Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 11, 2025 at 09:04 AM
hie ini nyaya yank yakamiso ndakadanana nemumwe muface kusvika pakutorara tose apa handina kuziva kuti anemukadzi iyi ndakamubvunza akati haana so rimwe day ndakakwira naye tax ndobva kwanzi nemumwe mukomana aimuziva ana takue mave kutochena kudarika isu vanhu vasina vakadzi imi munevakadzi mybe aitoda kundizivisawo ndopandakatoziva kumubvunza hanzi ehe apa handina kuziva kuti ndatove nenhu ndobva ndabva ndaigara chinhoyi ndokuuya kuno beitbridge ndakatozoona ndave kuno kuti ndine nhumbu iye ndakamuudza arikuti ngatibvise sisi vangu vakuti tibvise apa ini ndotya hank kubvisa ndoda mwana wank bt apa handichazive ndobvisa hr kana kut VARIKUTI 🩷 varikuti ndisabvisa 😅 bt kwekuichengetera ndopasina plz post ndibatsirike
Image from Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼: hie  ini nyaya yank yakamiso ndakadanana nemumwe muface kusvika pakuto...
😅 😢 ❤️ 😂 👍 💩 👩‍🍼 😭 61

Comments