
๐ฉ๐ถ๐บ๐บ ๐ณ๐จ๐ซ๐ฐ๐ฌ๐บ๐ฟ๐ผ ๐ช๐ถ๐ต๐ฌ๐น ๐โค๏ธโ๐ฉน || ๐๐๐๐ฟ๐ผ ๐๐๐๐๐๐๐๐๐ ๐๐๐ฟ๐๐๐๐ผ๐ ๐๐ผ๐๐๐ผ๐๐๐๐ฝ
June 11, 2025 at 07:45 AM
Hie Teejay please hยกde id
but rega ndimboseka first๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ.
*#maidwithclass Part 1*
It's a confe$$ion chaiyo and munhu wacho aripo pano she will read it and laugh too. Ok nahรผbby we decided to get a helper tese takuenda kubasa in 2017 and we got a young lady from Rusape. So Ini ndakasvika kubva kubasa atopfeka ziurniform rake nedhuku ari mukitchen achibika tadeedzwa kuchikafu paya guys the way she presented her food๐ญ๐ roasted chicken vegies rice and soup, hubby ate and tsvai plate the food was nice but Ini nenyadzi I ddnt finish. Then 1 day i mocked off early kubasa and told her to cook the same food ndakatarira bcz i said daddy is complaining kut ukuwanza mafuta so i told her to cook the way she do. Ndakaita izvi 2 wks ndochiona kut anoisa sei soup bcz ndandine pride yekuti ndimuudze andidzidzise. The girl was smart, beautiful ndoreva smart pazvese brain nebody yake. Mind u takanga tamuti apote achiita off once a month by ndakamuti abude every wknd akaenda paya ndaisara ndoita zvese zviya zvandaiona zvandaiona achiita mukitchen daddy said mmmm ndiwe wabika nhasi your food is nice, ndakatanga kufarira mukitchen, our marriage yakatanga kubvira moto daddy vakungoti nhasi bika zviya zviya anotouya achindibatsira mukitchen his mom came vakatoshama kut ko muroora akubika zvakadai. *You all wana know what happened to our helper.*
*I'm coming nepart 2........* 50 reactions

โค๏ธ
๐
๐
๐ฎ
โค
๐
36