
Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
June 10, 2025 at 07:06 AM
Nhasi ndangoti ndibate kunyanya mudzimba umu
Matthew 19:6: " so they are no longer two but one flesh. What therefore God has joined together, let no man separate." Shoko ririkuti Nokudaro havachiri vaviri asi nyama imwe zvino , izvo Mwari zvaakasonganisa, munhu ngarege kuzviparadzanisa . Koiwesey wozoda kuputsa zvakabatanidzwa nedenga , shoko rati havachavi vaviri asi nyama imwe . Ko hindava wavakuuya panyama imwe wodakudzisiya dzave dziviri nhai ?
Ngatikosheseyi dzimba dzedu hakuna baba vanosiya mhuri vachinoroora umwe mukadzi votogarako zvachose nerimwe ramazuva vanozongomuka vakananga kumba kwavo
Hakuna mukadzi akabarwa noumwe mukadzi kuti arwadzise umwe mukadzi ukatoona uchidaro ziva kuti pane parikukanganisika mukurarama kwako
Ukaona rudo ruchikunetsa imbo checker mubereki wako nekuti mbudzi haimbozvare hwai ngativei norudo pazvinhu zvedu zvatinoita
Protect our union from envy, gossip,deceit and division. Surround us with loving, supportive marriage/relationship .
Hakuna mari inonzi ndeya Baba kana kuti ndeya amai kana makabvumirana kuti takuva nyama imwe
Division ,' kana tavemumba ngativei chinhu chimwe ngatirongei pamwechete Mwari havatirase🙏🏽

🙏
❤️
😂
👍
23