
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 11, 2025 at 11:56 AM
Hie Uncle Gee chitupa vigai ndodawo kureurura ndine imwe friend yangu inodada zvekuti nekunyepa ndikatenga chandatenga anogumbuka friend iyi takangosangawo kuchikoro kwevana vedu vanodzidza vese ma ECD A vese vana vedu anga anyanya kundikumbira zvinhu mafuta sugar aaa ndikati rimwe zuva akati ndoda mafuta ekuzora ini ndrimunhu mutsvuku hangu iye ndewe black chaiyo sisi vangu vanozora pure white iya soo ndakati sisi vangu vakasiya mafuta aya tora hako mafuta aya ndakanotenga epidem ndikasvinira kese imomo kwakumupa izvozvi arikutsvuka zvima vara Vara haasi kugona kuzora mushe nezvimhuno zvirikuti apa pakatsvuka apa hapana nanhsi arikuzora wena ndongoti sorry hako dear 😀😀😀😀😀😀

😂
😢
☠
😭
☠️
❤️
👍
🖕
😮
🤣
50