MAI YOLLAR SHONA  NOVELS🇿🇼
MAI YOLLAR SHONA NOVELS🇿🇼
June 12, 2025 at 12:09 PM
. *☝🏿NEW BOOK ☝🏿* *HARANGA YAMAMBO GUMBURA* 🏹🏹🏹🏹🏹🏹🏹🏹 *Nzwisa yezviri mubook* ⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️ Ndimambo vane muninina wavo uye vana vavo vatatu kubatanidza newababamunini uyo ayiva mukomana uye vababamukuru vari 2 musikana nemukomana asi pane zvakavanzika zviripo. Mukati mayo nyaya mushure mekunge bamunini vavakuda humambo hwamukoma ndokuronga kuuraya mukoma uye mwanakomana waivo babamunini anoonekwa ava kudanana nemudzimai mudiki wababa vake mushure mekunge mukadzi abikira murume wake mupfuhwira zvineiwo baba nemwana kwakudya mundiro imwe yoo. koitawo rimwe dunhu raiva nezvakavanzika iro roraida kununurwa neHaranga yamambo. *Kuti unzwe zvizere follow channel ino unozvipakurira wega mugapu* Baya pakanzi view Channel ⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️⬇️
Image from MAI YOLLAR SHONA  NOVELS🇿🇼: .       *☝🏿NEW BOOK ☝🏿*  *HARANGA YAMAMBO GUMBURA*  🏹🏹🏹🏹🏹🏹🏹🏹...

Comments