Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 10, 2025 at 06:17 PM
Hie Uncle Gee,vigayi chitupa ini ndakashaikirwa nemukadzi 2011,so ndakasvika 2016 ndisinganzwe kana kuona mukadzi ,2016 iyoyo ndopakatangira nyaya ndakadanana nemukadzi munhu uyu kubasa kwake anoita off 1 day perwewk so takambochovha hedu takadaro but inini ndaionana naye only kupera kwemwedi sezvo ari untie panochengetwa nherera,ndakazoti rimwe day ndakangoona pafon pangu papinda message iri ne number,yakangonzi hie mr sugar ,ndakangoti ndiani wangu ndarasika zvikanzi ndini bestie wegf yako ndikangoti kaone ,so takazenge takungotaura nyaya ,takazoti 2017 arimanheru aJune kwaitonhora so ndaitaura na bestie uya akanditi seyi chando ndikati chando maone chotoda 2vanhu iye akabva ati sure ndikati iwe urinani murimese ,zvikanzi takangofanana muface wangu angouya manthend anoshandira Chiredzi ,sekutamba ndakangoti saka todii,zvikanzi ndokwanisa kuuya here ndikati aa ndingarambe kuzodziiswa here,sure hamadzangu akandivhunza directions ndikamupa ,after 2 days ndakanzwa munhu afona ndamucomb ini habhoo ,zvesure akauya mukadzi uyu mugiant ,and mukuru zvaka kwandiri ,ndaingonzwa zvichinzi vakadzi vadhafu imvura dzega ,kunyepa kuya ,ndakati nguvadzekurara takabatana kusvika pakiyamwana zvekuona kuti tasvika nguva yemutambo hama pandakainoipinza yaita kakushinya kunge munhu asina kumbozvara ,kutaura chokwadi ndakapiwa zvandisati ndamboona iyeyo ndakanzwa akuti rega friend yangu ukukuze hanzi unondipedzera ,ndopaakanditi ndaitoshaya kuti ndokunzwa seyi wangu anongokwira pamusoro nekungokoirawo zvishoma ototunda apo ka1 husikuwese ,vakomana nemukadzi uyu yakatenge yatongoma ndiyondiyo aiuya osvikoita 3 days everyweek ,and ndopaakazondiudza kuti unoziva here kuti munhu wako anemurume ,ndakambozviramba but akazomufonera tiritese achinzi ko mudhara variseyi achitoti nhasi ndokwndiri ku off uko ndongoyenda pandenge ndichinzwa kuda kunyatsoshandirwa kkk,takambodhonza hedu asi zvakazongobuda pachena vakanetsana vakatomboita nguva vasingataure,ininiwo ndaka ndazowana umwe wandakaroora end of 2018 ,but now akushandira kure ,then nyaya hombe iripo uya wandakambodanana naye last months akanditanga futi ,akangonditi ndasuwa kutundiswa zvakakwana iwe ndiwe unotondikwanisa ,ndakamut ndakaroora but mmm arikuita nharo hanzi I just need your service,nhasi atonditi weekend arikutoda kundiyendesa kulodge ndodiwoo hama apo mukadzi toonana ka1 pamwedzi dzimwe nguva after 2 months .Ndoisiya yauya yega here iyo or ndodiiwo ini.
Image from Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼: Hie Uncle Gee,vigayi chitupa ini ndakashaikirwa nemukadzi 2011,so ndak...
😂 😢 🙏 👍 🥹 ❤️ 🏃‍♀ 💀 59

Comments