Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
June 3, 2025 at 10:00 AM
*Unoziva sei kuti mwana wako anosvikirwa* Vana vanedzimu vano vhumuka kana vakarara nekuda kwekuti anenge achiona zvunhu zvevanhu Vanotaura voga kana vakarara dzimwe anotaura zvaaswera achiita Dzimwe nguva anotaura asi anenge asiri iye Dzimwe nguva anomuka ariku hope agofamba kuda kutobuda .kutosvikirwa Dzimwe nguva haakasike arara Kazhinji vanorohwa nemunhikwi Vana ava kumuendesa kuchikoro idambudziko ..vanochema pacresh ne grade one asi anozojaira anenge oyendawo oga Zvikabata haasvike kuchikoro anogara musango ozouya kumba nguva yekubuda kwevamwe yakwana Vana ava vane zvipo vanoona zvakawanda saka vanoda kupota vachizorwa mafuta egwai Pavanoinda kuchikoro Kana vasati varara Vamwe vacho vanoto muka vachitoda bute Njere dzavo vachiri vadoko dzedzo funga semunhu mukuru Iko kumwa tea vanomwa tea makapu akawanda Iko kudikitira vanodikitira nguva nenguva dzimwe nguva nekuda kwezviri paari Haafarire kufuka jira chero kune chando anorashira jira kure Havafafire butsu Havafarire masocks Havafarire mugwada Havafarire kuinda pavanhu vakawanda Ukainda naye pane vanhu vakawanda anenge asina mufaro asi zvozoita zvichino pera Vana vakadero ukaona vakachema zvekuramba kuinda paya paunenge waronga rwendo Rega kuinda nekuti mudzimu uripaari unenge uchikupa chenjedzo Vana ivavo vanovhumuka husiku musaita kuti vaone pano urawa mombe mbudzi kana huku vakatarisa ...Vanogona kusazodya nyama hupenyu hwavo Umwe unomuona nekuramba ramba zvimwe zvikafu zvamobika Kune vana vakatemerwa nyora dzehuroyi ....Vanotsenga vakarara .. Vanomuka kana vakarara kutoda kuinda panze rerabata shavi Vanomuka vogara asi ariku hope Haade salt yakawanda muusavi Kuvenga vanhu vanosvika pamba nekahu tsinye Zvino ukaona zvichidaro ngaakweshwe nyora achiri mudiki nekuti akakura akadaro anotozo ita muroyi Cherechedzai vana venyu muva chengete muchiona marara miro avo sevabereki Une mwana anoita zvandataura here ? Kana waverenga ita ndizive nekuisa like nekukoka vamwe
Image from Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼: *Unoziva sei kuti mwana wako anosvikirwa*  Vana vanedzimu vano vhumuka...
🙏 👍 ❤️ 😢 😂 👏 😮 😭 907

Comments