
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
June 10, 2025 at 04:40 PM
mhodzi dzembanje
pane zvinhu zvinoita sezvisina basa kana sezvinhu zvokutamba nazvo pamusoro pemhodzi idzi ..
vamwe vakamedza mhodzi idzi vachiti i family planning method asi izvozvi Kuti achiita mwana zvavakunetsa..
vanhurume vamwe vakatsenga mhodzi idzi vazhinji nekusaziva pavaisunga fodya dzavo asi Kuti vachiita mhuri zvonetsa..
Rega nditaure Kuti....mhodzi idzodziye chokwadi dzinoshanda pakuvhara kana kumisa system yemunhu Kuti asaite mwana.....
ASI NEKUDA KWEKUTI MIRI YEVANHU HAIFANANE vamwe vakamedza mhodzi dzikasadaira vakaita pamiri....vamwe vakamedza mhodzi dzikadaira izvozvi pamiri pakuramba kudaira..
sezvinoitika panzira dzose dzekuchengetedza mhuri nadzo eg DEPO UMWE inobvuma UMWE inoramba kudaira..
mhodzi idzi ukamwa 3-5 pane mikana yekuita 3-5 years pasina mwana..ukamedza 10 and above dzinokukuvadza zvekuti pangazova nemukana wekusabara zvekare ..
so ndiri Kuti chenjerai pakumwa mhodzi idzi vanhu vamwe vakamedza asi havachaziva Kuti vosunungurwa sei padenda iri...
***kana uri Sekuruevanhu vakasangana nenhau yakadaiso tsvaga zvinotevera.....
1..mvura yemugungwa (sea water) kana washaya chishandisa salt yematombo Isa mumvura..
2..pane muti unonzi muriranyenze wakaita white ..tora uite powder......ndichaposta pic
3..zai rehuku yechibhoyi kwete mazai atekeshera Aya
izvo zvose unoita kumwa 1 wk chete wakugona kubata pamuviri....asi unozoramba uchizviita pese paunenge uchida kuita mwana.... musununguri
*Dzidzai muzodzidzisawo* 🫴🏻

🙏
❤️
👍
👏
❤
😢
😮
😂
👆
💜
322