
🇿🇼Shaloe✨️📃Stories💯🇿🇼
18.7K subscribers
About 🇿🇼Shaloe✨️📃Stories💯🇿🇼
*💖Welcome to Shaloe Stories 🌹* *ROAD TO 20K*
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

https://whatsapp.com/channel/0029VaZdnDOFcow3l3F5Y10j *Main group* https://chat.whatsapp.com/GuGKiHvPRSJ5ntaqrOSOgV *🆕🆓short story* *🌺Bloomsouls💏* *Written by Shaloe* *Chapter 03 not edited* *Narration* Mazuva akafamba ko kana maexams akuda kunyorwa mazuva anofamba kunge hameno hameno,Rumbidzai aive aramwa aizozviona zuva rekunonyora kna achirambidzwa kunyora aitangirawo ipapo ko musikana aive asisina kana basa nezvakawanda zvekuti nguva dzake zhinji aiswera aripamba mabooks ndokwaivewo kudya kwake zvaive zvavenani Anashe aive achiita mabasa ese epamba hake, manheru ndipo pavaizotandara havo, day ranzwa baba rumba kuti mwana acharega kunyora nekuda kwekusaenda kuchikoro vakazvitora havo simple simple nekuti vaiziva hakuna zvakadaro mari yavo vakabhadhara aaah izvo ndozvaiita kuti chikoro chivharwe hacho…. Week rakapera asina kutsika pachikoro ndokuzomuka day raaive neexam akatanga kunamata mwana ndokuenda hake kuchikoro, akasvika pasara 30 minutes kuti exam ritange nekupinda hake muexam akanyora zvakanaka hake, aitonakirwa hake ne exam ko aive akapedza naro hake,aive aregister masubject 12 ndokunyora ese ndokupedza ndowakave mutemo wake aisvika pasara 30 minutes dzekuti vanhu vapinde muexam…. Day raakapedza kunyora akafara hake ndokutora blazer rake akaendesa hake kustaff room, ko vaive vanezvivindi day racho sisi….. Rumbi: Mr Mhuka Mr mhuka: yes what is it Rumbi: thank you sir, blazer rangu iro torai mozopawo mwana wenyu netie iyi Akakumura hake, vamwe vana vakamutarisa kuti ko headgirl vakudiii zvee, akavatambidza mumaoko ndokubuda hake, achiita kumodeller ndokuti Goodbye Budiriro 2 high, vakafamba havo ko kumba kwakanetsa kusvika day iroro step yacho yaive yevanhu vasiri kuda kuenda kumba ko vana kana vachangopedza kunyora maexams vanoonererwa zveee,michelle aigara kure akatanga aperekedza vamwe vake kumba ndokunochinja ndokuzoperekedzwa hake day iroro vakafamba netsoka havo vachinakirwa kalil one kaive karipo ko aisara nani hake… Vakazodzoka kumba na6 dady vavo vaive vasati vadzoka,vakatanga kubikaa havo ko sisi vaifarira kupedza kunyora asi kwekuenda ndokwaive kusipo vaive vojoiner dady vavo kubasa and zvaiive sweet futi. Dad vacho vakadzoka havo ndokufarira kupedza kunyorwa kwaive kwaita sisi ko family yacho aive ma1 zvinhu zvidiki zvaiita kuvafadza havo, vakatoudzwa kuti kuchichena vakuenda kubasa… vaive vorara vaiita basa rese havo,kwakachena ndokuebda kubasa, vakatanga kudzidziswawo zvitswa zvaive zvaveko baba pavakaona vana vavo vachigona vakabva vatomboenda paside vana vachishanda havo, zuva rakapera vakagara havo, week ndokupera, vakatenga mimwe machine ndokutsvaga imwe space yekunoitira ivo vosiya girls ravo riri umu…. *Rumbidzai* Mr mhuka vaive vozvinyanya ini ndaive ndisisambonakirwe nazvo ndaive ndoona kuti vavekutora advantage yekunyararisa kwangu and vondiita munhu wavo vanhu vese hapana kana vaimbotsomwa sezvandaiitwa, ndakazviudza kuti havazi baba vangu kana vaizondirmbidza kunyora taizotangira ipapo zvee zvombonetsa here izviii… All thanks to the glory kubva day ratangwa maexams kusvika ndipedze vaive vasiri pachikoro hameno kwavainzi vakaenda nechikoro,ndakaita kutenda mwari last day rekupedza ndipo pavakawanikwa ndakanyatsoti ndonovasira kablazer neka tie kavaidokwairira vachida kundiita slave…. We enjoyed ourselves negirls ko isu taive tozoita zvekugaro taura pamaphone nekuti ndaiziva kuti kubasa kwadad ndaive ndaskuzonoswera hangu,asi weekend taizosangana hedu, ndaive ndoswera hangu naAnashe kjubasa iye ndiye aiita zvephotocopying ini ndichiita mabanner nekuprinter matshirts ko raitove big job zvkuti nguva yekuswera takagara taiita kuishayamaorders akawanda zvekuti dad pavakavhura pamwe zvaive zvoreruka maive musisagare makazara vamwe vaiienda kurimwe branch, basa richifaya ini maplans ndakabva ndatochinja ndaive ndisisade zvekuenda Alevel ndaive ndoda kuita course yedesigning ndaida kuzovhura studio yangu yephoto shoot…. Dad Havana kana kuzviramba ndaive ndichizoda kuenda kuchikoro kwacho January zvekuti ndaida padhuze chaipo mutown imomo zvekuti zita ndaive ndichizoshandisa ramudhara ndoraive rakuzivikanwa zvekudaro,mainini ndaingovafonerawo here and there, munhu aifara havo Sunday tikasaenda kuchurch taienda kunovaona hedu… Mazuva akafamba havo life yedu ingori bhoo zvekuti hstina hedu chekupa complain,life yedu ichifaya dad vaive kwavo kubasa isu kwedu asi tisu taiita mari yakawanda tovaseka hedu kuti havazi kugona kutengesa, vaive vowirirana nemumwe musikana anonzi Portia,aishanda panext navo…. *Milan* “hey Milan ” Me: my nigga wassup “sorry for you loss man may the lord wipe away all your tears” Me: part of life my guy, I have to home tomorrow at 9 will see you “ ok safe travels I will get in touch with you” Me: ok nice Ndakabuda muye and I was confused and ndisina kana kwekutomboenda ndaive ndodzengerera muroad, remembering my mom and dad but why nhai mwari, ndaiita kushaya zvekuita ndokuenda panearest bar ndokutenga beer I wanted to give it a try because ndaingonzwa kuti inobvisa stress ini ndaive ndajaira wine… Ndakatenga 3 bottles asi zvakazoguma zvaenda nekumwe ndaive ndongorutsa, ndakazoenda kumba kuna 1am ndauya kuzotorwa naSteve, he is one of my friend nasteve tainzwanana aive weku Mozambique, taive takasangana pa oxford university in UK tirimu law class tese, ndakazomuka kuma 7:30 ndopandakatanga kugadzirira and pack all my stuff kudzokera kumba ndaiiyta kutadza kuzvigamuchirqa ndaiti pamwe it was just a prank… Ndakaenda ku Airport ndokuita maprocess ese kwaive kwave kudzokera kumba uku, ndakaperekedzza naSteve ndiye aindibatsira zvese, akazosara ndege ndokusimuka havo, zviya zveekuti mundege munonakidza totozvinzwa nemi ini ndege handina kubva nyandinakidza hayo worse pandaidzzoka ndaingoti ddaai yangondidonhedzza hangu ndifire ipapo…13 hours murimudenga haameno zvaiita kumbofaamba sei the journey was too long, takazosvika hedu kunze kuchichena kuzimbabwe ndaive ndaakamirirwa na Malia na Miles.. vakandditora ndokuendaa mumota we greet each other ko time yainge yakurira…. Me: tell me its all a prank Malia: driver handeii kumba Akadriveer hake driver uya hapana akada kupindura zvandaive ndabvunza ndakasvika pamba pedu pakazara vanhu and I was that heartbroken,ndakatadza kana kuburuka mumota and tears down my cheeks… Me: Malia na Miles chii chaitika kuna dad namom Malia: vafa Milan tasara tave nherera Miles: be strong Milan tese tirikurwadziwa Me: not my mom and dad havangofe zvekudaro don’t say that Ndakatanga kuchema ndirimumota imomo yaive yatove mhere, tese takatanga kuchema but why nhai mwari ini ndaitadza kana kuzvigamuchira like seriously dad vangu, munhu aive asina chitema nemunhu asi why vaenda nenzira iyoyo, mai vangu so that video call ndokwaive kuonekana here ndaiita kufunga ndakagara kana simba rekuenda mumba ndakaita kurishaya ndakazoita zvekubatwa nana sekuru vakauya, ndokuti bata zvinhu zvangu zvakaenmdeswa muroom mangu ndokunogara paive nevamwe ndichiona hanzvadzi yangu Mila ndakabva ndawedzera kuchema takachema takadaro asi ndaisave nekubvuma kuti my one and only precious person aive aenda mai vangu, and my pride dady was my all…. Ndakatora time kuti ndizvibude until body yazouya kuma 2pm kubva kumortuary kuona dad namama vakarara mumacoffin ndakaita kupererwa ndaive ndodawo kufa ini mumwe wandaizowana ane rudo samai nababa vangu ndiani chero Mila, Miles na Malia vaive varipo havo asi hapana kana hama ipi yaizotipa rudo rwaive rwevabereki vedu… Vanhu vaive vakazara zvekuti paisafemeka pamba pedu, vakarara husiku hwese pachiimbwa ndokuzonoradzikwa uko kwandakazorwadziwa kaive kekutanga kurasikirwa nemunhu wepamoyo asi apa mwari aive atigona hake kubva atitorera vese mai nababa 1 time here asi chii chakadaro inga tinongonamatawo wani but why ndowangove mubvunzo wangu ko iye munhu aive avaisira posion ainyanyodeii chaizvo, vainge vamutadzirei asi, yaingove mubvunzo ndichiona makomba aiiswa vabereki vangu achifushirwa, kana kuboira ndaiita kukutadza….. Pardon my manners ndinonzi Milan, ndine makore 24 ekuberekwa, ndaive ku UK ndichiita degree rangu reLaw, and ndaive ndapa 2 year ndokutapira shoko kunzi ndikudiwa kumba mapapers angu akagadzirwa fast fast neOxford University kuti ndiende kumba, day randazoziva kuti mai nababa hakusisina ndoday randaiti mangwana ndikuenda kumba apa ndaive ndane 4 days mapapers achiitwa…. Ndakatadza kuzvigamuchira, taive takazvarwa tiri 4 mumba medu kwaiti first born Mila ane 28 and kotevera Malia na Miles vane 26 vaive matwins kuchipedzesera ini….Mila na Malia vaive varoorwa aive asara ndini na Miles kuti tiroore.. Ndainamatira kuti mai vangu vabatewo muzukuru asi zvakakona vaive vaenda chaive chasara kuti nditeverewo, takadzokera kumba zvorwadza kuziva kuti mai nababa vasara muvhu ndochinhu chonetsa kugamuchira asi hanzi kutonga kwamwari asi iiih kutonga kwake mwari wacho kwaive kwakanyanya, vanhu vese vakazoparara nmdokusara nehama dzamama nedzzedu… Zvinhu zvese zvakanzi zvaizogoverwa panyaradzo vakadaro havo baba mark aive mukoma wadady vanguc, vanhu vakatanga kuenda vashoma vashoma kusvika tasara hedu vana nevakuwasha namaiguru nababa mukuru, vakabva vati havo baba mark…………………… ……………………………………………… *Stay tuned*💃🏻 React for next chapter

https://whatsapp.com/channel/0029VaZdnDOFcow3l3F5Y10j *Main group* https://chat.whatsapp.com/LrVl53NXNun5l9Xy3GAzLz *🆕🆓Book* *🌺Bloomsouls💏* *Written by Shaloe* *Chapter 01* *Rumbi* *Rumbi* *iwe Rumbidzai kasika kumuka ipapo, its 6:30 iwe uchiri wakarara mari yangu ikuendera mahara kuchikoro ikoko* vanodaro baba vachirova door rebedroom yangu kunge richadonha *Ndamuka baba ndakutopedza* ndakadaro Pasina nguva ndakabuda muroom mangu ndichiita sendinotandaniswa nemhepo… *Mamuka sei baba* ndakadaro *Ndamuka uuye nema U ndiwe uchaudza vamwe chakatadzisa gudo kuseka richigona kunyenama* vanodaro havo baba *Ndakuenda ndokuonai masikaati ndadzoka* ndakadaro ndichibereka kabag kangu *Tora $ muwallet mangu ugotenge zvekudya* vanodaro baba *Maita basa baba* ndaidaro ndichiombera ndichinotora wallet yavo ndokubuda Ndakamhanya apa kwaiita kutonhora ndokunzwa bell repachikoro kurira apa ndaive ndasarira nepadiki kuti ndimhanye haaaa nooo ndozoita kunge gwara apa vamwe vachingofambawo….. Ndakasvika *maiiii* ndichiona Mr Mhuka varipagate ndakabva ndati *“baba kani”* sir mhuka vaive vakandimaka zvekuti lesson ravo rakaitwa muclass raisapera vasina kundirova uyu waive mutemo vakasandirova vaitoona vandipopotera even nyaya yekuma form 1ndivo vaive senior master…… Ndakapuruzira maoko angu kuti anzweee kaheat ndirohwe, ndakamira muline maive nevamwe vanonoka ndokurohwa 5 iiih ndakaradziwa apa vamwee vairohwa 2 vachichinja ruoko ini nguva yekuchinja kana kuterera marwadzo ndaive ndisina ndakabvapo hangu ndokuenda kuclass, ndakasvika vakaisa mazi work paboard ko lesson ravo that day ndiro raive first mudzimu waive wandirasa dai ndakazviziva ndichirikumba ndaisauya hangu…nddakambofunga kueenda kutoilet asi iri ndolesson raisambotizika worse vanhu vemuclass mangu hapana wavaisaziva… Kuti ndibate pen rairwadza ndakati ndinyore iiih ndainzwa kurwadziwa ndakanzwa vanhu vodeedezera *“Mhuka arikuuya”* misodzi yakangodonha yegandaiona ndatambidzwa dzimwe shamhu kana 15….ndakakasira kuputuka misodi ndokuzvishingisa chauya chauya aaah... Vakapinda havo Mr Mhuka ndomudzidzisi aityiwa nechikoro chese munhu wese aive anyarara zvino… *“Good morning sir”* class yese yaive yasimuka kuvakwazisa *“fine;mabooks angu ngaauye tone and kana uchiziva hauna chawanyora or hausati wapedza wouya kumberi”* Ndakasimuka kuenda kumberi kuye and ndini ndakaita the first kusvikako *“ana rumbidzai mukati hamuna mishonga here inotora ma answers evamwe look unononoka kuchikoro and work yangu hauna kupedza”* vakaddaro havo vamhuka *Sorry sir* ndakadaro zvaitonzwisa tsitsi *Ndakunzwira tsitsi asi uchano Shaina muStaff room* vakadaro havo *Ok sir* ndakadaro zvekubvumirana nezvavaive vataura ummm imagine kuonekwa kunzi head girl varikukorobha mustaff room haaaa apa ndipo pavaive vandigona havo, kurohwa kwaive nani asi chando chaiveko ruoko rwaive rwakaoma uku rwuchirwadza ndakanogara hangu pasi ndokutanga kunyora work yangu, ivo vaifamba vachimaka mabooks, pavakazosvika panddiri ndaive ndaatopedza hangu, ndokumaka havo vakapfuurira,lesson ravo rakapera ndokuenda havo…kwakauya history and I was low asi ndaingovewo muclass, pabreak ndakarara hangu patable pangu ndaitombodaa time ndiri ndega because ndaisaziva zvandaive ndakatadzira mudzidzisi uyu… *“whatsup girl hande kubreak”* anodaro Nicole *“cheer up girl lets go tonoshaina staff room yacho*” anodaro Michelle *"shame almost forgot. Thanks, dea"* ndaitorongedza mabooks angu kuti ndiende kustaffroom takaenda ndokukumbira mukadzi aicleaner zvikorobho akatipa Nicole na Michelle vaive maprefect asi vaisambonyara ini ndini ndaitonyara asi zvekuita paive pasina… takapfugama ndokushaina at halfway makabva mapinda Mr Mugoni…. *“ Headgirl maita Seiko nhasi kuuya kuzo cleaner staff room haaai hamuzi menyu muno* vanodaro mr mugoni” Ndakaramba ndakanyarara hangu nenyadzi vachinoti baaa the other side ndokuona Nicole naMichelle vachishaina haaaa vakagara pasi…. *‘Headgirl nemavices enyu mapareiiko nhasi* vanodaro zvekare *Zvima small small sir tatopedza haaa ma1 nhasi* anodaro Nicole *Uyu mumjolo manje zvina Nicole mukati izvi* vanodaro Mr Mugoni vachiseka *Tatopedza sir haaa hatiite zverudo isu* anodaro michelle Ndakafara hedu time yacho taive tasvika mateachers arimu meeting ummm Mr mugoni vega vaive nani asi ndaiziva they gonna talk about it kuti headgirl vashaina staffroom voudzwa havo zvekusanyora work kwangu aaaah chikuru punishment ndaiita, takadzoka ndokusvika class ichitaura nyaya yangu ko Mr Mhukaa vaive vandigona havo but atleast ndaive ndisina chitema nemunhu asi opposition part haizoshaike… Takadzidza hedu ndokuzoenda kumba late ndakasvika baba vakagara havo vachitogadzira sofa raive rod kubvaruka…..Nicole aipfuura nepamba pedu achienda kwavo Michelle ndiye aigara Budiriro1 ini naNicole taigara mu2 tichidzidza paBudiriro 2….. Takapinda ndokuvaswedza havo baba vangu Nicole ndokuzoenderera mberi nekuenda kumba kwavo, pakuenda kuchikoro taisaenda tese because iye aisiwa nebrother yake kuma to6 chaiko pagatee rechikoro ini ndinenge ndichiri kuita basa time idzodzo kungoti handiite hangu mazuva ese nekuti hapana aisvibidza mumba medu taingogara tiri 2….anyway makuziva zita ndini Rumbi ndine 16 years ndaive -Book 4 hangu,mumba medu taive takazvarwa tiri 2 vasikana ndini ndaive first kotevera Anashe aive Grade 7 ane12 years, mai vangu vakashaya anashe ane 2 years vanoti vakaitwa operation pavakabatsirwa anashe ndokuita macomplications akazovasvitsa muguva anashe akanogara nagogo kusvika vashaye ndokuzoenda kumba kwamainini munin’ina wamhamha pakashaya gogo…..ini ndaive ndati kureei handina kwandakaenda ndaingogara nababa vangu…vamwe ndivo vakambonetsa kuti mwanasikana agare nababa hazviite asi baba vangu vakasaarudza vega kugara neni munzira dzakanana kusvika pandave, Havana havo kuda kuzoroora rudo rwavaive narwo kunamai vangu raive rakakomba zvekuti zvonetsa kuswera vasina kutaura zita ramai vangu…. Baba vangu vaiita designing vaive neshop yavo mutown yaiita mabanner and all designing zvekuti zvizhinji ndaive ndozvigona paholiday ndainoswera hangu ndichivabatsira ndozvaitotiraramisa nekubhadhara school feee yangu neya Anashe…. Ndakatotanga kubata bata basa nekuona kuti ndabika muriwo intime zvekunonoka kuchikoro ndaisada ndakatoisa alarm, vakazopedza zvekugadzira sofa ravo ndokuisa mumba zuva raive ratonyurawo ndakamhanyidzana nemapoto zvese neku ironer mauniforms angu ndakapedza kubika ivo vaive vave kuona havo tv, takanamata ndokudya hedu after that ndakasuka ndokunamata kuti tirare, vachingoenda mubedroom mavo ndakatanga kutotsvaira mumba ndaida kumuka ndichitsvaira yard chete,ndogeza ndoenda kuchikoro…. Ndakazorara na1am ndichiverenga ndokumutswa ne alarm ndichitomhanya kunotsvaira ndaiita basa rangu ndakabata watch zvekuti Mr mhuka ndivo vaive paduty repagate zveweek rese ndaisada kuita danda ruoko rwangu nekurohwa ko baba vaye vanoita sevasina kana kubara havo nekuti marovero acho kuita kunge satan akagara hake, worse kuchitonhora nxiii ndossaka vakaita tsito mwari vangape color munhu anemoyo wakasviba…since baba vangu vaive vasati vambondirova and mateacherss akatopndirovawo anotoverengeka, mr mhuka vakazotanga kunditsoma ndaitwa head girl maybe vaiida kuti mwana wavo aiswe hameno mwari ndiye anoziva……………… *Stay tuned*💃🏻


https://whatsapp.com/channel/0029VaZdnDOFcow3l3F5Y10j *Main group* https://chat.whatsapp.com/GuGKiHvPRSJ5ntaqrOSOgV *🆕🆓short story* *🌺Bloomsouls💏* *Written by Shaloe* *Chapter 02* *Rumbi* Life yekuchikoro ma1 nechando chinenge chiriko kuseni panenge pasina kana choice kutongomuka wakananga,Nenguva dzandakabuda kumba ndakatanga kufamba hangu ndisingamhanye nekuti time dzaive dzichiri dzakanakisa,ndokusvika Mr Mhuka vachangosvikawo pagate, Millicent na Nicole vaivewo pagate ndoma prefect aive paduty that day, pamwe vaive vaonekwawo vachifamba ndokutopihwa post anozviita hake mhuka ndakavati kwazisa…. Me: morning sir Vakanditarisa neziso raive rakazara ruvengo ko ziso ravo mazuva ese raigara riri red kunge chiropa woti iro zuda, zino ravo hapana aimboriziva wakavaona vachiseka havambobuditse zino havo… Mr mhuka: Rumbie you are late again Me: its half past 6 sir inga wani ndakasika Mr Mhuka: Really, nhasi handikurove after assembly uuye muOffice mangu undione Nicole naMichelle vakabva vandipa a look zvekuti kana neni ndakashaya kuziva kuti whats going on for real and what was going to happened.. Me: ok sir Ndakaenda hangu muclass ndokugara but the truth I was confused nei baba ava vaiti ndanonoka at 6:30 here chikoro chichitanga na6:45,Nicole namichelle vakazouya muclass lesson ndokutanga ndaiita kushaya kuziva kuti muOffice mavo ndoenda how nani, at breaktime ndakaenda naNicole kuOffice kwavo ndokusvika vachiti… Mr Mhuka: ehe girls matiii Me: sir mati ndizouye kuoffice kwenyu Mr mhuka: ehe ndati uzouya handina kuti muzouye get that straight Me: ok sir ndozouya then Takadzokera hedu and mumwe wangu was not longer herself… Nicole: wakamuiteiko mudhara uyu Me: nothing shaa, hameno kuenda kwataita nekuzoenda ndega zvine difference here Nicole: nxaaaaa baba vanezvovatevera mhani handimbo blamer ana smith nana kennedy vanoita kunge mapenzi pachikoro pano Me: you see….am praying tingotange hedu ma exams acho Nicole: but this school, is too much unoona vachiri kuti dzidzisa vamwe vakuita vega kuzvimwe zvikoro and maaform 4 anosvika nguva yavanoda Me: panoi ndaaive neshungu yekudzoa asi nah nah Taabva tapinda muclass Mitchel aive achangobva kunotenga chikafu, aakabva agara zvekuda kunzwa nyaya ko masister aida nyaya iwayo.. Mitchel: hanziii namr black mamba Me: wakanzwikwa am out Nicole: hanzi auye ega not kuendaa neni kwaaita Mitchel: ummm girl Nicole: seriously Me: yaah ndozvavataura so lets eat guys ndoenda Takadya hedu isu taingove nemutemo 1 munhu nemunhu anezuva rake rekuuya nechikafu chokwana tiri 3 and kana usina mari waitobika asi kana unemari unoita something zvaive zvakakusunungukira asi padrink taitenga 5litres yedu yaigara kumba kwanaa Mitchel aingouya nedrink mubottle rake and we dilute tonwa, hushamwari hwedu hwaive hwakakomba kubva tiri maform 1 zvekuti hapana aive asingazvizive kuti tofamba tiri3 or 2, mumwe anenge asara muclass…takadya hedu ndokuenda hangu kunoona mr black mamba varehwa… Ndakasvika hangu paye ndokunoka door restaff room yavo vakadaira ndikabva ndapinda… Me: sir ndauya Mr mhuka: ok ndipe phone number yako pane zvandoda tigozotaure Me: ok sir, 078 1289**** Mr mhuka: ok mabooks aangu emaths aya uzondivigirawo kumba kwangu pa number 1289 budiriro 2 Me: ok Ndavekuda kubuda vakabva vandirova mbama magadziko angu ini ndokuenderera mberi nekwandaienda ndaive ndarwadziwa asi wekutaurira paive pasina…ndakafamba hangu kusvika kuclass asi ndaiita kushaya kuziva kuti zvinorevei ko mwari inga ndaive ndapedza zvakanaka wani chaive chave chii…ndakasvik nekukanda mabooks patable pangu… Me: girls sir venyu vanditi vakuda number yangu aand ndokuti ndizouye nemabooks avo kumba kwavo Nicole: you ask you dad to escort you simple Me: yea you are right Day rangu rakazopera rosvota mr mhuka vaiingoita madrama chaiwo muhupenyu hwangu hameno pese apa vaisandiona here…. *Narration* Kana mazogara kune varime vasina kana Ganda kumeso Mr mhuka vaive voda mwana mudiki iyeyu aive akaenzana nemwana wavo dai vaitarisawo kuti ko dai asi wangu ndainzwa sei chavaingoda kusvibisa zita remwana asi chavabenge vagona chaicho panenge pasina.... Shuwa murume mukuru kuita mapitse nemwana vakadzi vakuru variko, baba vaive vanemoyo wakasundimwara vaive vamurongera zvihombe paaiuya nemabooks zvekuti vaive vakamugadzirira havo... Zuva iroro vaive vatobhenha kuti vaizomupedzera and ndivo vaitoda kuravira kekutanga ko mwana wavo vaiita sevakaitq vekupihwa munhu wemurume asina moyo iiiih ndezvemeso kuchikoro vaive vasisadzidzise havo vaiswera vachigudza vanevechikoro Kung mombe haaaa kuzvikoro kune basa vana vaye vanova rude haizi mhosva yavo akomana munenge Manzi muce mabhanditiiii Mazuva akafamba baba rumbi vachitsungaira kuti nzira dzireruke, kumwana wavo vaaisaona mufaro pachiso chake vakambomubvunza kana zvichimuremera vaikwanisa kumubatsira pamabooks ake,asi iye akabva ati kutya Mazama ndokuseka havo vakabva vafunga mhandara yavo kuti aripapiwo nema exams aya… Vakafona mai vacho ndokudaira vakamupa phone… Baba Rumbi: hessi atete Anashe: makadii dad Baba rumbi: ndiribhoo mwana arwara kuno atete hanzi exam fever ndatoti ndinzwe pamwwe hanzvadzi yangu yakatofa kare Anashe: haaaa zvima small small izvi ndichipedza kunyora ndikuuya ikoko Baba rumba: huyai atete Anashe: Friday ndopandikupedza ndobbva ndauya Baba rumba: huyai shuwa ndakusuwa mwanangu Anashe: ok soon, bye I love you Baba rumbi: ndokudai vahanzvadzi..bye Vakafara havo kutaura nemwana wavo rumba ndokukumbira kuperekedzwa Havana kuramba havo vakamuperekedza ndokusvikopa teacher vake mabooks akafara kuti aive amborovawo maths,akabva azviudza kuti haachaende kuchikoro aizoenda day rekunyora, mr mhuka vaive vatogaira mwana kurefu havo… Kubva zuva rarohwa rumba magaro naMr mhuka Havana kana kuzomuona iye aivve avapa number dzababa vake zvekuti vakabva vatya kutanga vaiziva kuti mamessages anodhiritsa zvakawanda havo.. Mitchel na Nicole vaive vangove 2 ava teacher vavo Havana kumbobvira vada kunetsa nawo navo uye vanhu vaiitaurisa zvekuti rumba aaive akadhererwa nekunyararisa kwake kutaurisa kwake kwaigumira paleadership chete…. Akati akagara hake achitandara na anashe ko aive auya zvekuti kana baba vasipo vaiswera vachitandra havo vaviri vainzwanana zvisingaite, Nicole akabva asvika ndokumbokurukura hake,achibva atii Nicole: hanzi nasir mhuka asiri kuuya kuchikoro haazi kunyora exam Akabva apererwa rumba ndokuperekedza sahwira wake aifunga zvakawanda bba vake vachidzoka akazonzwa anashe otiiii…………………………………eyyyy Anashe never changes………………………………… ……………… *Stay tuned*💃🏻

Usakanganwe kuti kune book iri rakakumurira ririkuda 1k likes🔥🔥🔥🔥 Marriage is full of drama ndati vanhuwee. Nyaya iyi inyaya yakasvitsana kumakuva nekuda kwemukadzi.Nyaya yema brothers akarwira munhu kusvika pakukonzeresa rufu.Ndiyani muridzi wemunhu?, ko zvakatanga seiko kuti vawire pamunhu umwe chete.Zvese izvi unozvinzwa only in *SEED OF LUST* book ririkutanga muma minutes mashoma anotevera. Show your likes gara wagarira muchannel!!!🔥🔥 Deleting link within 30mins!!!


https://whatsapp.com/channel/0029Vag9BlEEVccOPABWOs2y 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 *LOVE♥️AND LIES💔* **Iyi inyaya yaKiara mudzimai akavimbika pamwechete nekutya Mwari kwazvo. Ane vana vake vaviri mapatya Elsha naNisha. Murume wake Luke anotadza kuzvibata oita upombwe naPA wake anonzi Beyonce ngirozi yasatan. Kiara aisave mukadzi anoshoreka asi akangosiiwa ari ega achichengeta mhuri baba vaenda naBeyonce. Zvinozomuperera mushe here Luke kwaanoenda ikoko or akazvigokera ega moto muziso.. JOIN *MAMALEE* CHANNEL FOR THE WHOLE STORY.. 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

*TRUSTWORTH BALES*🇿🇼🇿🇼🇿🇼 🩳👗👙👕👖👔🩱👗🥿👒👞👟 *MABHERO ESEE EWINTER AVEPO ,HUYAI MUTENGE MABHERO AKANAKA EBASA NDIYO NGUVA YACHOO💵💵* *TINOTENGESA MABHERO,MABHERO AKANAKA,MABHERO EBASA FREE DELIVERY🆓🚗FREE ADVICES KUNE VANODA KUTANGAA,WINTER STAFF YESE IRIPOO MAJACKETS,MAHOOD,MABOTTOM,MAFLEECE ETC* https://chat.whatsapp.com/FaW3GoWW6uaHbCR9lLVuUq -------------------- *Click link for WhatsApp Inbox👉* : http://wa.me/263783405393?text=hi ----------------------- *To join our group : https://chat.whatsapp.com/FaW3GoWW6uaHbCR9lLVuUq *FOR ENQUIRES CALL/APP 0783405393* *WhatsApp Inbox* : http://wa.me/263783405393?text=hi

https://whatsapp.com/channel/0029VaZdnDOFcow3l3F5Y10j *Main group* https://chat.whatsapp.com/GuGKiHvPRSJ5ntaqrOSOgV *🆕🆓short story* *🌺Bloomsouls💏* *Written by Shaloe* *Chapter 02* *Rumbi* Life yekuchikoro ma1 nechando chinenge chiriko kuseni panenge pasina kana choice kutongomuka wakananga,Nenguva dzandakabuda kumba ndakatanga kufamba hangu ndisingamhanye nekuti time dzaive dzichiri dzakanakisa,ndokusvika Mr Mhuka vachangosvikawo pagate, Millicent na Nicole vaivewo pagate ndoma prefect aive paduty that day, pamwe vaive vaonekwawo vachifamba ndokutopihwa post anozviita hake mhuka ndakavati kwazisa…. Me: morning sir Vakanditarisa neziso raive rakazara ruvengo ko ziso ravo mazuva ese raigara riri red kunge chiropa woti iro zuda, zino ravo hapana aimboriziva wakavaona vachiseka havambobuditse zino havo… Mr mhuka: Rumbie you are late again Me: its half past 6 sir inga wani ndakasika Mr Mhuka: Really, nhasi handikurove after assembly uuye muOffice mangu undione Nicole naMichelle vakabva vandipa a look zvekuti kana neni ndakashaya kuziva kuti whats going on for real and what was going to happened.. Me: ok sir Ndakaenda hangu muclass ndokugara but the truth I was confused nei baba ava vaiti ndanonoka at 6:30 here chikoro chichitanga na6:45,Nicole namichelle vakazouya muclass lesson ndokutanga ndaiita kushaya kuziva kuti muOffice mavo ndoenda how nani, at breaktime ndakaenda naNicole kuOffice kwavo ndokusvika vachiti… Mr Mhuka: ehe girls matiii Me: sir mati ndizouye kuoffice kwenyu Mr mhuka: ehe ndati uzouya handina kuti muzouye get that straight Me: ok sir ndozouya then Takadzokera hedu and mumwe wangu was not longer herself… Nicole: wakamuiteiko mudhara uyu Me: nothing shaa, hameno kuenda kwataita nekuzoenda ndega zvine difference here Nicole: nxaaaaa baba vanezvovatevera mhani handimbo blamer ana smith nana kennedy vanoita kunge mapenzi pachikoro pano Me: you see….am praying tingotange hedu ma exams acho Nicole: but this school, is too much unoona vachiri kuti dzidzisa vamwe vakuita vega kuzvimwe zvikoro and maaform 4 anosvika nguva yavanoda Me: panoi ndaaive neshungu yekudzoa asi nah nah Taabva tapinda muclass Mitchel aive achangobva kunotenga chikafu, aakabva agara zvekuda kunzwa nyaya ko masister aida nyaya iwayo.. Mitchel: hanziii namr black mamba Me: wakanzwikwa am out Nicole: hanzi auye ega not kuendaa neni kwaaita Mitchel: ummm girl Nicole: seriously Me: yaah ndozvavataura so lets eat guys ndoenda Takadya hedu isu taingove nemutemo 1 munhu nemunhu anezuva rake rekuuya nechikafu chokwana tiri 3 and kana usina mari waitobika asi kana unemari unoita something zvaive zvakakusunungukira asi padrink taitenga 5litres yedu yaigara kumba kwanaa Mitchel aingouya nedrink mubottle rake and we dilute tonwa, hushamwari hwedu hwaive hwakakomba kubva tiri maform 1 zvekuti hapana aive asingazvizive kuti tofamba tiri3 or 2, mumwe anenge asara muclass…takadya hedu ndokuenda hangu kunoona mr black mamba varehwa… Ndakasvika hangu paye ndokunoka door restaff room yavo vakadaira ndikabva ndapinda… Me: sir ndauya Mr mhuka: ok ndipe phone number yako pane zvandoda tigozotaure Me: ok sir, 078 1289**** Mr mhuka: ok mabooks aangu emaths aya uzondivigirawo kumba kwangu pa number 1289 budiriro 2 Me: ok Ndavekuda kubuda vakabva vandirova mbama magadziko angu ini ndokuenderera mberi nekwandaienda ndaive ndarwadziwa asi wekutaurira paive pasina…ndakafamba hangu kusvika kuclass asi ndaiita kushaya kuziva kuti zvinorevei ko mwari inga ndaive ndapedza zvakanaka wani chaive chave chii…ndakasvik nekukanda mabooks patable pangu… Me: girls sir venyu vanditi vakuda number yangu aand ndokuti ndizouye nemabooks avo kumba kwavo Nicole: you ask you dad to escort you simple Me: yea you are right Day rangu rakazopera rosvota mr mhuka vaiingoita madrama chaiwo muhupenyu hwangu hameno pese apa vaisandiona here…. *Narration* Kana mazogara kune varime vasina kana Ganda kumeso Mr mhuka vaive voda mwana mudiki iyeyu aive akaenzana nemwana wavo dai vaitarisawo kuti ko dai asi wangu ndainzwa sei chavaingoda kusvibisa zita remwana asi chavabenge vagona chaicho panenge pasina.... Shuwa murume mukuru kuita mapitse nemwana vakadzi vakuru variko, baba vaive vanemoyo wakasundimwara vaive vamurongera zvihombe paaiuya nemabooks zvekuti vaive vakamugadzirira havo... Zuva iroro vaive vatobhenha kuti vaizomupedzera and ndivo vaitoda kuravira kekutanga ko mwana wavo vaiita sevakaitq vekupihwa munhu wemurume asina moyo iiiih ndezvemeso kuchikoro vaive vasisadzidzise havo vaiswera vachigudza vanevechikoro Kung mombe haaaa kuzvikoro kune basa vana vaye vanova rude haizi mhosva yavo akomana munenge Manzi muce mabhanditiiii Mazuva akafamba baba rumbi vachitsungaira kuti nzira dzireruke, kumwana wavo vaaisaona mufaro pachiso chake vakambomubvunza kana zvichimuremera vaikwanisa kumubatsira pamabooks ake,asi iye akabva ati kutya Mazama ndokuseka havo vakabva vafunga mhandara yavo kuti aripapiwo nema exams aya… Vakafona mai vacho ndokudaira vakamupa phone… Baba Rumbi: hessi atete Anashe: makadii dad Baba rumbi: ndiribhoo mwana arwara kuno atete hanzi exam fever ndatoti ndinzwe pamwwe hanzvadzi yangu yakatofa kare Anashe: haaaa zvima small small izvi ndichipedza kunyora ndikuuya ikoko Baba rumba: huyai atete Anashe: Friday ndopandikupedza ndobbva ndauya Baba rumba: huyai shuwa ndakusuwa mwanangu Anashe: ok soon, bye I love you Baba rumbi: ndokudai vahanzvadzi..bye Vakafara havo kutaura nemwana wavo rumba ndokukumbira kuperekedzwa Havana kuramba havo vakamuperekedza ndokusvikopa teacher vake mabooks akafara kuti aive amborovawo maths,akabva azviudza kuti haachaende kuchikoro aizoenda day rekunyora, mr mhuka vaive vatogaira mwana kurefu havo… Kubva zuva rarohwa rumba magaro naMr mhuka Havana kana kuzomuona iye aivve avapa number dzababa vake zvekuti vakabva vatya kutanga vaiziva kuti mamessages anodhiritsa zvakawanda havo.. Mitchel na Nicole vaive vangove 2 ava teacher vavo Havana kumbobvira vada kunetsa nawo navo uye vanhu vaiitaurisa zvekuti rumba aaive akadhererwa nekunyararisa kwake kutaurisa kwake kwaigumira paleadership chete…. Akati akagara hake achitandara na anashe ko aive auya zvekuti kana baba vasipo vaiswera vachitandra havo vaviri vainzwanana zvisingaite, Nicole akabva asvika ndokumbokurukura hake,achibva atii Nicole: hanzi nasir mhuka asiri kuuya kuchikoro haazi kunyora exam Akabva apererwa rumba ndokuperekedza sahwira wake aifunga zvakawanda bba vake vachidzoka akazonzwa anashe otiiii…………………………………eyyyy Anashe never changes………………………………… ……………… *Stay tuned*💃🏻

https://whatsapp.com/channel/0029VaZdnDOFcow3l3F5Y10j *Main group* https://chat.whatsapp.com/LrVl53NXNun5l9Xy3GAzLz *🆕🆓Book* *🌺Bloomsouls💏* *Written by Shaloe* *Chapter 01* *Rumbi* *Rumbi* *iwe Rumbidzai kasika kumuka ipapo, its 6:30 iwe uchiri wakarara mari yangu ikuendera mahara kuchikoro ikoko* vanodaro baba vachirova door rebedroom yangu kunge richadonha *Ndamuka baba ndakutopedza* ndakadaro Pasina nguva ndakabuda muroom mangu ndichiita sendinotandaniswa nemhepo… *Mamuka sei baba* ndakadaro *Ndamuka uuye nema U ndiwe uchaudza vamwe chakatadzisa gudo kuseka richigona kunyenama* vanodaro havo baba *Ndakuenda ndokuonai masikaati ndadzoka* ndakadaro ndichibereka kabag kangu *Tora $ muwallet mangu ugotenge zvekudya* vanodaro baba *Maita basa baba* ndaidaro ndichiombera ndichinotora wallet yavo ndokubuda Ndakamhanya apa kwaiita kutonhora ndokunzwa bell repachikoro kurira apa ndaive ndasarira nepadiki kuti ndimhanye haaaa nooo ndozoita kunge gwara apa vamwe vachingofambawo….. Ndakasvika *maiiii* ndichiona Mr Mhuka varipagate ndakabva ndati *“baba kani”* sir mhuka vaive vakandimaka zvekuti lesson ravo rakaitwa muclass raisapera vasina kundirova uyu waive mutemo vakasandirova vaitoona vandipopotera even nyaya yekuma form 1ndivo vaive senior master…… Ndakapuruzira maoko angu kuti anzweee kaheat ndirohwe, ndakamira muline maive nevamwe vanonoka ndokurohwa 5 iiih ndakaradziwa apa vamwee vairohwa 2 vachichinja ruoko ini nguva yekuchinja kana kuterera marwadzo ndaive ndisina ndakabvapo hangu ndokuenda kuclass, ndakasvika vakaisa mazi work paboard ko lesson ravo that day ndiro raive first mudzimu waive wandirasa dai ndakazviziva ndichirikumba ndaisauya hangu…nddakambofunga kueenda kutoilet asi iri ndolesson raisambotizika worse vanhu vemuclass mangu hapana wavaisaziva… Kuti ndibate pen rairwadza ndakati ndinyore iiih ndainzwa kurwadziwa ndakanzwa vanhu vodeedezera *“Mhuka arikuuya”* misodzi yakangodonha yegandaiona ndatambidzwa dzimwe shamhu kana 15….ndakakasira kuputuka misodi ndokuzvishingisa chauya chauya aaah... Vakapinda havo Mr Mhuka ndomudzidzisi aityiwa nechikoro chese munhu wese aive anyarara zvino… *“Good morning sir”* class yese yaive yasimuka kuvakwazisa *“fine;mabooks angu ngaauye tone and kana uchiziva hauna chawanyora or hausati wapedza wouya kumberi”* Ndakasimuka kuenda kumberi kuye and ndini ndakaita the first kusvikako *“ana rumbidzai mukati hamuna mishonga here inotora ma answers evamwe look unononoka kuchikoro and work yangu hauna kupedza”* vakaddaro havo vamhuka *Sorry sir* ndakadaro zvaitonzwisa tsitsi *Ndakunzwira tsitsi asi uchano Shaina muStaff room* vakadaro havo *Ok sir* ndakadaro zvekubvumirana nezvavaive vataura ummm imagine kuonekwa kunzi head girl varikukorobha mustaff room haaaa apa ndipo pavaive vandigona havo, kurohwa kwaive nani asi chando chaiveko ruoko rwaive rwakaoma uku rwuchirwadza ndakanogara hangu pasi ndokutanga kunyora work yangu, ivo vaifamba vachimaka mabooks, pavakazosvika panddiri ndaive ndaatopedza hangu, ndokumaka havo vakapfuurira,lesson ravo rakapera ndokuenda havo…kwakauya history and I was low asi ndaingovewo muclass, pabreak ndakarara hangu patable pangu ndaitombodaa time ndiri ndega because ndaisaziva zvandaive ndakatadzira mudzidzisi uyu… *“whatsup girl hande kubreak”* anodaro Nicole *“cheer up girl lets go tonoshaina staff room yacho*” anodaro Michelle *"shame almost forgot. Thanks, dea"* ndaitorongedza mabooks angu kuti ndiende kustaffroom takaenda ndokukumbira mukadzi aicleaner zvikorobho akatipa Nicole na Michelle vaive maprefect asi vaisambonyara ini ndini ndaitonyara asi zvekuita paive pasina… takapfugama ndokushaina at halfway makabva mapinda Mr Mugoni…. *“ Headgirl maita Seiko nhasi kuuya kuzo cleaner staff room haaai hamuzi menyu muno* vanodaro mr mugoni” Ndakaramba ndakanyarara hangu nenyadzi vachinoti baaa the other side ndokuona Nicole naMichelle vachishaina haaaa vakagara pasi…. *‘Headgirl nemavices enyu mapareiiko nhasi* vanodaro zvekare *Zvima small small sir tatopedza haaa ma1 nhasi* anodaro Nicole *Uyu mumjolo manje zvina Nicole mukati izvi* vanodaro Mr Mugoni vachiseka *Tatopedza sir haaa hatiite zverudo isu* anodaro michelle Ndakafara hedu time yacho taive tasvika mateachers arimu meeting ummm Mr mugoni vega vaive nani asi ndaiziva they gonna talk about it kuti headgirl vashaina staffroom voudzwa havo zvekusanyora work kwangu aaaah chikuru punishment ndaiita, takadzoka ndokusvika class ichitaura nyaya yangu ko Mr Mhukaa vaive vandigona havo but atleast ndaive ndisina chitema nemunhu asi opposition part haizoshaike… Takadzidza hedu ndokuzoenda kumba late ndakasvika baba vakagara havo vachitogadzira sofa raive rod kubvaruka…..Nicole aipfuura nepamba pedu achienda kwavo Michelle ndiye aigara Budiriro1 ini naNicole taigara mu2 tichidzidza paBudiriro 2….. Takapinda ndokuvaswedza havo baba vangu Nicole ndokuzoenderera mberi nekuenda kumba kwavo, pakuenda kuchikoro taisaenda tese because iye aisiwa nebrother yake kuma to6 chaiko pagatee rechikoro ini ndinenge ndichiri kuita basa time idzodzo kungoti handiite hangu mazuva ese nekuti hapana aisvibidza mumba medu taingogara tiri 2….anyway makuziva zita ndini Rumbi ndine 16 years ndaive -Book 4 hangu,mumba medu taive takazvarwa tiri 2 vasikana ndini ndaive first kotevera Anashe aive Grade 7 ane12 years, mai vangu vakashaya anashe ane 2 years vanoti vakaitwa operation pavakabatsirwa anashe ndokuita macomplications akazovasvitsa muguva anashe akanogara nagogo kusvika vashaye ndokuzoenda kumba kwamainini munin’ina wamhamha pakashaya gogo…..ini ndaive ndati kureei handina kwandakaenda ndaingogara nababa vangu…vamwe ndivo vakambonetsa kuti mwanasikana agare nababa hazviite asi baba vangu vakasaarudza vega kugara neni munzira dzakanana kusvika pandave, Havana havo kuda kuzoroora rudo rwavaive narwo kunamai vangu raive rakakomba zvekuti zvonetsa kuswera vasina kutaura zita ramai vangu…. Baba vangu vaiita designing vaive neshop yavo mutown yaiita mabanner and all designing zvekuti zvizhinji ndaive ndozvigona paholiday ndainoswera hangu ndichivabatsira ndozvaitotiraramisa nekubhadhara school feee yangu neya Anashe…. Ndakatotanga kubata bata basa nekuona kuti ndabika muriwo intime zvekunonoka kuchikoro ndaisada ndakatoisa alarm, vakazopedza zvekugadzira sofa ravo ndokuisa mumba zuva raive ratonyurawo ndakamhanyidzana nemapoto zvese neku ironer mauniforms angu ndakapedza kubika ivo vaive vave kuona havo tv, takanamata ndokudya hedu after that ndakasuka ndokunamata kuti tirare, vachingoenda mubedroom mavo ndakatanga kutotsvaira mumba ndaida kumuka ndichitsvaira yard chete,ndogeza ndoenda kuchikoro…. Ndakazorara na1am ndichiverenga ndokumutswa ne alarm ndichitomhanya kunotsvaira ndaiita basa rangu ndakabata watch zvekuti Mr mhuka ndivo vaive paduty repagate zveweek rese ndaisada kuita danda ruoko rwangu nekurohwa ko baba vaye vanoita sevasina kana kubara havo nekuti marovero acho kuita kunge satan akagara hake, worse kuchitonhora nxiii ndossaka vakaita tsito mwari vangape color munhu anemoyo wakasviba…since baba vangu vaive vasati vambondirova and mateacherss akatopndirovawo anotoverengeka, mr mhuka vakazotanga kunditsoma ndaitwa head girl maybe vaiida kuti mwana wavo aiswe hameno mwari ndiye anoziva……………… *Stay tuned*💃🏻


Follow this link to join my WhatsApp group: https://chat.whatsapp.com/FSwPdDMpiuMBzR2gU4H9Qx ‼️ *ATTENTION* ‼️ Huyai mose nezvirwere zvakunetsai mungave manetsakana nedambudziko iri kwenguva refu sei huyai muwane permanent solution🤓 For privacy reasons inbox 0781 892 093 We care we share 🙏