Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
June 9, 2025 at 03:22 AM
*FOLLOW THIS CHANNEL✅* https://whatsapp.com/channel/0029VbAPYoz9Bb60lBH1B90M Ndiri mukadzi ane makore 35years ndinemwana musikana ane 10years from previous marriage.ndakabva ndaroorwa nemurume wandirikugara naye mwana aine 6years ipapo aiva grade 1. Ndaimuka ndichigezesa kuseni mafirst days mwana achienda kuchikoro kusvika murume wangu ati mwana arikunonoka so chisiya ndimugezeze iwe uchiita zvimwe. So handina kuita problem nazvo until now mwana ane 10yrs. Murume anoramba kuti mwana ageze ega . Anoto maker sure every morning amuka achimugezesa. Tisati tarara tinoti munhu wese ageze unonzwa oti Mwana let's go and you take a bath. Musi uno mwana akanditi mama what is kudhonza mat**ji.ndikati wakazvinzwepi hanzi dady showed me Kuti ndoita sei so ini ndakamubvunza anobva ati mwana ndewedu tese hanti nditori baba vake..vediwee izvi zvirikundibata bata vedare ndoii ndamboedza Kuti ayiwa siyai ndimugeze or ageze ega unonzwa zvonzi hantei tinomumirira tione kuti arikugona kugeza here!
Image from Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼: *FOLLOW THIS CHANNEL✅*  https://whatsapp.com/channel/0029VbAPYoz9Bb60l...
😢 😮 😂 😭 🙏 🚮 😳 🫢 👍 400

Comments