
Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
45.9K subscribers
About Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
Entertainment website Message Taque Ndaks on WhatsApp. https://wa.me/message/SF52SVFAEI43K1 Wakabaya link iro 👆👆👆rokuendesa directly kune munhu anokwanisa kuku fambisirr basa rako rako over 5 channels
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

My mother in law vekwandiri kuda kuroorerwa havandidi apa ndiri M1 , lam dating last born yavo and vakomana vari 3 so the 1st birn respects me n supports the relationship but the 2nd born and mother vanondivinga kumba kwedu vondituka n say havandidi and havadi kundiwona in any of her sons cars or near him its the 2nd threat yekuda kundirova ...mwana wavo anovawudza to stop coz anondida n akutoti bae wangu ndomuda ..n in ndomudawo anh he loves my baby so will it get better? Or anondisiya oyenda to his mothers side coz its been 4 years achamirawo neni here munhu uyu agondiroora? Haaaa iyo dai warega hako nguva ichipo nokuti ukada kuita nharo nezvine nharo hama yangu unozochema mangwana remember even akamira newe nhac mufec wako iyeye mumarriage mune maups and downs once masvika pastage iyoyo kuenda kwako or kurambwa kuri easy nokuti varipo vatogara vasingakudi ac zvinhu zviedzwa and ndambakuudzwa akazopinda patyt futi

Hi Taque please post for me anyone akuda ZiG rate 46

*Trust the process.*To the person reading this who feels like no one gets it… God sees you. He sees the days you’re tired. He sees the times you feel completely overwhelmed. He sees the anxieties you hold in your heart. He sees the things you silently struggle with. …and even if no one seems to understand Even if you don’t know how to quite put it into words He can translate every tear into a prayer. Even when you feel alone… He sees you. 🫰🏼🩷


Hi vigai Id yangu ndapedza grade 7 yangu ndakapinda muguta reharare ndakasangana nemukomana mukaradhi takadanana nemukomana uyu takaita 4days ndobva ndaenda kubasa kwake mukomana uyu ndaimuda zvisingaite ndakararanaye ndakabatanhumbu ndakaitamwananaye mukomana uyu akandirwadzisa chero nanhasi ndorwadziwa mwanawedu akutoena11yrs now but ndorwadziwazvisingaite aiuya nevasikana achirara navo ndiripo zvakandikurira ndakati handidi Rudo rwekumanikidzira ndakamuti ndokuda but ndakuenda but chero nanhasi ndinomuda zvisingaite nokuti chero ndakada kuita imwe imbaka ndofungaiye chete but akandirwadzisa zvisingaite


KUSVIRA CHAIKO , *EROTIKI TIPS FOR MAN* *React before you read 📚* Kana uchida kugutsa mukadzi wako kuti asaku cheater. Unoda kuziva zvakawanda usati watangana nebonde iri. Unotanagane foreplay kana romance yakanaka, sezvo foreplay iriyo inoshanda se appetiser. Roamance yaitwa nomazvo inoita kuti mukadzi aite nzara uye shungu dzekuda kusvirwa. Mapinda zvenyu mumba mako maunoda kuzosvirirana nemukadzi wako ita zvinotevera. Murume anofanira kukurmidza kuenda kwamunoda kusvirirana kwacho anobvisa hembe netrouse wosara necashort. Kana mukadzi ataevera kunzvimbo yekusvirirana kwauri iwe murume famba zvishoma ne zvishoma wakamutarisa mumaziso, uchiswedera kwaari. Mumbundikire, wotanga kupuruzira magaro ake zvinyoro nyoro asati atombobvisa hembe dzake apa uchimukisa kisa muhuro nemu nzeve. bata mazamu zvishoma ne zvishoma, uchiita kuti minwe yako ipote ichikwenya nato (tits) dzake. Waona kuti zviri kumunakira chimubvisa bra nekubva waisa zamu one mukanwa, rimwe wakabata nerumwe ruwoko. Rumwe ruwoko runenge rwuchifamba famba pakati pemakumbo ake, mukati mezvidya nepamusoro pe bhurugwa, uchiita kunge kumu nyerekedza. Usashandise rurimi pakuyamwa zamu kwete kuzorumana zvauriwe. Mushure mechinguva chinja zamu rekuyamwa, wobva wapinza ruwoko mubhurugwa wotanga kutambisa matinji, kabinz nekusvika kumuromo webeche. Svika kumagaro zvekare neruoko rwuri mukati mebhurugwa. Ita uchiteerera mafemero aanenge ava kuita, nekakugomera gomera kuti uzive kuti ava kuda KUSVIRWA HERE. Kana ava kuida mukati unooona achibata mboro yako oinangisa oga mubeche but usati wapinza imbokwiza kabeans kacho nemusoro wemboro seuri kupotsa buri zvako. Izvozvo zvinoita kuti musikana kana mukadzi wako anzwe kunakirwa zvakanyanya. Kana wazopinza usaise yese but isa musoro wayo chete wokoira zvinyoro nyoro seusingadi kusvira zvako. Ziva kuti munhukadzi haangonakirwi kubeche chete during sex asi ne dzimwe nhengo dzemuviri kusanganisira mazamo, magaro uye matinji saka paunenge wapinza musoro chete ita kuti maoko ako abate bate zvinhu izvozvo, uchiteerera kuti chiri kumupa kunakirwa kwakanyanya ndechipi. Kana wava kugona seni one hand should be pa one zamu, muromo wako on another, then rumwe ruoko paka beans. Usakanganwe kupuruzirawo kana kuita eku gukuchira magaro. Apa chibva wati pinzisei but half chete, kwete yese. Uku uchikoira zvishoma nezvishoma. Allow her kutunda at least twice usati waipinza yese uchingoita zvandareva. Paanotunda usamhanyira kupinza yese. Iburitse yese panze woita seunotangazve romance. Anotanga kudziya panyowani, kuitira kuti aite recover from that orgasm. Kana adziya chiisa yese but zvinyoro nyoro. Koira zvine kasimba mbijana kwete hasha too much sezvaunoita zviya. Ipapo chibvumira mukadzi to take control because she will be going for her final orgasm. Vamwe vavo at this point vanoda kuuya pamusoro. Allow her to do that. Vamwe havaende pamusoro but ndiye anenge ava muridzi weku koira ari pasi ipapo. Rega akoire iye asi iweusazongoti zii zve. Koira zvekutevedzera zvaari kuda. This is because kukoira kwake ipapo anenge achitevedza kune G-spot yake. Ndiko kwaanenge achinangisa mboro painenge iri mukati. Iwe ziva zvekuyamwa mazamu nekupuruzira magaro (kana ari iye ari pamusoro) uye tuma small kisses. Chenjera kuti hauzokoira zviri out of order ukamu disappointa nekumutadzisa kuiendesa paari kuda. Uchaona kuti anenge ava kufemera padenga uye kuridza mhere. Paunoona kuti ava kuda kutunda mupe deep kiss, wakabata magaro. Usabvisa kiss kusvika apedza kutunda. This fourth orgasm inenge iri very explosive. Kubva kuvhudzi kusvika kutsoka anenge ari magetsi ega ega. Iwe imbomira kutunda ipapo. Hold on. Siya atunde ega. Paanopedza kutunda chimira kukoira kuitira kuti iwe usatundewo, asi kiss ngairambe yakarumwa. What makes this orgasm very special is that inoitika because of touching the woman's G- spot. That is the strongest of all orgasms anogona kuitwa nemukadzi. Imboti zii irimo ichiita kuvhita vhita nekugwinha gwinha zvayo. Izvozvo zvinodiwa chaizvo nevakadzi vose whether varungu kana kuti vatema. Hazvina kunaka kukurumidza kuburitsa mboro kana mukadzi achangopedza kutunda. Unfortunately kune vakadzi vakawanda vasati vambosvika this type of orgasm. Vamwe vavo havatozive kuti kune this type of orgasm.. Kazhinji kacho zvinokonzerwa neku kurumidzisa kutunda kwatinoita, tobva tashaya simba rekusvitsa munhu patinofanira kumusvitsa. The problem is that kana akasangana ne murume anomusvitsa ipapo ka one, obva aziva kuti pasi pano pane zvakadai, hamugoni kumudzora. After about a minute or two abva kutunda, chiizvomora, momboti pukutei zvimvura zviya zvekusvirana, paari nepauri. Then choose one of the following positions: kumupfugamisa kana kumukotamisa woisa nekumashure; kana asiri mukobvu stereki ngaarare nemusana, osimudza makumbo ake mudenga. Paunopinda pakati pemakumbo ake ita kuti makumbo ake auye on your shoulders. It means kuti paunosvika pabeche pake makumbo ake anenge akakochekera on your shoulders, aka pushwa kuenda kumusoro kwake. Beche rinenge rakaita kuzviyanika kana kuti kuzvipereka in that position. Saka ndati zvinoda vasina muviri mukuru. Kune vamwe vakobvu asi vaine muviri uri flexible vanogonawo this position. Kana ari mumwe wevakadaro unofa zvako nekunakirwa. Ita kuti atambanudze maoko ake ese ari maviri semunhu ari pamuchinjikwa, iwe wobva waabata sezvinonzi uri kumurambidza kumuka zvenharo... holding her down on her wrists or palms, like you are pinning her down. Ipapo chisvira semurume manje, whether waisa neshure or "zvemakumbo pama shoulders". Chiita zvekurova nekusakadza nyini, uchienda mberi nekudzoka shure (deep thrusts), uye kumboramba wakaisa mberi mberi uchiita ma short movements, usingapi beche mukana wekupinda mhepo. Pamwe pacho ita seunoitenderedza mukati imomo, kana kuita seuri kukokota mu cup ne spoon. Kana ukagona kusvira nguva yakati rebeyi usati watunda mukadzi anoita another bonus orgasm and iyoyi she will respect you for it, but its not easy ipapo because anenge ava weak, but kunakirwa anenge achiita seacha pesana pfungwa mwanasikana. Mutarise mumaziso chaimo wakaita ka kufinyama paunenge uchiita zvese izvi. Ratidza face iri serious, kunge une twuhasha mbichana. Kana akada kunzvengesa meso ake mubate matama udzore meso ake kwauri. Ipapo anenge ochema chema kunge achakumbira ruregerero. Iwe chibva waitawo seunomupindura uchitaura zviri romantic nezwi rechirume, sekuti "aika mai mwana, siya ndiite madiro naro, handiti wandipa rese here? Rega ndirove chinhu ichi, ndikugadzirire size yako", Uye mamwewo mashoko ehubaba. Pa position iyoyi zviri nyore kugumha chibereko, especially kana une yakati rebei. Edza kuita zviri hard and zviine speed paunenge woda kutunda. Ita uchirova pa G-spot chete chete kuma dying minutes iwaya to increase the chances of another G-spot orgasm. Kana ukaona apicka zvekuti anogona kuita orgasm ipapa edza kuti muite orgasm pamwe chete (Apa anotoiridza chete mhere kana akawana a second G-spot orgasm. Uchenjere kubva wamufendesa pakadai.) Kana wasarudza position yekuisa nekumashure mutsauko ndewekuti haukwanisi kumutarisa kumeso. Asi unenge uine advantage yezvimwewo zvakawanda, sekutambisa mazamu, zvikuru sei nyatso dzake, uchiita ekusvoverera nekuti anenge akarembera. Ukuwo unenge uchisvoverera matinji ne kabinz (gongo), wakaita zvekumonerera maoko ako muchiuno chake, kana kumuita kuti asimudze rimwe gumbo otsika pa bed, kuti uwane mukana wekusvikira matinji nekabinz painenge yakapinda. Maitiro: Ita wekukotamisa pa side pebed, akaita sekusimudza magaro mudenga uye makumbo akati vhurikei. Nyini inobva yauya yese kuseri kwauri ikoko. Ita mboro ye kubatira muruwoko woivhura musoro wayo zvakakwana, (kuinzvonyora) womboita seuri kunyemudza beche nemboro, musoro uchiti ukati kwizei kwizei kabinz woti pindei, bude, pindei, bude. Ita sekuvhura beche neminwe ye one hand rumwe rwakabata mboro se hose pipe. Chipinza mboro yese kusvika yaguma kuti ndi. Yava nguva yekusvira manje. Pakunotunda paya ibva waruma kiss hobvu. Usakurumidze kuburitsa mboro kana watunda. Chaunotanga kubvisa ikiss, womborega mboro irimo uchimupuruzira mhanza nematama seunobvisa dikita, kana kufambisa kachigunwe pamhuno yake, nekuita sekunge uri kumupukuta misodzi. Womuudzawo mashoko erudo. Ipapo chizvomora hako mboro. Kana ari mukadzi akarairwa kwaakabva anoziva zvekuita nekukurumidza pano buritswa mboro.


💫OUR SUNDAY DEVOTION! KUSAZIVA KUFA *Joseph ainge ari mushandi muimba yaPotiphar. Genesis 39:5 yobva yati the LORD blessed the Egyptian's house for Joseph's sake (Mwari vakaropafadza imba yaPotiphar nekuda kwaJoseph). Blessing yauya because of Joseph but hona zvinoita Mai Potiphar paVerse 14, vanopomera Joseph mhosva kuti anga achida kundi bata chibharo. Basa raJoseph rinobva rapera & he was thrown into prison.* *Kusaziva kufa, Mwari varikuropafadza imba yaPotiphar nekuda kwaJoseph but hevo Mai Potiphar vanoita kuti Joseph adzingwe basa. Kudzingisa Joseph basa munhu akonzeresa kuti muropafadzwe, manje anoenda neropafadzo yake ikapedzisira yava kuBenefiter vasungwa kuJeri.* *Mwari vanogona kuropafadza imba yako or iwewe nepamusaka peumwe munhu waugere naye or waunochengeta but kana ukasazviziva unodzinga munhu iyeye or kumubata zvakaipa, not knowing kuti ndiye akatakura ropafadzo.* *Unogona kudzinga maid kana garden boy basa pasina kana nyaya not knowing kuti Mwari varikuropafadza imba yako because of that


Follow the 🇿🇼Chinyakare(Traditional)Food Lovers🫕❤️Recipes🇿🇼 channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029Vb5y4AZ6BIElUbDtX53z

> *Itai henyu mega pay forward yekuenda kuMjolo🙌🏻🙌🏻* *👩🏽: Wave paroad here nemari hanzi hatisi kuda kumira, tave kusvika🫡* *🧔🏻♂: Haa iwe handina kana cent ini, bvunza driver kuti anodya nzungu🥜 here* 😂😂💔😩😩😩🙌🏻🙌🏻 *REACT 🔣 SHARE🔥🔥🔥*

2017 ndakawana basa kumarabastad Ndaipiwa 450 rands paweek. maitengeswa ndiro nemapoto ...let me just say kitchen ware.munongozivawo kana uchishanda muchitoro unosangana nemacharacters evanhu akasiyana..vanozvida vane Mari vanokutarisira pasi .vamwe vachikunzwira tsitsi.Waive musi wemugovera vhiki rekupera kwemwedzi,the shop was full with customers vachibuda vachipinda..saka yava nguva yelunch was sitting zvangu pamusoro pe cardbox emapoto eating bread and kingsley cold drink.Yaaa it was a tiring day..Tiri busy focusing pachingwa ,l head a voice saying Lunch time.ndakacheuka ndikatarisa kwaibva nevoice, guys ndiri mukadzi but l know wat l saw... l must not say it but ka...kune vanhu vakazvagwa..,the skin,the beauty..the hair .the dressing was on point..ndakamutarisa ndakaisa chingwa pamuromo zvikanzi hello hun lm looking for a room dustbin do you have...ndakaramba ndakamutarisa ndichidzeya mutauro waanga washandisa,was it English .Shona pedi or Zulu..she said again Eeee gal uright l said do u have a meroon dustbin ..ndakamuudza Kuti yes we have it can l bring it for you ..akabva ati u can open it l want to see it first tichivhura bin zvikanzi sisters vaye rough day hey ..ukuratidza Kuti wakaneta yooo ....ndikabva ndati yaaaa hey kwanga Kuri busy nhasi zvekuti l feel like sleeping.Zvikanzi mushop muno mune zvinhu zvakanaka so how much is this bin... I told her the price and she gave me extra with 200 rand in Eeee that my lucky day🤣🤣🤣 and on her way out she said can l have your number nemufaro l gave her faster faster ka.chero ndimiwo she was a lady anyway.Days passed ..l saw a message popping zvikanzi the Meroon dustbin gal iini ey hie gal ..how are u doing ..ndikaudza Kuti l was ok just pressure rekubsa

*Morning Prayer – Monday , 09 June* Heavenly Father, thank You for this new day. As I rise this Thursday morning, I place my life into Your hands. Guide my thoughts, words, and actions. Cleanse me from sin, strengthen me in weakness, and fill me with Your peace. Lord, help me to walk in love, speak with kindness, and act with integrity. May Your light shine through me wherever I go today. Protect me and those I love, and provide for our needs. Holy Spirit, lead me in truth and guard my heart from fear and temptation. Jesus, may I carry my cross faithfully, knowing You walk beside me. I offer this day to You, Lord. May Your will be done in my life. Amen.
