Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
May 26, 2025 at 07:41 AM
Muri sei mai Tee ini ndiri nani zvangu l am your fan zvekutodaro but nhasi handisi kuda kutaura zvema book asi kuti ndikutsvagawo rubatsiro rwenyu ,ndiri single Mother vane makore 28 ekuberekwa ndine mwana 1 msikana ane 9yrs ndogara kuno kwaBulawayo nemwana wangu hupenyu hawusi kufamba zvakana ndiri munhu anogona zvekutengesa asi kutoshaiwa capital svinu basa ndikutsvaga rinoindiranawo nekusadzidza kwangu but harisi kubatika ndambotsvaga rehu maid mastay out but zvikuramba ,kudya chaiko tikudya zvekutamburira zvandinowanawo nekutengesa kamusika kema sweets netuma chips rent ikutondinetsa kubhadhara last month ndakapotsa ndabuditsirwa zvinhu panze iyezvi mwedzi wakupera itori stress ,kunamata ndinoto namatawo and ndinechivimbo kuti this is just a phase it will pass but l really need your help ,help me to find a job here in Byo or out side bulawayo as long the job allows me to work with my daughter be it a Maid ,Shop assistant ,office cleaner ,shop,Cleaner or even if its Care taker ,house keeping without being paid l am ok all l need is a shelter the rest will follow l dont mind to relocate please help a soul even this monthend l dont know how am l going to pay my Rent ,l dont know why l choose to tell you this but something in me tells me you will help me .thank you in advance Number dzangu 0783 477 134 0717 519 076
😢 ❤️ 🙏 👍 😂 😮 266

Comments