Mai Tamia Stories
Mai Tamia Stories
June 12, 2025 at 06:00 AM
https://chat.whatsapp.com/HkkjmyUJbZa1DVzW2upYFC Forbidden Fruit 🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎 Romantic Story Written by Author Nyasha 0785651210 Mai Tamia 0786677765 Read🍎like🍎and share🍎 Chapter 07 Mai Kudzie Ndakabatikana zvisingaite nezvakaitwa naMaidei shuwa angataure shoko rinorema kudaro pamberi pangu nevana. Ndakanzwa hasha asi ndakazozvidzora ndokumutsiura murudo . Ndakatoona kuti aitomboda kudzidziswa zvishoma munhu iyeye nekuti make mukanwa munotaya soup haana kana chinhu one chaanozeza kutaura zvake anongopotsera kunge ari pachamber. Takabika tikapedza ndokubva ndaita kuti aendese kutable ndaida kuti adzidze nekujaira zvese zvepamba asi tisati tadya shamwari yangu Sophie Milton akabva afona achiti she was robbed pamba apa aitove kupolice uku murume wake asiko kumba. Ndakabva ndatomhanya ikoko kwave kunomutora ndokuuya naye kumba kwangu takasvika chikafu chasiiwa ndokudya tese tichibva tazonorara tese muguest room sezvo wangu murume aive out nebasa takarara tese muye achindiudza zvaive zvaitika zvese and tinoti inyasha nekuti havana kufunga kumukanganisa zvachose vamusiya ari right. "I think unenge wave munyama urikunditeera coz I forgot someone ", akadaro ndichibva ndamutarisa ndokuti "ani nhai?" Ndakabvunza achibva ati "my daughter " akadaro ndichibva ndamuka kumutarisa ndokuti "une mwana?" Ndakabvunza nekuti taive nemakore tichitamba tese haana kana zuva one raakambotaura nezvemwana and ndinoti haana kana kubvira aita mbereko zvachose ini. "You have a daughter?", ndakabvunza achibva ati "yes but I abandoned her kumusha nekuda kwezvandakaitwa nababa vake and I vowed not to see her again", akadaro ndichibva ndati "you are not serious Sophie mwana ane mhosva yei nhai?" Ndakamudaro achibva ati "I think it's high time I should go back and look for her coz I tried kuita zvinobatika asi hapana kana chiri kubuda zvachose muhupenyu hwangu ndave kuona sekuti mwana iyeye ndiye arikundipa bad luck", akadaro ndichibva ndamuti "mangwana chaiye enda unoona mwana wako Sophie", ndakadaro ndichibva ndadzokera kurara ndichiita kutura befu chaiko chokwadi munhu wandaitamba naye ndaisamuziva zvachose hangu ingave shamwari here inochengeta secret yakaoma kudaro soo. Ndakabva ndanyatsoona kuti chokwadi munhu haasi wekuvimba naye zvachose nekuti anokurasisa. Ndakatora nguva kuti hope dzibate ndakazomutswa nearlam kuseni ndichibva ndaenda kukitchen kunogadzira breakfast uyu Maidei ndakawana atopedza kucleaner hake asi aive asati abata kana zvekubika tichibva tazobatsirana kubika........... Maidei Ndakanyatsoitswanya ndichibva ndati "kana ukave nekafon ini ndisina hazvinei neni asi ziva kwekukashandisira nxcaa", ndakadaro ndichifamba kuenda hangu kubed achibva andidhonza zvenharo chaizvo kwave kuisa muromo wake pane wangu ndakavhunduka ndikati ndave kurumwa muromo asi ndakazoshamisika kuona ave kuita searikundidya malips aya zvakaita ndinwe muviri wangu kuneta soo. Hana yakarova ndave kufunga kuti haasi musartanist here uyu sei ndanzwa kutyoka kudaro mushure mekunge andinanzva. Akandipushira paBed ndokubva ati "zvauri kutsvaga ndiri kuzviziva and ndizvo zvandiri kuda kukupa", akadaro achibvisa belt rake kwave kuburitsa chinhu chake chaive chisina Ganda rekumberi achibva andivhura makumbo ndikaona achinongedzera ipapo pandaive ndakaudzwa naGogo kuti panoyera, akachifambisa fambisa ipapo mheno feeling yandakanzwa soo ndichibva ndaona zvakakodzera kumirira kuona kwazvaienda nekuti zvazvaiita zvacho zvainakidzira soo, ndakabva ndanyatsotarisa ndichida kunyatsoona kuti aida kuita sei chaizvo ipapo. Nguva iyoyo padoor pakabva paiya knock achibva amuka nekukasira achibva anhonga fon yake ndokuti "you pay dearly for my fon" akadaro achibva abuda ndikanzwa ave kutaura naKupa ndakabva ndatosimuka ndokunokiya door rangu. Ndichibva ndamira ndakarizembera ndave kufunga kuti ko chii chaiitika nhai. Ndakaramba ndakamira paye kwekanguva dzamara panzi zii ndichibva ndazonorara hangu ndakamuka kuseni ndokuita tunhu twangu twangu kwave kutanga kunocleaner kukitchen sezvo zvirizvo zvandaive ndakaudzwa vakazouya Madam tikaprepare tese breakfast ndokuzoenda nayo kunoisa kutable uko ndakasvika kune vamwe mai vakangosina nekundiona chete. Ndakaramba ndakavatarisa ivo vakanditarisawo zvakaita kuti ndivabvunze. Ndakatanga ndacheuka ndokuona Madam vasiko kumashure ndichibva ndati "asi murikuona dhodhi here pandiri?" Ndakabvunza vachibva vandipusha tray yandaive ndakatakura ichidonha uku tea ichipisa pagumbo. Paye pakuita nharo unenge usina kurwadziwa paye ndakachema ini tea yaive yandipisa apa pasina nguva vanhu vaive vauya. Madam ndivo vakatanga kubvunza "ko chii chaitika?" Vakadaro Mai vaye vachibva vati "apotsa kutsika ndokudonha haa mafambiro acho emunhu asina kukwana chaiwo", vakadaro Mai vaye Connie achibva ati "mhamha ndakambovaudza kuti Benzi ravo richatiitira zvimwe iro", akadaro Mai vake vachibva vamutarisa achibva akosora zvenhando Mai vacho vakauya ndokundibatsira kusimuka pandaive ndadonha paye vachibva vati "hauna kukuvara here?" Vakabvunza ndikati aiwa handina. Vakabva vadzokera kunobika imwe tea ndikasara nevavengi vangu four. Ndakatarisa Mai vaye ndichibva ndati "so muri one team nembavha idzi right?" Ndakadaro vachibva vati "ini ndinokurova usandipusire nxcaa" vakadaro ndichibva ndanyatsovatarisa ndikaona kuti kukwana paive pasina and mheno chakangondidzora soo kuti ndisavabate pahuro chaipo. Ndakabva ndatobva paye ndokuenda kuroom kwangu kunochinja. Ndakazobuda ndasheedzwa naMai kudzie tea yaita and ndakanyatsodzoka ndokuinwa zvesvoto chaizvo vanhu vese vaingobata bata chikafu kunge vakaguta ini ndokuchitsika zvangu. Ndakazonzwa Mai vaye vave kuti "umm Mai kudzie shamwari unoda zvako vasikana vekumusha asi umm try kutsvagawo ari upgraded kwete tsvina dzakadai idzi unoti kana murume wako akauya anofara achiona zvakaora kudai pano here?" Vakadaro Mai vaye madam vangu ndokuramba vakanyarara Mai vaye ndokuti "uyu munhu atori nehuchapa hwedzinza chaiho and kakupenga kake ndekemunhu asina kana kuziva musiwo wechikoro chaiwo rimwe zuva unoona imba yaitwa upside down ukaramba uchigara nepfende yakadai iyi", vakadaro Mai vaye Madam vangu vachibva vati "wazoti urikuenda nhasi here kumusha?" Vakadaro ndikaziva vaida kuchinja nyaya ndakabva ndaisa gumbo rangu nepasi kwave kuvatsika Mai vaye zvekuti vakati awu ndichibva ndavatuka nemaziso. "Mhamha munin'ina wenyu akanaka zvisingaite", ndakadaro hangu ndakatarisa Mai vaye ndichinyemwerera apa ndichinyepera kudzungaira asi ndaida kuti vadzidze kungoonawo zvakanaka pavamwe vanhu soo kwete kuda kungoona zvakaipa chete. "Mhamha takambovaudzawo ava asi vakaramba kuteerera ava Aunt', akadaro Connie ndichibva ndakatsika zvekare nepasi petable uyu Kupa achibva ati "Aunt murikufanira kuvaudzisa mhamha tikataura tirisu zvonzo manyanya vaudzei vagone kuona kuti iri benzi roda kunorapwa mapenzi not here", akadaro ndichibva ndafunga kumugadzirisa size kwave kutsika chair yaaive akagara ndokuipusha nesimba rese achibva adonha uku ndakatovhundukawo nevamwe kunge ndisina chandiri kuziva chaitika. Ndakabva ndasimuka nevamwe ndichibva ndamuti "mwari vanorigira pasi vanhu vanotarisira vamwe pasi ukazviita futi mwana vachakutsemura uri musoro chaiwo", ndakadaro uku mukomana achiyaura kumuka paaive adonhera paye. Iyi mhuri yaitove yakaoma chaizvo vanhu vakadzidza kuti vanhu vasina chinhu havasi vanhu. Kupfeka hembe dzakasara onzi une hutsvina ngavandipe kaa dzakanaka vaone kuti vanodziona dzine tsvina here. Ndakati vanhu ava ndoda kuvatwasura vazive kuti kumusha kwatakurira kwaive kwakaoma. Mheno rwumai rwaive rwauya urwu kuti rwanyuka nepi. Munhu kubva atooma moyo kupfuura muridzi wemusha wacho zvakaoma chokwadi...... End of chapter
😂 ❤️ 3

Comments