
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 10, 2025 at 05:22 PM
Hie Ungl Gee in x wangu aindipa rudo kudarika murume wangu wandirikugara naye and aigona romence zvino baba vekwangu hapana chozikanwa haaa same times ndotombofunga x wangu kuti ndinakirwa nebl bonde kkkkkkk murume wangu anogona zvese kutenga chikafu zvese zvodiwa mumba asi haandipi Mari ndikamuudza anoti unoidii ini ndichitenga zvese muno aaaaa hameno chikuru kufema

😂
👍
😮
🙏
💩
😢
24