
Mai Tamia Stories
June 12, 2025 at 07:17 AM
: https://chat.whatsapp.com/IvxmLVf3PTc0J1kvnZEDE7
https://whatsapp.com/channel/0029Vam3cw19RZAeSrQedT2J
Forbidden Fruit
🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎🍎
Romantic Story
Written by
Author Nyasha
0785651210
Mai Tamia
0786677765
Read🍎like🍎and share🍎
Chapter 09
Maidei
Ndakayerekana ndavhara maziso angu coz zvandainzwa ipapo mheno zvazvaingondituma zvega soo. Maoko aKudzie aive too much kunyerekedza kwacho kwaisave kuye kwekusekesa kwete,asi zvinonakidzira mukati kati chaimo. zvandainzwa zvacho mheno zvazvaiita mumuviri wangu zvekuti ndakaguma ndasunga chiso zvinhu zvacho zvainakidzira zvekuda kunyatsoteererwa nemoyo wese. Ndakawedzera kuvhura makumbo angu ndichinyatsomupa mukana wekuona rese zvaro.Uku ndaive ndakungozvonyongoka zvonyongoka soo kutadza kana kugadzikika zvachose. Zvandainzwa ipapo zvaida kuti arambe achiita zvaaiita hake asatombosiye zvachose. Ndakayerekana ndave kuburitsa tumwe tumasounds twandaitadza kucontroller soo zvaingoitika zvega mufunge. Ndakayerekana ndave kunge munhu abatwa nemweya here kunge demon ndakatadza kuzvinzwisisa ndega. Ndaida kunyarara asi zvaiyerekana zvabuda zvega.
Umm Gogo vane hutsinye chokwadi. Chinhu chavaiti hachibatwe ichi munakidziro wachiri kuita soo. Ndakanyatsoona kuti Gogo vaisada zvavo kuti ndizive kuti chinhu ichi chinonaka zvekudaro. "Ndiise here?" Akabvunza Kudzie akabata chinhu chake chaaive aisa pamusoro pechangu uku chainyerekedza soo. Ndakaramba ndakanyarara achibva ati "ndosiya zvandiri kuita?" Akabvunza ndichibva ndati aiwa aiwa usamire kani? Ndakadaro nekukasira ndikanzwa chinhu chiye chati ndii pamusuwo. Akazama kupushira mukati ndikanzwa kurwadza kwakaita ndivhunduke. "Umm zvave kurwadza wani?" Ndakabvunza achibva ati "Relax iwewe chete ndoita zvekuti usanyanye kurwadziwa" akadaro ndichibva ndadzikama iye ndokubva andizora mheno zvinenge mafuta zviye zvaaive auya nazvo kwave kuzopushira chinhu chake zvine simba zvakaita ndiridze mhere chaiyo achibva andivhara muromo. "Chokwadi mwana uyu ndisartun chaiye saka anga achindivaraidza kuti awane kundikuvadza here. Ndakafunga kudaro iye akamira ari pamusoro pangu ndokubva ati "sorry handina kunge ndaziva kuti ichiri sealed", akadaro ndikashaya zvaaireva zvacho. Ndokubva ati "first time kuzviita zvinorwadza asi next time uchaona zvinenge zvave kunaka zvekuti hauzodi kuzvishaya so shinga handiti ndingopedza' akadaro Kudzie aripamusoro pangu uku ndainyatsonzwa chinhu chake chiri mukati mechangu. Akabva atanga kundidya muromo zviye zvaakamboita paye uku maoko ake achifamba famba pamuviri wangu zvinove zvakaita kuti nditange kunzwa kunakidzwa kuye zvekare ndikayerekana ndave kutevedzera zvaaiita. Ndakavarairwa ndakazongonzwa pain iye yadzoka munhu ave kutanba tamba aripadenga pangu uku achiita noise hanzi oooohhhhh . Ndakatoshaya kuti chii asi naiye arikurwadziwawo kani. Akabva azotura befu ndokuzvibvisa pamusoro pangu ndikaona chinhu chake chakazara ropa. "Sorry" akadaro achibva anopinda mubathroom mangu munguva diki ndakanzwa mvura yave kubuda. Haana kugaramo akabva abuda ndokupfeka achibva abuda kuenda ndikasara ndichimuka pandaive ndakarara paye ndikanzwa makumbo ese achiita kudedera aya zvekuti ndakatombotadza kana kumira uku pain yandainzwa kuzasi uku yaive yakaoma kuita kunge kwaive kwaveserwa moto. Umm ndofunga zvinhu zviye zvabva zvakura ka1 coz marwadziro anhasi ari too much. Ndakazvishingisa ndokubva ndacheuka pandaive ndabva ndikaona paine blood. Ndakazvishingisa ndokubvisa blanket racho kwave kuenda mubathroom ndokubva ndazvigeza kwave kusiya ndaisa gumbeze riye mutub. Ndakadzoka ndokusvikopfeka hembe kwave kupinda mumagumbeze ndokubatwa nehope dzemweya yetsvina chaidzo ndiye flat ndakatozovhunduka ndamuka ndichirohwa rohwa naMadam vangu. "Sorry ndararisa nhasi?" Ndakadaro vachibva vati "asi urikurwara here?" Vakabvunza ndichibva ndati "aiwa ndaka.....
Ndisati ndapedza kutaura nyaya yakaitika Kudzie akayerekana apinda ndokuti "Mhamha ndokumbirawo kukuonai emergency. Vakabva vabuda Mai nemwana ini ndichibva ndazvishingisa kubuda kumba muye asi ndainzwa pain pakati pemakumbo zvese negumbo rekuright zvekuti kufamba chaiko aitove ma1. Ndakaenda kukitchen uko ndakasvikotsvaga chikafu ndokuzvibatsira hangu ndiri pakati pekudya kudaro ndakazonzwa zvonzi "urikuda chikafu ichocho wapihwa nani? Indave usina hunhu iwe wanga wakarara zvako omuka uchingosveerera chikafu chausina kubika Mombe dzakabva kusina uswa munonetsa", ndakaramba ndakavatarisa vaive Mai vaye shamwari yaBoss vangu vachibva vandidira mvura inotonhora yavaive vakabata zvekuti ndakanzwa chando chichindipinda mukati kati chaimo. "Hey ko chii nhai Aunt?" Ndakanzwa Kudzie achibvunza ari pamusuwo ivo vachibva vati "imagine this poor wretched thing kumuka zuva rakwira rosvikogarira chikafu chandazvibikira hangu apa ndiri kuda kubuda ndoda kunoona mwana wangu", vakadaro Mai vaye Kudzie achibva ati "ko mabikirei chishoma inga pano panosingobikwa zvemunhu wese wani?" Akabvunza Mai vaye ndokuti "Are you defending him?" Vakabvunza achibva ambotsenga tsenga mukanwa ndokuti "noo she is wrong but kwete kuzomutuka zvakadai or kudira munhu mvura kuchitonhora", akadaro vachibva vati "Ooh I see? I saw you yesterday night sneaking out of her bedroom , don't tell me kuti you are dating this poor wretched thing", vakadaro Mai vaye Kudzie achibva aita sign yekuti Mai vaye vanyarare ndokubva avabata ruoko vachibva vabuda vese ndikasara ndichinyatsodya zvese ndokuzobuda kunochinja. Ndapedza ndakadzoka ndokutanga kucleaner Mai vaye vakauya ndokuti "kasira zvako kubika chikafu changu iwe dhongi iwe", vakadaro Mai vaye ndichibva ndavatarisa. Yes kushandisa stove ndaive ndakugona kubika ndagara hangu ndinogona asi kuzobika zvechirungu uku ma1. Ndakabva ndafunga kuvakaurisa hangu chinyararire kuvaratidza kuti ndiri mombe yakabva kusina uswa zvechokwadi. Ndakabika chicken yangu ndokuiboilisa nesugar , sauti pamwe neVinegar kwave uku ndakazviwanza zvekuti zvinonyatsonzwika ndapedza ndakabva ndairoaster zvakanaka zvekuti kuiona mumaziso unofara kuti zvaita. Ndakatora zvavaiti maspagget zviye ndaive ndaona mabikirwo azvo asi ndakaisa shuga instead of salt ndokuisa muplate kwave kubika soup ndokuiiisa mhiripiri nesugar hobho kwave kucheka cheka maCucumber pamwe nematomatoes zvandaive ndakaona zvichiitwa namai Kudzi. Plate yainakidza kutarisa zvayo iyoyo ndakavhara ndokuendesa kutable and she wasn't there ndakabva ndanovadaidza kuroom kwavo vakauya ndokubva vavhura plate iye vachiti "I hope wabika zvinhu zvisvinu", vakadaro ndichibva ndatiza nekukasira nekuti ndaiziva ndotemwa nayo plate chete. Ndakanomira mupassage ndokutanga kudongorera zvangu kwave kuona shasha ichinyemwerera yakatarisa muplate ndikaziva maziso aive atorwa moyo vakaisa fork muplate ndokuisa mukanwa kwave kusvika nekukasira vachinwa mvura ndakaona vachitora nyama ndokuruma ndikaona vachisvipa kwave kutanga kusheedzera kunge benzi "maidei! " ndakazvishingisa ndokubuda hangu ndiri serious ndichibva ndaenda kwandaive ndadaidzwa kuye.
"Chii chawabika ichi huh?" Vakabvunza ndichibva ndati "ndiwo mubikiro unoita imbwa mhamha" ndakadaro vachibva vasimuka vakandinanga ndikaziva vaida kundirova ndichibva ndamhanya kuroom kwaMai kudzi zvese zvekuti ndaive nepain ndakambotsveta uko. Ndakasvika nekupinda ndisina kuknocker ivo vachitevera.
"Hezvo kwakanaka here?" Vakabvunza Mai Kudzie ivo vachibva vati "shuwa munhu angaise shuga nemhiripiri muchikafu changu" vakadaro ndikaona Mai kudzie vachiseka asi vachivharidzira kuti mumwe wavo asaone kuti vaiseka.
"Maidei chii newe nhai?" Vakandibvunza papera kanguva ndichibva ndati "ndavabikira vakunditi waisa mhiripiri neshuga vachinyepa zvavo", ndakadaro Mai vaye vachibva vatarisa shamwari yavo ndokuti "Sophie my dear I know haumude mwana uyu pano asi try to understand her usanyanye kumushungurudza zvirinani umudzidzise paanenge atadza pane kudaisoo mwana", vakadaro Mai vaye vachibva vabuda ndokudzoka neplate iye yandaive ndazadza chikafu kwave kuti "eat it" vakadaro vachiisa plate iye pamberi pangu moziva ndakapusa. Apa Mai kudzi vakabva vati "zvakakuomera Sophie chokwadi nekubikirwa kwawaitwa nemoyo wese oti zvashata futi," vakadaro achibva ati "then idyai" vakatora ndiro iye Mai kudzi ndokuisa chikafu mukanwa vachibva vasvipa ipapo ipapo. "Maidei uri right right here iwewe?" Vakadaro Mai kudzie aunt vavo ndokuti "imbwa iyi urikundiona sekunge ndinoshusha zvangu asi pauchamunzwa ave kuti ndine nhumbu yevana vako ndipo pauchaona kuti wakazviparira pano, kudzi ndamuona achibuda mumba make uyu pakati pehusiku", vakadaro Mai kudzie "I think I should take her back to her village", vakadaro Mai vaye vachibva vafamba kubuda ndikasara ndakatarisana nemuvengi wangu uyo akabva ati "good bye" akadaro achibva abuda ndikasara ndichibuda muye kwave kuona Mai kudzie vakamira musitting vachifamba famba. Vakabva vauya pandaive ndiri ndokuti "am giving you one last chance ukaita futi musara urikuenda kwawakabva and about vana vangu handidi kukuona anywhere close to my children zvekare and kubva nhasi wave kunogara kucottage outside, ndakanyatsoona kuti Mai kudzie vaive vatsamwa nekuda kwezvavaive vaudzwa naMai ava ndakabva ndanzwa kuvavenga kusvika pekupedzisira and ndakati handisi kuzovasiya ndoda kuvagadzirira size yekuti kana vazogara vanoziva kuti Maidei haatambwe naye, munhu rudzii ane hutsinye hwakadaro munhu kungovenga munhu wausingazive zvachose, ndakavatarisa ndikati ava kana kuzvara handuifunge kana vachizvara nekuti havana kana moyo wemunhu zvachose......
End of chapter
❤️
😢
🙏
😂
😮
10