
π©πΆπΊπΊ π³π¨π«π°π¬πΊπΏπΌ πͺπΆπ΅π¬πΉ πβ€οΈβπ©Ή || ππππΏπΌ πππππππππ πππΏππππΌπ ππΌπππΌππππ½
May 15, 2025 at 06:57 PM
Ladies learn
1)
Ladies munozivawo here kuti its not necessary
kuisa rice, potato, pasta ne pumpkin at one go.
One type of carb is all you need on a plate. No
need kuseva sadza mu potato.
2)
We are over cooking meat. Kuisa nyama mu
oven/grill kusvika yaita chigwanguro, mukuyu
chaiwo. Meat should be moist and juicy pakati
kwete kuita se ukutsenga bepa
3)
Ma salads ariku dhidha mu mayonnaise too
much. Less is more when it comes to salad
dressing kwete kudya wakungo tester cream yega
yega.
4)
when plating you should never overfill your
plate. Food should not touch the rim. Ukapakura
kuisa ku rim ko paunoisa cutlery pasi uchimbo
zorora inodhidha muchikafu ka? Plate ineka
komba for a reason
5)
Asi kuisa less food mu ndiro does not mean
kuti kanyama ku corner uuukooo ka soup corner
iyoooo woti sadza ukoooo. Food must not play
hide and seek with each other.
6)
peresntation presentation and more
presentation. We eat with our eyes before our
mouth.
Word of advise tiri mukitchen,
1
,Ngatidzidzewo kubika ma new recipes mhuri ifarire chikafu,
2,
pakura zvino appetiser kwete kungokanda chikafu mu plate ,ma soup achiyerera pamsoro pesadza ,ma verg achirembera paside yeplate,
3,
stove ngaigare yakachena nyangwe uchibika iva nekajira kekubvisa zvarasikira pa stove
4,
mawindow emu kitchen ngaagare akagezwa,nekumboitawo change your kitchen curtains,.
5,
ma dish towels ava cheaper mazuvano,ngaawande ,kune aye anosiya zvimvere pama plates kozoita aye anotsvedzerera,anosiya tunhu anonyatsoomesa your plate will be dry,anotsvedzerera anozopenyesa after drying your plates,
6,
fridge ngaipukutwe kunze nemukati,gara mu fridge muine lemon to prevent smells
7
NEVER EVER USE (spray)ana bygon or killem etc when your gas stove is on, bomb pachezvaro imba inobvira
8,
tray haisi yekuchekera ma verg,use ma cutting boards ,
Follow our channel β¬β
https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V
9,
ma drawers ema kitchen units ngaapote achibviswa zvisina basa achi pukutwawo plz,not kusanganisa,ma spoon,matches,colgate,toothbrushes, keys,migoti,uuuummmm pakaipa.
10,
ma cups & plates ngaarongwe ne order ye size yawo,ne colour yawo not kungosanganisa kunge mazitye (bhero)
11,
kweshai ma rings ema plates estove pliz adzokere pa colour yawo not brown or black, kkk
Frigde ne stove ngazvipote zvichi sudurudzwawo apo neapo not everyday
12,
clean mukati me microwave,ukaisa sunlight mumvura woi steamer mu microwave zvinobatsira pa cleaning
13,
Kitchen ngaisaburitse ka mweya kakashata,
Vana ngavambopihwawo ma fork & knife ayo plz
Vana ngavadyire ma plates akanakisisa acho not visitor only
π
π
π
π―
9