Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
June 7, 2025 at 04:10 PM
*PILE KUBUDA CHIMUSANA* Pisa chimba cheHozva, dota racho pota uchizora pa pile rinodzokera. Usazoite basa rinorema kwemazuva uye drink more water.🐚mee🐚 *KUSUNUNGURA LIFE YAKAOMA*. Geza muviri nemvura yemumhango vemuUyu be fresh milk. Zvinobatsira KUSUNUNGURA hupenyu hwakaoma. *MUNHU AKUSHUNGURUDZA MUUPENYU*. Tora makwati emuti unonzi Muzeze, nephot remunhu vacho.Geza for 3 days it's done. Zvika dairana Neve zvako zvaita. *VARIKUTSVAGA BASA* Tora 3 different types of flowers, isa mumvura vogeza muviri vapedza rasira mvura tasara panzvimbo inozara vanhu. *MWANA ANOVHUNDUKA* Boora zai mbishi, bvisa zve white zvemukzdzi. Isa mucup add salt Shoma. Chips mwana or munwise. *KURAPA PFARI* Tora makwati emuti unonzi Mititi maomese, vokuya into powder . Bika bota voisa mushonga uyu chidya. *LIBIDO* Maizviziva here kuti decreased Libido or sexual feelings can be related with infertility.Why, because ma hormones anoita unzwe kuti uri murume or mukadzi, nekuda bonde ndivo zvee anoita I've fertile.🍆 *KUNGOVENGWA PASINA CHAVATADZA* Tora HUCHI honey mix be crushed ginger tsangamidzi, geza nazvo muviri. Zvinodenha mhepo zvakare *MUSORO UNORWADZA USINGAPORE* Tora nhundurwa two mbishi neyakaoma. Pisa yakaoma wotora dota racho chitemera nyora ne new razor woisa dota panyora. Chitora nhundurwa mbishi it's cheka useve paropa votaya nhundurwa. *CANCER YECHIBEREKO* Boil mashizha emuChecheni n drink the water on empty stomach every day until condition improves. *Cancer yeronda*. Tora mukaka vemutova tree Zora paronda chironda chinovhara nekupora necancer *JEKO GONO* Tsvaga mutamba munono. Kwatura makwande woisa mumvura pota uchinwa mvura yacho pese paunoenda kuperiod' kusvika vapedza period. *PRIVATE PART INONHUHWA* Geza ne soda haizobhuhwa. *KUVAVIVA ZASI LADIES.* Drink garlic zvinobatsira zvikuru kusavaviva kusikamwana. *REMEDIES FOR TONSILS MARONDA PQ HURO* 1.
Image from Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼: *PILE KUBUDA CHIMUSANA* Pisa chimba cheHozva, dota racho pota uchizora...
🙏 ❤️ 👍 😢 😮 👏 😂 🥰 168

Comments