
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 11, 2025 at 02:47 PM
Maswera sei uncle gee pliss hide ndoda kudaira vanhu vari kuti ex aiva nerudo ndogara ndichimufunga k9 makadii kuroorwa navo mq ex enyu iwaya uye choita kuti musanakirwe nana hubby venyu inyaya yekufunga ma ex ndosakq vakadzi vazhinji vakuzohura vari pavarume chii chakadaro ichocho munhu gutsikana nemurume wako kuzofunga ex ndokudii ikok makadii kugara maroorwa nema ex ndosaka ma ex va........
Hie uncle ini ndodawo kupa reply kumunhu uyu but hide me,
Mabatiro atirikuitwa nevarume nowadays ndiwo arikuita kuti tifunge maExy edu kana ndisina peace of mind mu mereji yacho ndotomufunga Exy cz ndinenge ndichida kuAvoider BP ini ndikatofunga ex wangu sometime l would smile .Chakanditadzisa kuroorwa naexy kwandiri it was bcz akaitawo mistake akapa mumwe musikana mimba of which,iye was trying to protect me kuti aroore mhandara so ndikato combeya hubby na ex ndikaona zvakanaka zvizhinji zvichiwandira Kuna x ndotomufunga
Sense ❤️
N0nsense 💔

❤️
😂
❤
💔
💩
😮
🚮
🪱
46