Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
June 11, 2025 at 08:48 AM
*Amai vanosvika voona ka 2 year old son kavo kakabata rushaya..* *Amai :ukufungeyi baby?* *Mwana:hapana zhangu* *Amai: Ndiudze kani ndikupe ma sweets.* *Mwana: Kufunga kulola mukaji zhangu.* *Amai: aaaah unomudii mwanangu???* *Mwana: aaaah kushila zhangu.* 😂😂😂😂😂😂😂😂 Ungamudiiii Mwana
😂 😢 🍝 💩 🕳️ 😏 😮 🙏 🤺 🦦 26

Comments