
Mai Tamia Stories
May 23, 2025 at 04:05 AM
https://chat.whatsapp.com/H537onMscqDAXVOsPR5X8A
*HIDDEN PASSION*
Ssn1 free
🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷🥦🌷
STORY WRITTEN BY
MAI TAMIA
📲0786677765
🪀0716600241
READ📚COMMENT 🤔AND SHARE
Chapter 09
Aliah
"Inini hangu ndinenge ndakagara pachair apa ndichiona Portia dzidzisa mwana kutambira baba zvandakakudzidzisa tione" vakadaro tete mushure mekunge tavhara door tave kurara, Portia wacho akabva aseka ndokuti "haa ini ndakazvibata manje wese anongopinda pandiri haaende ndikamukurungira anorutsa huturu within 5seconds", akaseka hake ndokuti "ukanyatsoteerera zvandiri kukuudza Aliah vanhu vekwauri kuenda vanokanganwa kuti ingozi yawakavinga iyo vanokutokuisa pane chimwe chinhanho" akadaro achiseka hake tete ndivo vakazoti "nguva dziri kufamba Portia get busy, tozotamba rimwe zuva remember tiri behind time"
Ndakanzi bvisa hembe usare nepant coz today kuona movement yenyama kwete yehembe.ndakaita sekudaro ndokunzi rara pasi apa wakatarira mudenga, ndakaita sekudaro.
"Now chitsigira pasi nemagokora osimudza musana mudenga zvese nemagaro ayo makumbo ako mapete wakamamisa mudenga wakamavhura zvekusiya space inokwana munhu, chihanger wakadaro don't move ndakaita more than ten minutes ndakadaro dzamara ndoti ndaneta asi ndakanzi haunete tisati tatanga mamoves acho zvee apa kungokuratidza position chete. Veduwe kaa Ndaiti pamwe zvaive easy zvandaida kuitiswa asi umm zvakaoma hazvo veduwe kana ari ndiwo matangiro edzimba dzese vakadzi vari munhamo, kuchichena makumbo mu waist zvichibata musana zvese zvairwadza zvekuti I couldn't help it ndakaswera ndakarara zuva rese tete vakati no problem zorora, ndaiti zvimwe zvapera ini asi manheru zvanga zvitori worse nekuti ndaidzidziswa Portia aripamusoro pangu ndakamujega ndini. Haa zvakaoma kana kurara ndakarara semunhu akafa asi ndaingoshinga kuitira zvinodiwa kuitwa zvacho zvipere.
Within one week ndanga ndatove expect panyaya dzacho zvekuti vese vanoda malessons echikapa ndakutogona kukudzidzisai kkkkkkkkk Portia akazooneka akudzokera hake muHarare ndakatora number dzake akatora dzangu achiti ndizofona kana ndakuda kuendeswa kumurume wangu auye kuzondiperekedza.
Days passed pasina kana auya vekumba kuye dzamara tete vafunga kutoenda kunobvunza ikoko kuti hurongwa hwave papi vakabva vaudzwa kuti vanhu vaive busy nemuchato vaizouya toronga nyaya dzacho kana vachinge vapedza mhemberero dzavo. Ini ndakatoti mwari muriko coz zvekutoroorwa chaizvo ndaitotya ini.
Worse apa ndaitoona ndaendeswa kuharwahwa isina kana mazino mukanwa . Zvakaoma weduwe vabereki vanotiparira dzimwe nguva ivo vakatofa kuzorora isu vana vavo tichioneswa nhamo saizvozvi .
*Dennis*
Mickela aiva akandogadzirira zvandakanyatsoona ndega and nezvaaida ndakabva ndatoziva asi ini ndaifunga kuti zvimwe achanyara kutaura nyaya yake. Asi kana akabva atotaura kuti she is In love with me.
I used to hate vasikana vakadai but apa ndakatadza kumurambira tikayerekana tave kutokisana zvekuti vakationa vakangoti tagara tinodanana apa kwaani zvaive zvatotanga musi iwoyo ,ndipo pakatangira love story yangu naMickela, from that day taive takugara tiri tsika nditsikewo sometimes ndairara kumba kwake or iye kurara kumba kwedu zvekuti Dad vanga vakumuziva, Mai Gerry pavakazouya ndiye worse kusimbisa rudo rwedu vakabva vatoti vanoda kuoffer Mari yeroora pamwe nemuchato.
Ini zvekuroora ndaive ndisati ndatombozvifunga asi pavakataura ndakatoona zviri zvinhu zvakanaka chose kuti relationship yedu iende panext level so takabva tatoronga date remuchato raive pedyo yust after roora day, ko chaimisa chii iye munhu ndave naye, she is beautiful and hard working munhu asingatombonditemese musoro zvachose coz well educated. Ndakayerekana ndawira murudo zvandaive ndisati ndatomboronga asi zvave kuitika.
Sezvineiwo mazuva haamiri hawo kufamba day reroora rakasvika tichibva taenda kumba kwavo kuGlenora kunobvisa pfuma zvichibva zvadarika tomirira hedu muchato.
Mazuva haamiri kufamba dzamara zuva resvitsva tsvene yamwari yasvika tichibva tabatanidza zviri official. Ndanga ndatove married sekutamba sekuseka kana mafriends angu akatoshamisika nazvo coz it happened so fast.
Dad vakabva vabooker ticket rekuenda kuS.A for honeymoon zvaive zvakaropafadzwa kana ini ndaive ndotoda kuona zviri under the beautiful garment, nguva yanga yereba tichishare bed and kisses but no sex.
Ndakasvikogeza Mickela achibva asara akarara hake achiti aive Aneta ndapedza I tried kumuti aende kunogeza but she refused dzamara ndamusiya hangu asi semunhu aida poto ndakazvipira kupinda makadaro, romance hapana kana chaizivikanwa ndikati ndawana Holly Mary wangu ndakazoshama kunzwa ichinowira zvekunge ichapinda zvese nemac**** kkkķk aah apa haisi noise iyoyo yaiibuda during sex ndakangozvishingisa kuti isavate but mafeelings chaiwo anga atopera Kate shuwa munhu oti wakadaro kugeza chaiko oramba ndakanzwa kusemeswa naye zvekuti ndiyo yakave first and last sex yedu kuhoneymoon ndichibva ndatonyepa kuti mangwana tofanira kudzokera ndine mwana wandiri kuda kuita Opp sweramangwana.
"Ooh honey it's okay but kuno tofanira kuzodzoka any time coz kuno ndakufarira hangu ndakangoti yaa but haa kana, runako rwandaive ndaona kunze nezvandaona paari so far ndakatoona vanhu vakasiyana ipapo.
Ndakageza iye achibva apindawo mubath ndokugeza tichibva tabuda hedu. "Your wife is very beautiful bro uyu batisisai uyu ", akadaro umwe murume tichangobuda padoor reparoom redu ndakabva ndangoseka hangu tave pareception ndichida kuita checkout ndakatoona umwe muface ave kutotsoma Babe akatozoshama kuona kuti aive nemunhu asi akaramba akatarisa dzamara tisisaoneke. Aive ayeverwa nemavara eshato sezvandaive ndaita apa ndaive ndatosigner kare Marriage certificate kureva nomore turning back atove mukadzi wangu.
Tichisvika kumba mudhara vakatoshamisika kutiona coz taive neweek rese tisipo ndakabva ndangovanyepera zvimwechete nezvandaive ndanyepera Mickela wacho ndokubva zvapera.
Mickela akarara futi no bath hanzi ndaneta nekuswera ndakagara, ndakangoti okay ndokugeza hangu kwave kurara early morning ndakamukira kubuda kuenda kubasa hangu ndiri ikoko Dad vakabva vafona vachiti ndikasire kuuya kumba.
Matauriro avakaita ipapo akandityisa zvekuti ndakabva ndangopinda munzira kumhanya kumba kuda kunoona kuti kwaive kwaitikei
Stay tuned
🙏
❤️
😂
11