
Zim๐ฟ๐ผ Shona Novels 24/7 ๐
June 12, 2025 at 02:44 PM
*Back in Highschool*
https://whatsapp.com/channel/0029VafVXn08F2p9bMXQ7W0b
*Chapter 1*
Ndakamuka makuseni seni ko ndakmborara hre ndichifarira kuti ndave kusecondary.Ndakanorova bath ndobva ndatora new uniform yangu ndakanyatso kuyi ayina. Ndakarova chibrk fast ndokubva ndanycer mumuromo then ndikapinda muUniform manje. Ndakaenda pamirror ndikabva ndati right ndanaka.Ndakadana mudhara kuti ndapedza then vachibva vanondi droper kuxool.To my surprise ndakaona team rakawanda rakabva paPrimary pandaidzidza. Takabva tabatana manje mongoziva zvimaform zvazvinenga zvakaita kuti zibag nemazi uniform mazigubvururu. Takanomira paAssembly then after assembly zvikanz maform 1 sarai. Takasara ndokuudziwa mitemo yepafazh then takabva tapinzaa muma class due to our results muA class makapinda vaive ne5ne 6 units chete vakabva vatozadza class. Chikomana luvmaster chaive ne7 chakapinda muB nerimwe team rangu coz muB makapinda 7to 10 units. Takanopinda muclass medu then vanhu vakagara vakabva kusame schools chete.Ini neteam rangu takanogara desk raive second fro backseat then kuback kwaive nezvimwe zvimababe zvaive zvakanaka zvekutodaro.Manje nebrain dzehumwana zvanga zvisingatangiki apa ini ndaikwata mababe zvekuti huya uone. Ipapo ndandichiri kunzi Nigel zvisati zvauya zvehu luvmaster izvi.First day rakapera tichongotaura vekuzivana chete
To be continued
React for chapter 2
Comments
+263787490794
โค๏ธ
๐
๐ค
3