: ndokudai vahanzvadzi..bye Vakafara havo kutaura nemwana wavo rumba ndokukumbira kuperekedzwa Havana kuramba havo vakamuperekedza ndokusvikopa teacher vake mabooks akafara kuti aive amborovawo maths,akabva azviudza kuti haachaende kuchikoro aizoenda day rekunyora, mr mhuka vaive vatogaira mwana kurefu havo… Kubva zuva rarohwa rumba magaro naMr mhuka Havana kana kuzomuona iye aivve avapa number dzababa vake zvekuti vakabva vatya kutanga vaiziva kuti mamessages anodhiritsa zvakawanda havo.. Mitchel na Nicole vaive vangove 2 ava teacher vavo Havana kumbobvira vada kunetsa nawo navo uye vanhu vaiitaurisa zvekuti rumba aaive akadhererwa nekunyararisa kwake kutaurisa kwake kwaigumira paleadership chete…. Akati akagara hake achitandara na anashe ko aive auya zvekuti kana baba vasipo vaiswera vachitandra havo vaviri vainzwanana zvisingaite, Nicole akabva asvika ndokumbokurukura hake,achibva atii Nicole: hanzi nasir mhuka asiri kuuya kuchikoro haazi kunyora exam Akabva apererwa rumba ndokuperekedza sahwira wake aifunga zvakawanda bba vake vachidzoka akazonzwa anashe otiiii…………………………………eyyyy Anashe never changes………………………………… ……………… *Stay tuned*💃🏻
❤️ 👍 🙏 😢 😂 😮 84

Comments