
π©πΆπΊπΊ π³π¨π«π°π¬πΊπΏπΌ πͺπΆπ΅π¬πΉ πβ€οΈβπ©Ή || ππππΏπΌ πππππππππ πππΏππππΌπ ππΌπππΌππππ½
June 10, 2025 at 08:02 PM
*Ndechevakadzi Mumba umu*
https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V
Nhasi toda kubata zvinhu zvinofanira kuve nemukadzi mumba
kuti zvinzi mai ava vakarongeka
1 Washen basket
Chokwadi kuisa hembe dzinetsvina muchangani bag kuseri kwedoor. Hererehere?ππ½ββ
2 Towels
Mukadzi umwe noumwe anozvizivira mumba make as we speak.
Ngative nematowels akakwana munhu wese ave nerake kwete kuti family yese toshandisa 1 potse potse rinomboyambukira mubedroom morikanda pasi mwana akuda kuenda kuchikoro anongonhonga omhanya kunogeza!π€¦πΌββ
3. Shoe rack
Mukadzi wese ngaave ne shoe rack. Kana isingatengeki, sona yejira. Kungoti bhutsu kata kata hakuite. And tofanira kutsvagawo ma storage box ekuisira ma toys evana or zvimwewo zvamunoda so that zvinhu hazvingoti kwese kwese mwarara.
4. Bags
Mukadzi ngangove ne a nice handbag rauno afforder wo, not kuita handbag rakango bvaruka bvaruka it actually says a lot. Itawo matravelling bags masvinu ema different sizes kwete kuzoti paunoshanya unongundurudza zilarge monarch riine hembe 5 chaidzo!.
6. Pants & Brasπ±
Ngatitengei nekupfekawo tichichinja everyday kwete kuti bra ye black inopedza week yakapfekwa, be confident from inside to outside.
Ko mabhurugwa mangani aunawo akanaka asina kubvaruka mamwe ama jompiπ€¦πΌββ?
Ko akabvaruka unomada eyi mumba umo?
Kumirira zuva raunenge unetime kuti usone?
Mabra akadhamba ngaapiswe kana kutoraswa wosara neanopfekeka. Try to match panty nebra.
Pant ya baba haipfekweππ½ββNdapota.
7. Ko mukitchen β
Makamira sei memukadzi wanhasi
ichiri poto here iyo kana kuti rava gango remaputiπ€ͺ
Ko mivharo yemapoto asisipo munoida yei mukabhadhi?
Rasai mosara nepoto dzinooneka.
Ndosaka chikafu chisiri kunaka nekuti machabikirwa mubin chaimo, nemapfekero aunoita iwayo nemanakire akaita face yako, haaaa nyara maniπ€¦πΌββ!
β¬
8. Toothbrush
Inoda kuchinjawo every two months, aaah toothbrush vamwe tichinadzo dza2016!. Toothrush yababa ndeya baba , yako ndeyako nyangwe muchidada zvinobvira moto.
β€οΈ
π
π’
π₯Ή
4