Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 12, 2025 at 03:05 AM
Chese chinoda kufumurwa ✅ Behind bars with Tilda ✅ Nhau dzeShona ✅ Tilda live ✅ https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a Umwe murume anonwa beer 🍻 nechipoko kubhawa asi apedza kunwa doro iroro anozosangana nekurwara kukuru . Follow first nekuti full audio yaTete Tilda + iye murume waho achizvitsanangurira iri kuchannel kwedu 👇🏻👇🏻 https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a Umwe murume wekuMarondera anoburuka bus kunguva dzekuma10 manheru uye anobva apindawo mune rimwe bhawa ndokubva atanga hake kunwa doro rake achiona vamwe varume vaitamba snooker. Murume uyu paainwa hake beer rake pakabva pauya umwe murume ainwawo beer rake asi raisanzwisisia kuti imhando ipi yedoro uye murume uyu aiti akambonwa doro ombobuda panze obva adzoka . Nguva dzave ku 00 00 hrs murume uyu akabva afurirwa kuenda kumba nechipoko ichi asi kufamba kwavaiita kwaiva kwekumhanya chete chete. Full story yenyaya iyi munoinzwa paAudio yaTete Tilda yakareba iyo 35 minutes yataisa masikati anhasi nenguva dza 14:38 nekudero follow wochibva wanozvinzwira hako + mangwana ndirikuuya nenyaya yeimwe kamba (tortoise) yaive yakasunga zvuma nemaWeave nekudero follow ugozvinzwira mangwana Thursday. Mhuri yezimbabwe iyi ndiyo channel inokupai nyaya dzese dzinobva kuna BHOZH0NGRA nekunatete Tilda nekudero garai mafollower henyu . Vamwe vakomana ndivo vakavesawo moto vakabva vasasika (kudziisa) umwe mukomana uyo vavaipomera mhosva yekuba 😭😭 kana ukaona pic racho kana misodzi inoyerera hama mudikanwi and ndatoisa pic racho kuchannel kwedu nenguva dza 11:23 makuseni anhasi nekudero endawo unozvionera + don't forget to follow nekuti makuseni ndikuuya nevhidhiyo racho but mm rinoda vakashinga 👇🏻👇🏻👇🏻 https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a Zvimwe zvinogona kukubetserawo 👇🏻👇🏻 1. Kurota uchipiwa mazai _ kupiwa chipo 2. Kurota honye _ ufumi 3. Kurota uchitema muti wakaoma _ matambudziko 4. Kurota uchiswimmer _ kugezwa munyama 5. Kurota uchipfeka nhumbi itsva_ kuchinja kweupenyu Let's follow this channel kana tichidawo dudziro yehope dzese dzatinorota 👇🏻👇🏻

Comments