Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼
June 11, 2025 at 03:30 PM
Hie ...chitupa mu bin pliz Ndiri mukadzi ainge akamboroorwa makore ndine 27...nyaya yangu yakareba asi ndichaita short so ndakamitiswa ndiri form 4 mkomana wangu haana hake kuramba mimba asi vanhu vekumba kwedu vairatidza kusafarira muru.e wangu nekuti ainge asina mari yakawanda...murume wangu aindida hama dzangu asi dambudziko raiitika nderekuti pese pandaiienda kumba kwedu vana cc vangu vainditsvagira mkomana vachiti ndisiye murume vonyebera boyfriend iya kuti um single ndogara Ku chikoro....hama dzangu zvekubirira mongozivawo zvonaka sei ndakabvuma kufuririka paya ndikasiya murume uye ndikamuudza kuti urirombe ndogarirei newe.....mupenyu tisatsvinyirana hama dzangu zvisinei ndakaenda kumba taigara zvedu glenview pamba kwevabereki......after 2 years down the line ndakatangawo kunzwa nema kuhwa kuti murume wangu ainge ave kushanda semutyairi kuma NGO companies vamwewo vachiti akatemga imba kumandara hama dzangu chokwadi chaicho ndirikurwadziwa murume wangu ndaakumuda ndazama zvese zvandomboona pamkoma riz
Image from Taque Ndaks Entertainment 🇿🇼: Hie ...chitupa mu bin pliz  Ndiri mukadzi ainge akamboroorwa makore nd...
😂 😮 👍 💩 💴 🙄 🤦‍♀ 🤪 🫩 14

Comments