
Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
June 8, 2025 at 12:56 PM
2017 ndakawana basa kumarabastad
Ndaipiwa 450 rands paweek. maitengeswa ndiro nemapoto ...let me just say kitchen ware.munongozivawo kana uchishanda muchitoro unosangana nemacharacters evanhu akasiyana..vanozvida vane Mari vanokutarisira pasi .vamwe vachikunzwira tsitsi.Waive musi wemugovera vhiki rekupera kwemwedzi,the shop was full with customers vachibuda vachipinda..saka yava nguva yelunch was sitting zvangu pamusoro pe cardbox emapoto eating bread and kingsley cold drink.Yaaa it was a tiring day..Tiri busy focusing pachingwa ,l head a voice saying Lunch time.ndakacheuka ndikatarisa kwaibva nevoice, guys ndiri mukadzi but l know wat l saw... l must not say it but ka...kune vanhu vakazvagwa..,the skin,the beauty..the hair .the dressing was on point..ndakamutarisa ndakaisa chingwa pamuromo zvikanzi hello hun lm looking for a room dustbin do you have...ndakaramba ndakamutarisa ndichidzeya mutauro waanga washandisa,was it English .Shona pedi or Zulu..she said again Eeee gal uright l said do u have a meroon dustbin ..ndakamuudza Kuti yes we have it can l bring it for you ..akabva ati u can open it l want to see it first tichivhura bin zvikanzi sisters vaye rough day hey ..ukuratidza Kuti wakaneta yooo ....ndikabva ndati yaaaa hey kwanga Kuri busy nhasi zvekuti l feel like sleeping.Zvikanzi mushop muno mune zvinhu zvakanaka so how much is this bin... I told her the price and she gave me extra with 200 rand in Eeee that my lucky day🤣🤣🤣 and on her way out she said can l have your number nemufaro l gave her faster faster ka.chero ndimiwo she was a lady anyway.Days passed ..l saw a message popping zvikanzi the Meroon dustbin gal iini ey hie gal ..how are u doing ..ndikaudza Kuti l was ok just pressure rekubsa
😂
❤️
🙏
😢
😮
🍆
👍
👏
💓
💔
40