CHIVANHU CHEDU
CHIVANHU CHEDU
May 29, 2025 at 07:37 AM
*NGATIMBODZIVIRIRAI MHEPO MADZIMAI* Mhepo yandirikureva ndeiya yekuti uchisangana nababa kunobuda sound. Vamwe vanoiti, "bhuu bhuu" vamwe vanoiti "hlapu hlapu" inobuda kana munhu akapfeka njombo iya -🩲Ascana pfekai ma cotton panties moisa ma panty liners kudzivira mhepo zvakare musanyanya kufarira mag-string anopinzisa mhepo. Ukapfeka full pantie yako during the day manheru wotamboriser hako kkk -🩳ngatifarirei maskin tyts kunyanya kana kwaakutonhora kudai -Munhukadzi idya ginger in the morning inoreducer mhepo zvakare unowedzera muviri kudziya -Tea ine ndorani inobvisa mhepo zvakare -Vamwe vakadzi hamugone kugara mushe munogara beya mhepo inotutirana zvekare *-* Mvura kuzasi uko idyai ginger and garlic twice a day *-* Also pakugeza paye gezai nemvura inotonhora ine apple cider vinegar. Mapedza mopukutawo until dry munhu ita ma towels akati wo ooh Ukasiya kune hunyoro ndipo kuzoita infection because bacteria breeds in moist conditions *-* Ukaitawo wiwi pukutawo until dry. Ukasiya kurikunyoro zvinokonzera hwema, zvirwere nebhuu bhuu hlapu hlapu kkk *-* To avoid kudhamba dzidzaiwo ma kergel exercises kana uchiita weti usangoti chororo kunge chidhakwa. Unoti itei wosunga itei wosunga until wapedza. Zvinodzora Salisbury. And learn to do it even muchiita bonde kusunga baba unotengerwa gumbeze😂😂😂 Vanozhamba baba ukasunga kudaro *-* Once in a while isai mvura inopisa 🪣 mubucket wochekerera 🧅king onion wogarira. Hot steam inopinda muchibereko for those vanorwara or vanorwadziwa during sex. Zvinobatsirazve pa bhubhu bhuu hlapu hlapu kkk *-* 🐟Pakunhuwa kunge fish madzimai mukapedza kuita bonde musarare musina kupukuta or kugeza Hazvitore ten minutes. First you sit down 🚽 pa chamber woita kunge ukuita wiwi kubuditsa huchururu hwababa huye. Tora 🧊cold water yako geze geze Dry it and go back to bed feeling fresh. Even ukazoda kuita second round kunenge kuri fresh and tight Kwete rembu rembu kutsvedza. It puts a man off *-* Manheru paye ukageza 🖱️put roll on muma side mezvidya umu kumaside kwe punani munhuwirirewo *-* vemazuvano makuda kudyiwa sterek kkk idyai 🍍🍍2 slices of pineapple and 🍓 strawberry yogurt in the morning and evening. That flavour iyoyo inobuda kuzazi uko
Image from CHIVANHU CHEDU: *NGATIMBODZIVIRIRAI MHEPO MADZIMAI*    Mhepo yandirikureva ndeiya yeku...
🙏 3

Comments