
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 10, 2025 at 05:14 PM
Hie Uncle Gee plizzz hid Id
Handisi kutonyatsonzwisisa kuti chii chirikuda kunyatsoitika in my relationship.So My bf and I we used to chart zvekutodaroo pa app and he would call constantly zvekutodaroo but a few days ago we had an argument coz ainge anditi I am childish and more ,he was like I should copy something from my friend ,he knows my friend and they even chart pa app . Yesterday takanetsana akandiudza kuti friend yangu is his type zvekuti akawana mumwe akaita sefriend yangu he would probably date her .He even said that my friend is more matured and is far better than me.Nezuro wacho friend yangu iyoyo yakangotanga kutongotaura kuti do you know kuti mukomana wako haakude anenge munhu wekuti akawana mumwe anonyenga and he would cheat on you ndikatoti ko zvabvepi iye akaseka hake achiti jokes.
So muvhunzo wangu kuma cousin ndewekuti ,could it be kuti vanhu 2 ava varikudanana here kana kuti pa hu 2 hwavo pane arikuda mumwe or kungofungirawo kwangu coz inini I am now so confused.Plizzz do react
Varikudana👍
Pahu 2 hwavo pane arikuda mumwe😅
Uri ku assumer🔥

👍
😂
😮
❤️
🔥
😅
😢
🌹
243