MAMA VEE 🇿🇼😂
MAMA VEE 🇿🇼😂
June 7, 2025 at 05:24 PM
*NHAMO YANGA YAROVA MUMBA🥹😂* *Takue👨🏽:* "maimwana nzara yatiuraya asi ndafunga zano." *Mai Mwana🧑🏻‍🦱:* "manga mati tidiiko nhayi Takue, Nyandoro?" *Takue👨🏽:* "wotoita zvekubhawa chaizvo wena tingafa nenzara" *Mai Mwana🧑🏻‍🦱:* "Aaa nhai Takue ndingazvigona izvozvo? Horayiti ndombozama Nyandoro...". *Mudzimai akati ave manheru ndokuenda kubhawa kuye. Sezvinei ava mangwana acho makuseni mudzimai akati pfacha akaratidza kuneta chaiko🙇🏼‍♀️* *Takue👨🏽:* "titambireka vekubasa." *Mai Mwana🧑🏻‍🦱:* "zvipiko baba mwana ndofa ini, oyi mari iyi $401" *Takue👨🏽:* "ko uyu abvisawo $1 ndiyani anojairira kudai?" *Mai Mwana🧑🏻‍🦱:*" Ah vese vanga vachibvisa dhora dhora, ndazama kushingirira baba mwana" *Takue fainted!🚑🚑* *Waseka hanty😂😂😂now chipawo umwe eseke sezvawaita😂😂🔥🔥🔥*
😂 ❤️ 😮 😢 👍 🙏 🔥 🙆‍♀️ 🤣 738

Comments