Zim🇿🇼 Shona Novels 24/7 📚
Zim🇿🇼 Shona Novels 24/7 📚
June 10, 2025 at 11:07 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V zvakaoma Admin ndinoshandira out saka ndakadzoka Kumba zuro kuvhura door wanike munin'ina wemukadzi anotamba naadzimai wemunext akarara pamubhedha it was around 10 pm ndakashokwa ndichiona mazamu akati Twii .I knocked Mumba meshamwari yaadzimai Kuti ndadzoka ndichida Kuti adeedze young sister yake but she told me Kuti ngaangorara rarai mese tozomuwanira plan mangwana .Tazongorara kusvika kuseni atozomuka Kuma 10 pandamukawo ndodini nesituation Kutaura Kuno adzoka arara nemanhede pamubhedha arikuona ma India pa tv arikutotaura Kuti haadi zvekurara Kunext door zvino ticharara Sei svondo rese apa Mwana achiri kudziya muviri ropa unonzwa richipfakanyika she is 20 hakusi kupihwa mukadzi here uku KO madam vakazvinzwa panobuda chakanaka here .NB tangorara hapana zvataita hamenowo nhasi

Comments