
CHIVANHU CHEDU
May 19, 2025 at 04:07 AM
*Shizha rembambaira*
Shizha rembambaira kumberi, rinounza a lot of favors from different walks of life, ringava business rekutengesa uchatengesa kusvika waita run out of stock, mumba chaimo kana arimasvanhikongonya zvatopera, kana kuri kubasa murungu akutotarisa iwe kuti you are number one, handingazvipedze.
Right everyday wageza geza wakuenda kubasa rako or uripo zvako pamba, tora shizha rembambaira woriisa mubhutsu yekwaLeft wopfeka zvako bhutsu yako swera naro ririmo manheru wozobvisa zvako worasa, sometimes unoriona, sometimes harioneke depends nekukora kwaranga raita, do it every day
Kana wapedza kuverenga siya emoji ❤️❤️❤️

❤️
🙏
👍
😂
😢
90