🇿🇼Shaloe✨️📃Stories💯🇿🇼
🇿🇼Shaloe✨️📃Stories💯🇿🇼
June 11, 2025 at 03:01 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VbArYJYF6smv7K5dZa30 *Betrayal In Every Kiss*🖇😓🖇😓🖇😓🖇😓🖇😓🖇😓🖇😓🖇😓🖇😓🖇😓🖇************************************ *:BY QUEEN PSLAMIST* *Comment section* Follow 👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇 https://chat.whatsapp.com/LtnqovbMUdNGPR7xy6shfu *Episode 14* *Rayn* Pandakabuda nemota yangu ,fungwa dzaisatombova panzvimbo imwe chete zvayo ,ndichifungisisa kuti ndodiiko na Stembeni aive andinetsa,shuwa regai kunzi ukazviitira chinhu wakazviitira wega apa ndakazvikanyira ndega,l loved Stembeni so much but her behavior towards my mother was not good at all l dont think kune angade kutukirwa amai vake achiona izvozvo bodo semakarangaa nadhaa pachi portuguese ,so l had to get rid of her as soon as possible,or else it will be a very big problem kwandiri and my mother. "Ndakabviswa hangu mundangariro nesvusvura ndadya nhodzi yechingwa yandakaona yakamira paroad,haa mwana aive mbama hake kutaura chokwadi ,,thern l told my self,Ryan give this beautiful lady a ride,so l stoped ,ndikatanga kumumhoresa ,ndakabva ndanzwa hana yangu kurova kuti bhaaa kunge pfuti yaridzwa ndichinzwa voice remwana uyu ,haa the voice was more than sweet,so ndakati regai nditi dyoo pane nyaya yangu ,l told her if l can give her a ride, luckyly she agreed,dai vari vamwe vakatomhanyisa fungwa kkk hayas . "I did not hesitate to ask her name,and she said *PAMELA* wow it was a nice name even Stembeni haraisakwana apa ,so takataura hedu tichifara hedu she was a free soul indeed,ndakazoona mota yakutanga kumhanya nhaimi,ummm ndaive ndotya kuti mwana wevanhu ,and l told her to put her seatsblet on, paakangopedza kudero l dont know how ndakangoona ndaku rasa control then ndokunodhuma hameno muti here wandakadhuma or,ndaingonzwira kure Pamela achiedza kundimutsa,,asi simba ndorandaive ndisina,,apa taive pakati peroad mweya yangu wakatanga kupera ,then ndiye zii handizive zvakazoitika. ,Ndakasimudza musoro wangu mbijana mbijana sezvo wairwadzira kure thern l ipen my eyes ndokuona kuti ummm ndekupi kwandiri handisi kutombokuziva ndaingonzwa imwe smell so yaitaa seyemuchipatara nekurira rira kwemachine,and zvakandisvota sei" l tried to wake up but the pain was too much now, "Heyi, zvishoma nezvishoma," izwi rakapfava rakataura. "Ndakabva nda realiser the voice,it was her Pamela,that when l realise l was kuhospital" "Pamela came close to me and say *HOW ARE YOU FELLING RAY* with a beautiful smile,lm good thnks for everthing and lam so ,sorry for what happen"And the way she say*Ray*umm l cant even explain it, "shhhh ,will you keep quite ,she said achindibata musoro wangu ,it was so good with her soft hands ,Stembeni never showed me this kind of love chaigona kundipa mabhanan'an'a emashoko anorwadza" "Panguva imwecheteyo, Mom vakapindawo mu room, vachinetseka zvikuru waitoona chiso chavo kuti she wanted to cry but semunhu mukuru vaizvishingisa" vakauya pa bed ndokundibata ruoko rwangu with a teary eyes" "Rayn, ndine urombo pamusoro pemarriage yako,ndiyo yakutuma kuti ufunge kufuga rako wega here Dangwe rangu,vakadero vachichema zvokuti Pamela akabva ati "excuse me" achibuda ndofunga aida kutipa space," "Honestly mom l dont want to be alive at all Stembeni is too much ,she always say bad things to you and l cant take it mom, muri mai vangu,my one and only mother manje ndikakuonai muchiitiwa kunge muri pwere zvobuda here mhamha?? mofunga kuti ndoda kuzviona izvozvo ndakadero. "Aewa wedangwe ,, asi sandiyo solution my child,we have to pray harder unoziva mweya yemadzinza iriko kunze uku inotitevera haidi kuti tiite zvakanaka,uzive kuti satan anouya nenzira dzakawanda,anotouya somunhu ufunge ,the way Stembeni is doing,ndiSatani iyeye arikushandisa, saka gara uchiziva kuti Satani anopfeka vanhu kuti hloo chaiko mwanangu,lam glad you are ok,l dont know how to thank that lady,she saved you son, 'kkkk mhamha kana vatanga zvechifundisi yoo kkk vanenge votopenengura zvose zvirimo mubible" "Now tell me ?how did your brakes fails?? she said,umm l had no idea mom,ksna chimwe chandoziva chaizvo ndakadero hangu asi ndaiziva kuti Stembeni handimuchenesi hangu" "Are you also thinking what lam thinking,vakadero mhamha"Yeah maybe ndizvo but we dont have proof kuti ndiye aita izvi ndakadero" "What more proof you need,nxaa ndakatodhiniwa nezvinotoita baba vako ,vanga vakavharirana door naa..havana kupedza kutaura vabata muromo" "Chiiko mom tell me,what is going on"l asked? ndokuti... "Pamusoroi ,pliz let the patient rest vakadero Doc vachipinda mandaivehaa mom ndomutobuda vachiti ndouya ndichizokuona" "Mazuva angu ndiri muchipatara anga akutokwana hangu kuti ndibude mom vaiuya kunondiona ,kutaura chokwadi Pamela haasaitidta kuuya nema fruits,nekundiona everyday Her kindness, tsitsi dzake, kwakabva kwaita balm to my soul, kuchindinyaradza anxiety yangu uye kusimudza mweya wangu ,nezvese zvandaiitirwa na Stembeni vakangouya kunondiona kamwechete naBaba. "Rimwe zuva, Pamela paakange achindibatsira ne physiotherapy, and l said" "Unoziva, I really appreciate everything you've done for me. you are different from others you know Pamela akanyemwerera, meso ake achipenya nekufara "Thank you, Rayn. That means a lot ,but l was helping you nothing much"" ,You know you are very,strong how do u manage your wife though? umm nezva akakuiita that day l feel sorry for you Ray" she said" "Ndakangoti its ok but deep down l was hurt,kutaura chokwadi *l wanted someone like PAMELA* "From nowhere ndakangoti ,PAMELA panezvandoda kukuudza,you know l used to love stembein but umm not anymore"l said "But why though"akadero ,nekuti hasi mukadzi akanaka,anotuka amai vangu nguva dzose,and thern she held my hand and say ,ndinehurombo Ray,anozviitirei zvinhi uvakafumuka? urimunhu akanaka,unofanikira kuva nemukadzi anpki respecter uye anokuda chaizvo" "Ndakabva ndanyemwerera ,hangu ndakazongoti haa zvowanikwa ndokuzobuda kwanda kaita mu hospital iyi"ndiye akatondi driver kumba,ndichisvika,ndaitobhowekana na Stembeni nekuti mom told me everthing kuti vakavasvikira mu room naBaba umm who knows maybe vanotodyanana Bota ,manje Baba hunhu hqmwawo hwavaida kuitira mai vangu handaimbohutora ,,vainoziva kwekuenda negadzi ravo Stemben,Pamela ndokudzoka hake kumba kwavo" "Phone me when you are home"l said. "Ok ray l will"she said achitoenda *MAI TEHILA* "Tete vakangotanga nekundiudza magreen mbobha chaiwo,iwe TEHILA chi chaunenhe uchiita mwana waBaba vangu waguta kurarwa ka hee waiguta kaa mari iyo yaunoiza madiro ajojina"vakaenderera mberi nekupopoza kwakuti live him in Peace kwakuto kata umm hayas izvi zvaitoda kukwira mumuti sa zakeu achiti mwari ndioneiwo pamwe vaindihwa,zvoti stress ye zvandainge ndaona kumba uko,yemuroora yekundiita chipwere ,now mwana wangu haasi kuhwa mushe ,kubva nekare hapana tete vaindida havo ,ma sisters a *lrvine* ese aiva mahure chaiwo ,madays andaigara navo ndaiva unza kuti musadero,muviri yenyu ,muchiitambisa ,zvakataurwa.mubhaibheri kunzi muviri wako itemberi yamwari nei muchizvishandisa,kubva ipapo iiii takatovengwa pasi nekudenga,ndakabva ndati regai ndisiyane nazvo icho Baba Rayn vanga vamboudza masisters avo kutiiko?? Ndakapinda muroom kunoona mwananangu l was happy,ndichiona Pamela achiita care naye,she is a daughter in law l wanted but yoo the daughter in law l got was,spice its self"and thern we talked at least aive aboe,fungwa dzangu dzaive dzichifunga futi zvandaive ndaona kumba zvokuti ndakangotaura zvekuti lrvine aive akavharira muroora ,handina hangu kuzomuudza habgu" "Ndakadzokera kumba hangu ndaida kuno kinditsa vamwe vanhu vachandiudza kuti vaiiteiko muroom vese" "Ndakasvika kusina kana munhu 1 aiveko ndakabika hangu rice rangu with my rosted chicken ndaida kukinditsa vanhu ndaguta chaiko"ndaka nyatso bika boe boe ndomuzvipedza zvose ndokubva ndasuka maplates angu hangu since ndaiziva kuti madhungu hapana zvaaita" "Ndakaenda kuroom kwangu ndikanyatso verenga hangu Doctrine rangu rainzi *FORGIVNESS* ndakadzidza zvakawanda nekuda kwekuregerera, ndakatosvika pakubazwa nehope pasina auya Stembeni haana kuuya ,lrvine haa yaingove tsika yake,so l got used to it" "Makuseni,seni ndakamuka kundoona mwana wangu zvangu,takakwaisana zvakanaka naka,asi ndakati nhasi ndomuudza zviripo" "Aaah mhamha mukureva kuti vaive vakavharirana ,muroom?he asked? "ehe hazvishuri here izvo zvakambo itikepiko ,ndoo anonzi makuna kuna chaiwo"ndakadero. "Umm handipa Jekesi apa mhamha ndofunga vanhu ava kaa ummm hameno asi kaaa kuwirirana kwavo kwakatanga musi.uya wawati urikuda gupuro,sekufunga kwangu ndofunga pane akabatirwa madhiri akati mdokupa chivhara muromo,hauomewo sekudero here" "yaa something,is fish here mom,regai ndibude muno tingoifambira nyaya yacho,he said"Pamela ndopaakauyawo achiti auya nema fruts achipa kupa Ray ini ndakabva ndati rwgai ndivape mukana,kkk pamwe angafumwe ave the daughter in law l always want" "Ok ndakukusiyai muno ndakuenda bye ndakadero hangu ndichitora chihandbag changu aah before u go can l pray akadero Pamela ndokubva ati Here's a small prayer for Pamela to pray for Ryan's recovery: "Dear Heavenly Father, I, Pamela, come to you with a heavy heart, lifting up Ryan's health and well-being. Please, Lord, touch his body with your healing hands and restore him to full health. Grant him strength, peace, and comfort during this challenging time. I trust in your power to heal and restore, and I pray for a speedy recovery. In your mighty name, I pray, Amen." "AMEN"takadero tese ,aah waita basa mwanangu May God give you what you desire" ndakadero" "l hope 1 day.l will get what l want mom ,akadero achiita semunhu aida kuchema ,ndakatozviona kuti she was not ok , "Ndakabuda hangu ndomunoona mashuea akagochiwa nhaimi ummm aaah ..ndakaona *£nd of £pisode 14* To be continued!! stay tuned ,Like share and Read.

Comments