Mai Tamia Stories
Mai Tamia Stories
May 18, 2025 at 10:47 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaDInUp8qIzn7UI3Ro2H Temptation ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️ https://whatsapp.com/channel/0029VbAzybLBadmbsNTaux13 Story written by Mai Tamia 0786677765 Author Nyasha 0785651210 Chapter 01 Ndakatarisa nguva ndokuona kuti dzaive dzatofamba, 10 dzanga dzave kutokwana wangu murume asati adzoka kubasa, zvinove zvaasingamboite mazuva ese hake. Ndakatora fon yangu ndokumufonera asi fon yake yairamba kuita zvinove zvakaita hana yangu irove zvisingaite. Ndakabuda panze chaipo ndokuona zvechokwadi mugarage maive musina mota kureva aive asati apinda zvechokwadi. Ndakazama kufona zvekare asi fon haina kuita ndakabva ndachinyatsopererwa chaiko kuti chingave chii chaive chawana mumwe wangu. Ndiri pakunetseka kudaro fon yangu yakaringer and I was more than happy ndichifunga kuti aive murume wangu ndipo pandiri kuona ari Samantha my sister aifona ndakaridza tsamwa ndichikata ndakatoziva kuti hakuna chimwe kunze kwekuda kunditi hee zvazodai wangu murume andidai, panguva iyi ndaisatoda maproblems nevamwe chandaingoda murume wangu chete. Sezvineiwo haana kuzofona zvekare ini ndakabva ndatanga kufonera murume wangu zvekare but it didn't work, Ndakabva ndafunga kufonera shamwari yake yekubasa ndave kuda kufona ndipo pandakaona gate kuvhurwa mota ichipinda. Ndakaisa chipiyaniso ndichitenda mwari. Akaburuka achiratidza kuti aive azere nemufaro wangu murume, he was singing and dancing zvinove zvakandiratidza kuti aive auya negood news. Ndakaramba ndakamira paye kushaya kuziva kuti ndofara here or ndotsamwa. Akasvika pandiri ndokundimbundira nemufaro achiti "mwari vatirangarira mudiwa wangu" akadaro ndikati "what is it?" Ndakabvunza achibva ati aive apomotwa kuve Manager kubasa kwavo, and kunonoka kwaaive aita yaive nyaya yekuti aigadzirisa mapapers ake sezvo aifanira kutanga kunoshandira America for 6 months achigainer experience ozodzoka Zimbabwe. He was more than happy asi kutaura chokwadi ini mufaro chaiwo ndaive ndisina zvachose it's not easy kugara kure nemumwe wangu zvakadaro. Takapinda hedu mumba ndichibva ndamusiira chikafu akadya. Ndokubva ati "Rega ndidye coz ndiri kubuda mangwana kuseni chaiko kureva ndichaita nguva ndisina kudya zvabikwa nemudzimai wangu", akadaro achitofara hake ndofunga akazviona kuti ndaive ndisiri kufara hangu. Achibva ati "do not worry my love I will be with in my heart, and trust me I will never cheat on you chandiri kufambira ibasa chete, kana usiri kufeeler comfortable nekusara wega unogona kuenda kwaMom or kwaMainini Sama" akadaro ini ipapo ndipo pandakarangarira kuti Sama wacho aive ambondifonera, ndakatora fon kuti ndimufonere ndokuona aisa message yaive yakanzi Mhamha varwara, ndakaridza tsamwa ndichiisa uko vanga vatotanga matricks avo ekuda kukama murume wangu Mari, ndakabva ndatodzima fon yacho kuti vasandinetse. "Babe are you okay?" Wangu murume akabvunza ndichibva ndamuudza kuti ndaive right " Okay babe let's go to bed ndoda kudya zvese nhasi coz mangwana ndichabuda kuseni seni chaiko" akadaro grabbing my hangu kunge ane zvisvinu zvaainoita ikoko. Asi ndakazongozviudza kuti ndaifanira kutoisa pfungwa panzvimbo tinakirwe tese sezvo paizoita nguva yakareba ndiri ndega. Ndakabviswa hembe dzese ndichimubvisawo dzake ndichingopedza ndakaona ndatove pabed kare munhu atove padenga. "Babe ngatimbotambai zvishoma musati mapinda" ndakadaro achibva ati "ndezvekutungana kwembudzi zviye babe nyaya yese iri pakuisa apa " akadaro achitondonyera chinhu chake hake. I closed my eyes ndichizama kuisa pfungwa dzese panzvimbo and it worked coz ndakaguma ndave kunzwawo kunaka kwazvo. Ndakasimudzira chiuno ndichivhura angu makumbo giving him full access ndaive ndonzwa kumwe kunakirwa kusingatsanangurike zvachose zvekuti ndaida kunyatsoinzwa ichirova mberi mberi chaiko. All of a sudden ndakanzwa mumwe wangu ave kutodzvova zvekuratidza kuti zvake zvaive zvashata and akabva atoti forototo zii ari pamusoro pangu ndichinyatsonzwa wait yake yese. I tried kumover chiuno kuti tirambe tichienderera mberi so that ndopedzawo asi yakabva yatobuda zvayo ichimhanya. Ndakamupusha kuti abve pamusoro pangu achibva arara hake padivi pangu ave kutoridza ngonono, Ndakanzwa kurwadziwa ndichiona mumwe wangu achizvikanda padivi nekutotanga kuridza hake ngonono. Kuside kwake zvese zvanga zvaita and haana kana chimwe zvee chaanga achada ndakatora towel ndokutanga kumupukuta nguva iyoyo achibva amuka hake ndokuti ,"you see babe I told you kuti handife ndakapera ini ndosaka ndakakukanda matwins. Akadaro ndichibva ndati " I think we should do one more round" he smiled ndokuti "a real man haaite 2 rounds coz one iroro anenge atokupedzera kare" chinzwa unzwe voice rake manje. Raive rizere confidence, ndakashaya kana chekutaura kuti ndimuudze kuti ndaive ndisina chandanzwawo ndakaona zvisingaite nekuti ndinoita sekunge ndamudzikisira. Ndakangozvuva gumbeze ndokufuga kana nekugeza handina kuzoda zvachose nekuti ndainzwa kubatikana. Atove makore since we get married but I've never enjoyed sex , hongu vana taive navo matwins Nancy naAncy vaive kuboarding school completing there 0'level. But mufaro wemukati maive musina zvachose, ndakabva ndabatidza fon yangu ndafunga kumbotsvaga zvinondivaraidza kuti ndisafunge zvebonde izvi zvachose. Ndakabva ndatanga kuverenga hangu rimwe novel dzamara hope dzabata ndakazomuka zuva ratokwira mumba mese mazara chiedza. Ndakavhunduka coz I was supposed to prepare something for my husband ndakamuka ndokuona paine kanote paside kaive kakanzi goodbye my love totaura ndasvika. Ndakabva ndaziva kuti shasha yaive yainda. Ndakafamba ndichienda pawindow ndokuvhura curtain ndichibva ndatarisa panze apo ndakasanganidzana nemashura. Grey my garden boy aive ari busy hake kuitira wet kumadziro emba, ndakanzwa hasha but dzese dzakapera kuti hwaa ndayeverwa nechinhu chake, mwana aive akatakura kurema zvake iyeye. Ndakambomedza mate ndokuzozviudza kuti ave sartun aive oda kundishandisa uyu, ndakatora bhutsu yaive pedyo neni ndokumutema nayo achibva avhunduka achikwakuka kunomira uko "Chapa yemunhu kasira kutora zvako mvura usuke madziro angu awaitira wet yako zifuza remunhu, basa kugona kuwetera madziro musingazive kuzvishandisa zvinhu zvacho imbwa yemunhu", ndakadaro ndichituka ndakazozvidzora ndafunga kuti ndaive ndotukira munhu mhosva is yake zvachose. Ndakadzoka mumba ndokuenda kunogeza ndichipedza ndakabva ndanzwa padoor Paine knock, ndakaenda kuye ndokuona ari Samantha....... End of chapter 01
❤️ 4

Comments