Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
June 9, 2025 at 07:25 AM
Hi vigai Id yangu ndapedza grade 7 yangu ndakapinda muguta reharare ndakasangana nemukomana mukaradhi takadanana nemukomana uyu takaita 4days ndobva ndaenda kubasa kwake mukomana uyu ndaimuda zvisingaite ndakararanaye ndakabatanhumbu ndakaitamwananaye mukomana uyu akandirwadzisa chero nanhasi ndorwadziwa mwanawedu akutoena11yrs now but ndorwadziwazvisingaite aiuya nevasikana achirara navo ndiripo zvakandikurira ndakati handidi Rudo rwekumanikidzira ndakamuti ndokuda but ndakuenda but chero nanhasi ndinomuda zvisingaite nokuti chero ndakada kuita imwe imbaka ndofungaiye chete but akandirwadzisa zvisingaite
Image from Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼: Hi vigai Id yangu ndapedza grade 7 yangu ndakapinda muguta reharare nd...
😢 😂 🙄 ❤️ 🙏 🍆 😕 🚶‍♀️ 🤷‍♀️ 🫂 32

Comments