CHIVANHU CHEDU WhatsApp Channel

CHIVANHU CHEDU

7.3K subscribers

About CHIVANHU CHEDU

SEKURU NYATI VANO BASTIRA NECHIVANHU KUDZOSA MUDIWA KUDZOSA ZVAKABIWA RAKI MBEREKO KUBUSISA MUDZIMU WAKATIPIKWA NHAU DZEPFUMA RUKAWO NDODA VANOTI TANETANEKUFAMBA WHATSAPP NUMBER +263779114388

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
6/15/2025, 10:00:52 PM

Muripo here ndauya ne remedy yeku clean chibereko iyi Kune yekudzinga chikwambo pisai mashizha e garlic ayo mumba makurarara hachiuye Ndounza here rekugeza chibereko Hongu❤️ Chimbomirai🙏

Post image
❤️ 26
Image
CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
6/15/2025, 9:17:55 PM

NHOKO DZEMBIRA ishasha pakufuratidza munhu Kana munhu achikunetsa, achikuvengera, kana kukukanganisa hupenyu, izvi ndizvo zvaunoita kuti akufuratire zvachose: 1. Tora nhoko dzembira dzaoma dzawakachengeta. 2. Dziise pamoto – chiutsi chikatanga kubuda, taura zita remunhu ari kukunetsa. 3. Dzikasviba kana kutsva, tora hupfu hwacho wodzinga richipinda mumafuta. 4. Zora mafuta acho kwe mazuva 7 – munhu wacho anozokufuratira zvekuti anenge asingakuzivi *Kana wapedza kuverenga wakunda*❤️❤️❤️

Post image
❤️ 🙏 10
Image
CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
6/17/2025, 10:23:11 AM
❤️ 🙏 3
CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
6/17/2025, 10:07:26 AM

Azvina ropa azvina mhiko unotedzera zvandendataura after 2 hrs unewafuma

Post image
🙏 😂 ❤️ 7
Image
CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
6/15/2025, 3:45:06 AM

VAZUKURU HUYAI MUBATSIRWE NA SEKURU NYATI PAMATAMBUDZIKO ESE VANOWANIKA BINGA FONAI KANA MA SMS TITAURE VAZUKURU +263779114388 1 INSTANT MONEY WALLET MONEY POCKET MONEY MARI YEMU BAG 2 KUDZOSA MUDIWA 3 KUDIWA DIWA 4 NJERE KUCHIKORO 5 LAKI REGORIDHE 6 KUDZOSA ZVAKABIWA 7 MAGIC RING 8 KUSUNGA MUDIWA 9 LAKI REMABASA 10 VANODA KUROMBA CHINHU CHINOMUPA MARI IZVI HANDITI PA FONI MUNOUYA KUMBA NDOKUPA WHATSAPP NUMBER CALLS AND MASSAGES +263779114388

Post image
😂 🙏 2
Image
CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
6/17/2025, 10:07:37 AM

Sekuru nyati +263779114388

🙏 1
CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
6/18/2025, 9:11:16 AM

Sekuru nyati +263779114388

Video
CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
6/17/2025, 1:47:49 PM

🧉Muroora uchipinda mumusha mevanhu unotanga nokuziva tsika dzekwavaroorwa. Haubve netsika dzekwenyu kunoisa mumusha mevanhu. 🧉Muroora uchingoroorwa hauchatenderwe kutaura nemax ako pangave paphone kana pameso. 🧉Muroora uchiroorwa ibva watotanga kutsvagawo tumidziyo twako. 🧉Muroora ndiwe muyananisi ndiwe muridzi wenyaya. Kana ukaroorwa mumusha mune mhirizhonga usasvike nokutora divi zviri nani kunyarara kana kuyananisa. 🧉Muroora uchisvika mumusha mevanhu vamwe vachakufarira vamwe vachakuvenga. Amwene ndiamwene muvengane sei ndiwe mudiki zvipete zvidzore. 🧉Muroora tsika nehunhu ndizvo zvakaita kuti uroorwe nokudaro ngazvisachinja nokuti waroorwa. 🧉Muroora kana waroorwa chirega kushora avo vasina kuroorwa. Nokuti hauzivi kuti mangwana kwako zvinopererepi. 🧉Patsika dzedu Muroora uchiroorwa muroora wese anofanira kuve nekitchen yake kumusha. 🧉Muroora chaiye tinomuona nokusununguka kana waroorwa watokura. Ita zvinoita kuti unzi amai nhingi avo. Mapfekero kamutairiro ngazvitaridze musiyano nezvinoitwa neuyo asati aroorwa. 🧉Muroora uchingoroorwa chirega kutamba nevasati varoorwa tsmba nevakaroorwa uchipihwawo mazano pfungwa dzikure. Kana wapedza kuverenga siya Sekuru nyati emoji ❤️❤️❤️❤️

Post image
❤️ 🙏 😂 24
Image
CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
6/15/2025, 4:38:10 AM

*KUKOSHA KWEDERERE RESANGO* Manga muchiziva here vazukuru kuti derere resango iri mushonga mukuru muchiraramo chedu,Kune vaya vanonetseka nejeko kachakachai munyike mumvura mumwe mvura yacho zuwa ramunotanga kuenda kunguwa. Vanenhetemwa Pisa dota racho muisa mumukaka fresh momwa cup makurara. Kuvana vane nhova rwuurai Gavi musungire paruoko rwerubohwe rwemwana kana muchiuno uye zodzai muto unobuda pamusoro pemwana . Kune vakapara mhosva varikutsvagwa nemapurisa tsvuurai Gavi nemashisha matete isai pakati pemagadziko enyu mugeze makadaro muchingopedza kugeza morasa makafuratira. Sanganisa chitanda chederere resango nematombo matatu anobva mumusoro me fish uise mumafuta ako aunozora evryday ukaba chero bank rose vanozosvika warova pasi nechekare . Vasingatoti nguwa dzebonde nyikai mugeze sikarudzi dzenyu imwe mvura imwai. Vana vanebiriviri torai mashizha chte muise muhapwa dzavo vakurra nevaya vanvhumuka zvakanynya vakarara. Torai midzi yacho munyike mmvura mmwe imi vasiri kutevera

❤️ 😂 😮 5
CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
6/11/2025, 7:59:14 PM

*KUSUNUNGURA HUPENYU HWAKASUNGWA TICHISHANDISA METHYLATED SPIRIT* 💔♉🧬🥨 🕊️vehama makwenzi aripo akawanda asi kugona kushandisa kwako ndiko kukunda kwako.. 🕊️Zvizive kuti makwenzi mazhinji haashandiswe muri kunguva zvizivei kuti makwenzi edu haazanganiswe nesipo 🕊️makwenzi anoda munhu asina kushora mukati mehana. 🕊️makwenzi aya anoda iwe pachezvako munhu uchiziva kuti uri kuzama asi zvichiramba. Ndinorevei hatikumbire gwenzi kuti ritovhurire ramo iwe usina zvauri kuita sekutengesa kana kushanda. 🕊️Makwenzi anoda munhu anoziva mashandisirwe uye nokutenda. Tsvaga methylated spirit. Ye purple iyaa inoshandiswa nanamama pamakuvhu evana. Chero size.. Tora bepa re White. Nyora whatever you are going thru... Kudya wakarara,kusaroorwa,kusaroora,kusabata mwana,kurota uchidzingirirwa, kurota nyoka nemhuka,kushaya ma customers, kusabata mari inogara, kurwiswa nehuroi,kusemwa,rejection,munyama etc. Kana uchinzwa KUTI mumba mangu munopinda vanhu varoi ndakarara nyora. Nyora zvose. Wapedza kunyora vhurai bottle re spirit wokanda bepa... Spirit iyi ine strong smell. Inodzinga ma spirits anonzi mutevere. It's very powerful... Tora salt yemagodo shoma woisa muruoko wonamata KUTI chose chavakashandisa against my life let it be broken I want to be free. Namata chaizvo uchiramba zvawakaitwa. Dira salt mubhodhoro riya mawaisa ka paper. Wovhara. Namata for 3 days kutanga nhasi pa 12 midnight zve one hour. For 3 days don't open. Uchinamatira mweya iye yawanyora KUTI iparare. Mazuva matatu pakati pousiku wakaribata uchirova prayer. After 3 powerful midnight prayers open the bottle wonodira mungava mu sink or mu toilet uchi declayer KUTI mweya yose yanga ichinditambudza ngaiende. Ps musaisa chibhodhoro pasi pane Vana..,. Do this prayer and u shall testify. Munogona kutenga bhodhoro re spirit yacho makawanda mogovana moisa tumabhodhoro tunovharika.... Tevedzera unopabuda chete go and try usashora

Post image
🙏 ❤️ 👍 21
Image
Link copied to clipboard!