
MAMA VEE 🇿🇼😂
June 8, 2025 at 08:32 AM
*Parufu chikafu chashomeka. Mutauri ndokuti " hama dzadiwa chikafu chedu chapera saka vachadya ihama dzapedyo" umwe mudhara ndokusimuka ndokuti " Ini ndiri umwe wevachadya sezvo ndakashanda nemufi kwe 14 years pasina kana kutukana" umwe ndokudhonzera mudhara pasi zvikanzi, "Iwe, mufi anga ane 2yrs". 😂😂😂😂😂*
😂
😮
😢
🙏
🤣
👍
❤️
💔
😹
201