Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
June 11, 2025 at 01:05 PM
Hi Admin kune vanoziva nyaya yangu yakadai pamba pandino Roja pane vamwe mai vanogara ne murume wavo so murume uyu ano shandira out achi driver so I suspect kuti mai ava vane Chikomba because ndakaita ma investigation ndikaona kuti kana murume wavo asipo pane mamwe matsimba ebhutsu anopinda pa yard pedu ini bhutsu dzevanhu vose vepandinogara ndino dziziva so ndine suspect hombe chimwe ndechekuti ndakambo siya phone yangu mumba ndaka setter kuti irecorder pandakadzoka kubasa ndainzwa pa ma audio ainge a recodwa nefoni yangu kuti mai ava vakafonerwa vakaita long time pa foni vachi seka kunge munhu asina hunhu plus handifungi kuti vaitaura nemurume wavo bcz murume wavo kana vachitaura even pa foni vano taura ne rukudzo but uyu munhu aitonzi iwe mhani so ma audio awa ndakatenga memory card ndika chengetera imomo ndicha budisa evidence iyi kana ndava shuwa mumwe musi baba ku vasipo ndaka pepuka ku hope ndikanzwa mai ava VAchi shinyira zviya zve pabonde uyezve mumba mavo mayiitika ka sound ke ma spring emubhedha as if vanhu vari kunyengana ndakamhanya panze ndikano dongorera ne pa buri re door 🚪 hapana chanda kaona because vainge vasiya key iri padoor but ku shinyira uku kwakabva kwati zii I think vakanyumwa bcz pandaka Buda mumba mangu ndaka kava chi gubhu Chikaita noise ndaka zo gara kuseri kwemba ndichi taimira kuti achabuda mumba ndiyani but chando aiva ma1 makuseni acho vakamukira kunogeza zvakandipa suspect because mai ava vanogeza kana vapedza mabasa epamba but musi uyu vakageza kuma7am ende vairakidza kuti vakaneta Admin ndinokumbira kubvunza ku group kuti amai ava ndovabata sei kuti vari ku hurira murume wavo
Image from Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼: Hi Admin kune vanoziva nyaya yangu yakadai pamba pandino Roja pane vam...
😂 🫵 😮 👍 😢 💩 😒 🙏 🚮 74

Comments