Zim🇿🇼 Shona Novels 24/7 📚
Zim🇿🇼 Shona Novels 24/7 📚
June 12, 2025 at 07:52 PM
`Follow the Nyaya Dzesviro channel on WhatsApp:` https://whatsapp.com/channel/0029VbACFYA9RZATVcEa6D0u *Inbox for comments* +263 788 712 638 Pandakabva kumba ndabikirwa coffe nababa mwana musi uyu for the first time handina kuziya kuti zuva rakanga richazofamba sei.Baba Taku never used to do this, I was actually happy coz after coffee he then kissed me good bye driving off for work achinosiya vana kuxul iniwo ndakazobuda neyangu mota Ndakanopaka pa Joina City semazuva ese ndichinotsvaga hangu something chekuzonwisa tea pa break mu Pick n Pay.Ndakasvika panotengeswa chikafu, ndokutarisa hangu kuti ndingatengei.Maksen panenge pakawanda, zvekuti motosanirwa kupanana mukana zvichienderana nekuti ndiani atanga kusvika.Ndakazotsika umwe murume by mistake ndichida kuita hangu kutenga Garfunkel’s polony ye dolar yandaida hangu kupimirwa. Sorry henyu shuwa handina kuona gumbo renyu, I apologized to the man, he smiled and answered looking direct into my eyes, nonononono its ok maam don’t worry about it.I blushed, ndichibva ndatarisa pasi ndokuzotora hangu polony yangu ndokuenda. The following day semazuva ese I went ndichinotenga hangu food yangu mu same shop, dhuma dhuma na baba vaya, this time takasvikirana, achibva ati after you ndikati no after you ndingazokutsikai futi, we then laughed zvikanzi inga mune sense of humour, vakabva vati ndipeiwoka two packs of Garfunkel’s polony separate.Vakapimirwa two ndokunditambidza one ne dolar racho, ndakamboda kuramba asi he insisted, vachibva vaenda, he then went ndokunotora ma garlic rolls avo, paid and went. Ndakaswera muswere wese manje ndichingopishingana nepfungwa, the guy is very handsome, handidi kunyeba and hiz tall and arhhhh. Murume wangu hatina problem ndinganyebe asi hamenowo kuti kapfungwa kekugaya umwe mface kanga kakubvawo nekupi. Anyway ndainge ndakutoita sendakubata time ndichitaimira kusangana naye asi surprisingly for the next three days haana kubatika.Ndakashaya kuti ko chaiva chiizve apa ndanga ndakutoita kachijairire kekuda kumuona.The guy is just simple haapfeke zvinoshamisa but “I don’t know” Ndakazomuona rimwe day, same place ndini ndakatozomubvunza kuti ko kusabatika, zvikanzi was off hangu am doing ma exams ska ndaiverenga, hoo, ukuitei, he told me hameno zvema satellites what what, and tichitaura kudaro he gave me his card, anonzi mutundashuga he is into transport he works out of town so he wanted to rush kunokwira kombie.He said I sould app him sometime Papi pacho ndasvika kubasa ndini kutomutanga nhy axana, ndeip wafamba bho here blabla blabla.Takataura zvakawanda, and tainge takutotaura daily pa chat but ndakamuti only tirikubasa coz kumba mahwan mface wangu haanzwisise zvekunzi hanzi hee ndine ma male friends, but with Born we just clicked hameno *Inbox for comments* +263 788 712 638 why.Takapedzesera takutumirana zvinyadzi, mastories esviro, ma porn.Haa imi handiziye kuti chii change chakuitika.Even ndikataura naye pa fone his voice hameno zvandainzwa nhaaimi kuti nditi chii I don’t knw.Ndainge ndakutosvika pa point yekuti sometimes ndichisvirwa nemurume wangu ndaitoimagina ari iye arikundisvira ndaibva ndatunda ruff.Umwe musi ndakatorota ariye aindisvira, mukati haana mushonga iyeye?Or maybe kungovhiringwawo ne handsome dzake handichaziya ini.Ndainge ndakutongonzwa kuti dai ambondibata ndinatsonzwa kubatwa nemurume uyu. Iye he is a single guy, he stays in town kuma flats, ska this other day ndakazongoona ati mangwana am off you can come we have lunch, ipapo beche rangu rakabva ratotota.Nenyaya dzataitaura pa app and all I knew Born aida kundisvira chete nothing else, coz umwe musi he told me how he fantasized ndisina hembe achindiyamwa mazamu and he also told me kuti he wanted to melt away in my arms and also he wanted to fuck me so hard to even split me in half. The way he spoke to me, ndainge ndisisade kumushaya asikana.Anyway I agreed, and he gave me ma directions ne room number, so the following day lunch time yakakwana and off I went kuden kwake.Ndaingo driver beche rakazvimba and even me ndaitoziya kuti kwaakutonosvirwa ka uku, hana yairova asi kwete manhingi coz it wasn’t my first time to each hangu anyway. Ndakasvika pa flat pake ndokusvikonoka pa door pake, kahana kakatanga kuti rovei bhijana, ndobva ndanzi come in.Ndakavhura door asi handina kumuona ndakabva ndavhara door ndikafamba two steps ndichipinda, Born akangouya nekumashure ndokundiMBUNDIRA!!! Akaramba akandibata and ndainzwa hana yake kurova nekumusana kwangu.Akandibata mazamu ndokuramba akaadzvanya kuadzvanya chaiko, ndakatsunzunya ndikaona nyeredzi beche rangu rikaregedzeka.Born akandikisa muhuro nemunzeve, ndichibva ndabata maoko ake anga akabata mazamu angu ndokuadzvinyidzisa mazamu angu more.I turned zvinehasha ndokumubata muhuro and then I kissed him zviri deep, and he kissed me back, takakisana zvehasha, zvenzara, zverudo uye zvezemo tichiita seticharumana Tese taifemera mudenga, and Born did not waste no more time, akabva adzika ndokundikatanura blouse chop chop nekubvisa braa, in the mean time ndainge ndaakungodzana dzana, chiriporipotyo ndokutonzwa ndaakuyamwiwa matits Shiiiiiiiiiiiiiiit, I said, ndichimubata vhudzi cause ndanga ndakamira ndakazembera pa wall paaindi sucker ma tits.Born aisabata mazamu angu zviri soft, aiita kuadvanya nekuatsunya chaiko zvaitorwdza asi ndainzwa precum kuti tssss tsss mubeche rangu apa heat yanga yobuda kuzasi uku I cant explain I soo wanted him to fuck me zvekuti akasimuka and he looked me straight into my eyes, and I responded neku jamba ndokukochekera makumbo angu pachiuno chake, I kissed him zvekupenga and he kissed me back like crazy, ndakadzika ndokubva tatanga kukatanurana hembe dzese ndichibva ndajamba ndokukochekera again pachiuno chake, this time akabva afamba neni kissing me, akandibata matako then akabva apfugama pa carpet in a way yekuti ndakabva ndagarira mboro yake ichibva yapinda zviri soft mukati mebeche rangu, ndakashama muromo kunge nyana reshiri ndokubva ndatsunzunya, he kissed me takadaro ini ndokutanga kukoirira mboro yake ichipinda yese kuti nzaa zvirisoft, ichiita se screew Born akabva andiradzika nemusana ndokuita stretch my hands angu ese ndokubatanidza zvigumwe zvedu zvemaoko ese,Born akatanga KUNDIURAYA ZVINYORO NYORO nemboro, deeping deep inside of me zviri very soft.ndaiita kunzwa mboro ichipinda yese ichibuda yese ichipinda yese.Aiita kukoira nemuviri wake wese kwete nechiuno chete, All I could do is kuchemerera ndichitunda, and I even lost count kuti ndakatunda kangani.He stated to pump me real hard zvekuti ndainge ndoshaya pekubata nekunakirwa.Born akananavira ndokubva atanga kuyamwa matits angu uku achikoira sebenzi, Ndakatunda zvandisati ndamboita. Papera kanguva ndakabva ndangoita ka wrestling like, ndokumupidigura, ndokubva ndauya pamsoro, ipapo ndakabva ndaigaira ndokutanga kumukoirawo iye achikoira nepasi.Asikana ipapo takasvirana tichikwizirana zvekuti ndakanzwa kunaka kwemboro yake kwese, Born akandibata matako ndokuavhura kuti mboro inatsopinda, ipapo ndainzwa kamhepo kainaka kaifefetera kuanul passage, Born aipota achipuruzira puruzira matako angu achiambunyikidza at the same time achiyamwa mazamu kuzasi.Hei asikana ndakanakirwa nemboro. Ndakazonzwa manje rume raakubowa ndokundibata zvinesimba ndikanzwa tsaa tsaa tsaa richitunda, ini ndainge ndanzwa nekutunda so takazorora hedu takambundirana carpet iye pasi ini pamsoro More in next chapter. Kana Uchida chapter yacho follow 👇👇👇👇 *Inbox for comments* +263 788 712 638

Comments