
Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
June 8, 2025 at 02:22 PM
💫OUR SUNDAY DEVOTION!
KUSAZIVA KUFA
*Joseph ainge ari mushandi muimba yaPotiphar. Genesis 39:5 yobva yati the LORD blessed the Egyptian's house for Joseph's sake (Mwari vakaropafadza imba yaPotiphar nekuda kwaJoseph). Blessing yauya because of Joseph but hona zvinoita Mai Potiphar paVerse 14, vanopomera Joseph mhosva kuti anga achida kundi bata chibharo. Basa raJoseph rinobva rapera & he was thrown into prison.*
*Kusaziva kufa, Mwari varikuropafadza imba yaPotiphar nekuda kwaJoseph but hevo Mai Potiphar vanoita kuti Joseph adzingwe basa. Kudzingisa Joseph basa munhu akonzeresa kuti muropafadzwe, manje anoenda neropafadzo yake ikapedzisira yava kuBenefiter vasungwa kuJeri.*
*Mwari vanogona kuropafadza imba yako or iwewe nepamusaka peumwe munhu waugere naye or waunochengeta but kana ukasazviziva unodzinga munhu iyeye or kumubata zvakaipa, not knowing kuti ndiye akatakura ropafadzo.*
*Unogona kudzinga maid kana garden boy basa pasina kana nyaya not knowing kuti Mwari varikuropafadza imba yako because of that

🙏
❤️
❤
☝
♻
😢
75