Zim🇿🇼 Shona Novels 24/7 📚
Zim🇿🇼 Shona Novels 24/7 📚
June 12, 2025 at 07:49 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z #bhozhongorasegment 0900hrs to 1200hrs with Kanyemba & Bhozhongora 🔥Chinhoyi kunemurume akafa achangotambidzwa tsvimbo yekuti ndiye aita mugari Wenhaka yamaiguru sezvo mukoma wake ange afa. 🔥Silobela kune mukomana akaroora mukadzi wake achibva aita mwana 1 ,saka murume uyu vakazvarwa vari vatatu mumba mavo iye ndiye wepakati kune mukoma nemudiki wake asi mukoma vanogara kuchiredzi nemudzimai wavo ,saka mukoma aipota achiuya kuzoona vamwe ku silobela nokuti ndiko kune vabereki asi iye akatama ,mukadzi wemurume weku silobela akaenda ku Church haana kudzoka mugore ra 2016 kusvika nhasi saka kwakazofa baba vavo vana ava wekuchiredzi vakauya parufu aine mukadzi wemunin'ina wake uya wekubuda achienda kuchurch akasadzoka vatove murume nemukadzi vatove nevana vaviri matwins hama dzose dzakaoma mate uye iye hasi kunyara kuti ndiye mukadzi wangu
❤️ 1

Comments