Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 10, 2025 at 07:49 PM
Maswera sei uncle gee pliss hide ndoda kudaira vanhu vari kuti ex aiva nerudo ndogara ndichimufunga k9 makadii kuroorwa navo mq ex enyu iwaya uye choita kuti musanakirwe nana hubby venyu inyaya yekufunga ma ex ndosakq vakadzi vazhinji vakuzohura vari pavarume chii chakadaro ichocho munhu gutsikana nemurume wako kuzofunga ex ndokudii ikok makadii kugara maroorwa nema ex ndosaka ma ex vakakusiyai cz vakatoona kuti tiritese but munhu akufunga ex Sense ❤️ N0nsense 💔
Image from Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼: Maswera sei uncle gee pliss hide ndoda kudaira vanhu vari kuti ex aiva...
❤️ 💔 😂 👍 🔥 🤣 159

Comments