Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
June 9, 2025 at 07:30 AM
My mother in law vekwandiri kuda kuroorerwa havandidi apa ndiri M1 , lam dating last born yavo and vakomana vari 3 so the 1st birn respects me n supports the relationship but the 2nd born and mother vanondivinga kumba kwedu vondituka n say havandidi and havadi kundiwona in any of her sons cars or near him its the 2nd threat yekuda kundirova ...mwana wavo anovawudza to stop coz anondida n akutoti bae wangu ndomuda ..n in ndomudawo anh he loves my baby so will it get better? Or anondisiya oyenda to his mothers side coz its been 4 years achamirawo neni here munhu uyu agondiroora? Haaaa iyo dai warega hako nguva ichipo nokuti ukada kuita nharo nezvine nharo hama yangu unozochema mangwana remember even akamira newe nhac mufec wako iyeye mumarriage mune maups and downs once masvika pastage iyoyo kuenda kwako or kurambwa kuri easy nokuti varipo vatogara vasingakudi ac zvinhu zviedzwa and ndambakuudzwa akazopinda patyt futi
😢 🐒 👍 🙏 ❤️ 👆 🥹 17

Comments