KING JILE  NOVELS 📚📚
KING JILE NOVELS 📚📚
June 10, 2025 at 03:38 PM
*🏵️R O S E M A R Y🏵️* *Follow our Channel👇* *https://whatsapp.com/channel/0029VaNMLm8ADTOMUF1jJu45* *For Comment Group join👇* *https://chat.whatsapp.com/DrD0REHqA6v2wlWj2ribhB* *A SHORT LOVE STORY CREATED* *AND* *WRITTEN By:::::::::::::::::::::;* *KING🤴JILE* *+263716562851* *&* *FIRE🔥SISTER* *«All rights reserved and no part of this publication reproduced or stored in a retrieval system or transmitted in any form or by any means include electronic, mechanical, photocopying, recording or without the prior permission of the Author»* *Chapter 1️⃣7️⃣* *Nyarai🌹* Mai vangu ndinoshaya vaimuvengerei Rose ini. Kutanga vaingotiudza kuti Rose haana hunhu ihure musatambe naye. Ndakatanga ndichingotevedzerawo zvavanoda izvozvo ndichongoitawo sendakamaka Rose but deep down my heart ndairwadziwa nemabatirwo aRose. Ndaisava munhu anehutsinye but ndakatoona my mom varikunditurner low low kutondiisa kuhuevil. Ndakatombopindwa nepfungwa yekuti zvimwe ndivo vakauraya maparents aRose kuti vawane kumushungurudza kudai. Mumwe musi vakamurova seachafa Rose ndikaona vavakuda kumupfutsira naTsitsi wavo. Pasina nguva ndakaona James achinyangira arimudondo vana mhamha vakavhunduka vakatiza. Ndakazoona Rose achitakurwa naJames kumuindisa kuchipatara asi andina kuda kuudza Mom because ndaitoziva ndikavaudza vaimuraya chete. Vakasungwa vakaindiswa kuPolice ipapo ndakafunga zvimwe ndiRose avasungisa ndikatombo mukwidzirawo voice but later on ndakazoona haasiye aita izvi. Kuchiyedza ndakamuka asipo ndikazoona vakuuya kumasikati nanamoms ndikaziva ainda kunovaburitsa kuchitokisi. Tsitsi ndakaedza kumuonesa kuti asiyane nekutevedzera mhamha Rose haana chitema nesu but munhu wacho aingoinda kunoinda mhepo. Vachingosvika pamba ndakaona mom vaisafara pachiso chavo. Vakabva vatochiplanner kutorova Rose nekuvaburitsa mujeri kwavaitwa. Ndakatoshaiwa ndimhamha vangu chaivo here vari so evil kudai. Ndakabuda zvangu pamba ndikanoona mukomana wangu Hillery aiva andisendera massage achiti aripagate. Ndakainda paiva ari kubva tatsvaga pekugara zvedu tichiita nyaya. Ndakaona Rose achibuda muyard medu ari mufull speed achipinda nemudondo ndakatoziva kwaarikuinda hakuna kumira mushe chete. *"Hillery please help me, ngatitevere munhu uyo arikumhanya uyo something can happen to her"* i said ndichitosimuka. *"Ummmm zvaanenge Rose wani mwana wakhule vako arikutizivei"* he said achitosimukawo. *"Ndichakuudza everything later now let's go tinomubatsira"* I said ndakutanga kutomhanya. Takamhanya tichipinda mudondo maakapindawo but hatina kuzoona kuti wakafamba sei. Takatanga kupusa takamira panhu 1 kusvika tavakushaya kuti tonanga nekupi. *"Afamba seiko apa Hillery ini ndavakakutoshaya zano"* I said. *"Iwewe famba uchiinda neuku ini ndoinda neuku ndine feeling yekuti aripedo chete"* he said. Takaparadzana kubva tatanga kumutsvaga. Ndakatenderera divi rese randaiva but handina chandakaona. Ndakambogara pasi ndichiterera zvimwe ndingamunzwa achichema. Ndakatanga kunzwa kuita semunhu ainamata but zvaita sekuti zvirikure kure. Ndakaramba ndakaterera ndikazonzwa davi remuti waiva kumberi kwangu richiti vhizu sepabva chinhu chihombe. Ndakasheedzera Hillery ndichitomhanya kuindako. Ndakasvika kurohwa nehana ndichiona ariRose azvisungirira eish ndakanzwa moyo wangu kuinda kure chaiko. Hillery akasvika achitokwira mumuti kunomusunungura achibva adonhera pasi paisava kure zvapo. Ndakamhanya kuindapo ndikanzwa achimira kufema zvishoma nezvishoma kusvika avhara maziso angoti ziii. Ndakaerekana ndavakutoridza mhere. *"Mupenyu uyu Nyarai chimbomira kuchema hande nayee kuchipatara"* he said achitosimudza Rose. Takamhanya naye tichibuda musango but ndakaona kuti Hillery aiva aneta nekumusimudza. *"Ndipe kuno ndimubereke iwewe womhanya kunotsvaga mota inotitakura nekuti hatingambosvike nayee ini ndinongofamba neroad ndichiuyawo tosanga munzira."* I said Hillery akabva andiberekesa kumusana iye achibva atomhanya kuinda. Ndakafamba kuda kwe30 minutes asati adzoka ndaiva ndachinetawo zvino uku chipatara chacho chaivawo kure sei. Ndakashingirira kuramba ndichiinda zvangu ndakabereka Rose. Ndakaona chimota chaibva kumberi kwangu chiri mufull speed ndikatotya kutsikwa nacho ndichitomuda muroad. Chakasvika kumira pamberi pangu ndikatorohwa nehana. Ndakazoona muina Hillery naDriver wacho kubva taisa Rose imomo akabva aitsika zvake takananga kuchipatara. Takasvika tikaudza manurse chokwadi chese vakati ivo panoda police report luck enough police yacho yaitova pedo zvayo. Takanotaura nyaya yedu kubva vatipa zvavo tsamba yacho tikadzoka kuchipatara manurse akatanga kumhanyisana naye. Takagara pabench tichimirira good news but hey azvina kuita sekudaro vakatouya vachitiudza kuti life yake iripacomma panotoda kunamata zvakasimba. Ini kunamata ndaisagona zvangu handina kubvira ndambodongorera mukova wechurch. Takabuda hedu naHillery kubva tadzoka kumba ndaizouya kunomuona mangwana. Muroad mese hapana aitaura neumwe ini naHillery. Ndakasvika kumba zvangu vanamom vachitoshupika kuti Rose aripi. Ndakatopretender wo sepasina zvandirikuziva even Tsitsi chaiye handina kumuudza. Vakatanga kubvunzana zvavo zvenhando ndikavadavira mhinduro kwayo ndakazoshamisika ndarohwaa mbama namhamha kutaura chokwadi ndakarwadziwa even Tsitsi ndakaona maziso ake atsvuka. Ndakaona ajambira mom achivadira mbama iristrong. Ndakanokutsirawo kubva tavarova kuti vambopinda mutune vakanyanya kuzungaira nxaa. Takainda kunorara zvedu semazuva ose manheru iwayo tikaona Police yasvika ichiti iyo tisu taida kuuraya Rose. Takamboedza kuvaudza kuti mom ndivo vanechekuita pathis issue but havana kunzwisisa kusvika vatitora tose. Ndakasendera Hillery massage yezvinhu zviripaground akati anouya kuPolice mangwana. Takatorwa tikanovharirwa zvedu. Ndakashamisika vakadzi vandaiva navo musame room vachiitana vakadzi iiiiiiiiii zvakandishamisa ndaiva ndisina kumbozviona zvakadai. *"Iwe chisikana huya pano"* ndakasimuka ndikainda paari. Ndakaona avakakutanga kundikisser ndikanzvengesa muromo ndikaona ndadirwa mbama iristrong. Wakada kundikisser again ndikanzvengesa muromo. Wakatanga kundibata bata mabreast angu achimayamwa achindikurura hembe but hapana zvandaimbonzwa zvaitova different nemabatirwa andinoitwa naHillery. Ndakaona ava kudzika kubech* kwangu achingondinanzwa pese pese. Wakatanga kudhonza dhonza twuma tinj* twangu nerurumi ummmmm ipapo ndakanzwa nyama dzavakutodavirira wena. Wakaramba achiita zvake and ndaiva ndavakutonakirwa nazvo zvaitekenyedza Hillery aiva asina kumbondiita izvi. Ndakarekena ndati, *"Aaaaah babe kani"* i said ndichisimudzira chihunu mudenga. Wakaramba achiita uku ini ndaiva ndavakungoburitsa mamoaning sounds. Wakanoedza kupinzwa zvigunwe zvake kubech* kwangu ndikanzwa a sharp pain ndikanzwa avakuti, *"You are still a virgin?"* she asked zvinekashock mukati. *"Yes"* I said ndichigutsirira musoro. *"Wow! Women please stay away from that girl anofana kuzoroorwawo akazara handidi kuona anomudisturber. Tanzwanana here?"* she said voice riripamusoro. *"Sorry nekukurova kwandaita"* she said. *"Ok thanks"* I said ndichitopfeka nhumbi dzangu. Takarara hedu zvakanaka, kuseni ndakanzwa ndakusheedzwa kuchinzi kune anoda kundiona. Ndakaendako ndikanoona ari Hillery eish ndakafara shame. Wakandiudza everything kuti wamboedza kutaura navo kuti ndiburitswe ndaisava nechekuita asi kuti tisu takatomubatsira but zvainzi tomorira kumuka kwake atauré ega. *"Tongomirira kuti Rose wacho amuke Hillery. Usatye kuno ndirisafe unongouya uchindionawo uye uchinoonawo Rose kuti arisafe here but uudze manurse kuti kana achinge amuka vasamuudza kuti tisu takamubatsira."* I said. *"Ok babe ndinonomuona zvangu but know kuti Hillery loves you zviome zvinake ndinewe Nyarai"* he said. *"Thanks daddy nekumirawo neni. Kana neni nokudisisai Mhofu vangu"* I said. Kutaura chokwadi ndakafara nemashoko aHillery. Haisi nyore kuwana munhu anomira newe musituation yakadai. Hillery akabuda akainda zvake ndikadzorerwawo mucell mangu. Mazuva akafamba zvavo Hillery ayiuya everyday achindiona zvake. Mumwe ndakaona Rose achipinda mucell mangu kutaura chokwadi ndakafara zvisingaite. Ndakasimuka ndikanonumbundira mufaro wakawedzera pakandiudza zvekuti auya kundiburitsa pamwe chete nanaTsitsi. Takainda kuna officer in charge wacho akanosaina mapapers acho vana mom vaiva vatobuda kare. Kutaura chokwadi mufaro wandaiva nawo waiva wakapfurikidza chaiko. Ndaitonzwa kusada kusiyana naye Rose. Mufaro wakapera pakanditi ndiinde kumba iye arikudzoka kuchipatara. Ndakamumbundira kubva ndamukumbira ruregerero pane zvese zvandambomutadzira. Wakandiregerera hake kubva ndainda kumba ndachimirira kudzoka kwake mumusha. Kubva zvatabva kujere Tsitsi haana kubvira azomboita zvirinani wakatanga kungorwara zvaisanzwisisika ganda rake richicheneruka. Takaenda naye kuchipatara kunova kwakafira but ainzi hana ropa ndakatombofungira maybe aiva nechirwere ini. Kubva zvashaya Tsitsi mai vaiva vavakungogara vari zii zvavo. Rose akazouya kubva kuchipatara asimba zvake. My mom vaiita as if vavakuda Rose but ndega ndakatoona kuti kupretender uku. Mumwe musi vakangobuda pamba hatina kuziva varikuindepi. Vakanorarako zvavo vakamuka vachiuya zvavo apo pavakasvika pamba pakamira mota yaiva yauya naBamunini vaRose ndikaona mhamha vachi.......😢 *Drop your comments* *Stay tuned💖*
❤️ 🙏 👍 😂 😢 😮 437

Comments