
MAMA VEE ๐ฟ๐ผ๐
120.9K subscribers
About MAMA VEE ๐ฟ๐ผ๐
๐ต|Business advertising ๐|Social Media Boost CLICK LICK BELOW โฌ๏ธโฌ๏ธโฌ๏ธโฌ๏ธ https://wa.me/+263783844236?text=Hie+takue
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

*Wopfekawo hembe yabae wako kusleepover onzwa landlord achiti mahure ake ese anoida fani skippa iyoyi ๐๐*

*NHAMO YANGA YAROVA MUMBA๐ฅน๐* *Takue๐จ๐ฝ:* "maimwana nzara yatiuraya asi ndafunga zano." *Mai Mwana๐ง๐ปโ๐ฆฑ:* "manga mati tidiiko nhayi Takue, Nyandoro?" *Takue๐จ๐ฝ:* "wotoita zvekubhawa chaizvo wena tingafa nenzara" *Mai Mwana๐ง๐ปโ๐ฆฑ:* "Aaa nhai Takue ndingazvigona izvozvo? Horayiti ndombozama Nyandoro...". *Mudzimai akati ave manheru ndokuenda kubhawa kuye. Sezvinei ava mangwana acho makuseni mudzimai akati pfacha akaratidza kuneta chaiko๐๐ผโโ๏ธ* *Takue๐จ๐ฝ:* "titambireka vekubasa." *Mai Mwana๐ง๐ปโ๐ฆฑ:* "zvipiko baba mwana ndofa ini, oyi mari iyi $401" *Takue๐จ๐ฝ:* "ko uyu abvisawo $1 ndiyani anojairira kudai?" *Mai Mwana๐ง๐ปโ๐ฆฑ:*" Ah vese vanga vachibvisa dhora dhora, ndazama kushingirira baba mwana" *Takue fainted!๐๐* *Waseka hanty๐๐๐now chipawo umwe eseke sezvawaita๐๐๐ฅ๐ฅ๐ฅ*

*Inzwai๐ Kudairwa kunoitwa fone yegirlfriend paina madam* *Takue ๐จ๐พHaloo: munhu washe jesu wangu varipo takachengetwa* ๐๐๐๐

Akadzi itai mushe uko makuzvinynya aaa๐๐


*Unenge uchigezera panze manheru wakugeza kuface wobva wafuridzwa kubhuti๐ซฉ๐ซฉ๐๐*

*Usati wapinda mumarriage๐ฉ๐ฝโโค๏ธโ๐โ๐จ๐ผ , unoona vari mudzimba vachifara๐๐wazopinda mumarriage macho woona vari single๐๐ป๐บ vachifara๐ญ๐ญahhh chii nhai๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ*

*Parufu chikafu chashomeka. Mutauri ndokuti " hama dzadiwa chikafu chedu chapera saka vachadya ihama dzapedyo" umwe mudhara ndokusimuka ndokuti " Ini ndiri umwe wevachadya sezvo ndakashanda nemufi kwe 14 years pasina kana kutukana" umwe ndokudhonzera mudhara pasi zvikanzi, "Iwe, mufi anga ane 2yrs". ๐๐๐๐๐*

_Typing......._ *"tongoita 3 rounds chete"* *"Kupii?๐"* *"sorry wrong text"* *"aiwa kwete zve veduwe..... ndati kupi?"*

*Ndaona sekuti nguva yafamba ndisina kukuzivisai Chimwe chinhu chakakosha๐ฅบ* *Manga muchiziva here kuti ndini ndayinzi perekedza mwanaaaaaa pasong ya Mutukudzi๐ค๐ค* Aewa๐๐ฅ Ehe takazvinzwa๐ฅฒ๐๐ป > check video uone๐ค๐ฅ *SHARE๐ชข๐ชข๐ฅ๐ฅ๐ฅ*

(1) mabasa aripo: Pakudiwa 2 maNurse Aids ๐ข kuWillgrove Surgery_ ๐ muManicaland (Bulawayo) *_Salar! $270_ *_ Chitupa necertificates zvinodiwa ๐(2) pakudiwa maid anoshanda kuHighlands Harare Age20 and above Salar! $15 achishanda 4 days paweek ๐(3) Panodiwazve driver anoshandira ( NGO) kuHarare _Accomodation mahara _S@l@r! 32โ$ pamwedzi _Age 25 years and above _Class 2 or 4 driver 0776575569...ndidzo WhatsApp number https://whatsapp.com/channel/0029VakOZhuCcW4lcH7e953t