Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
May 28, 2025 at 07:10 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20 30*ABOMINASHON*🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️ Written BY MAI ZIMUNYA Aka Mai tee) 📲+263782122093 *AAP*🚦 +263 73 555 3736 This is a work of fiction.All the characters and events portrayed in this book are fictitious or used fictitiously .All rights reserved .No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means,without written permission from the publisher or author... https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page (READ COMMENT AND SHARE OUR FREEBOOK *Chapter 30* *YUNA* “What’s sooo ?You mean you knew all this while that my daughter was pregnant and ddnt bother to tell me ?” “As who ?”vaakdaro mama vakanditarisa and she wasn’t even bothered .Ndakabata muchiuno ndofemereka ndokuti “I’m her mother mom !She is my daughter !” “Okay ..You are her mother we all know that .Now you know pane mwana woda kudii?” Ndakamedza mate neshungu ndokuti “I’m here planing her wedding na Moses iye munhu akazvara?Ndirikufirira kuti mwana ivirgin shuwa ..” “Were you a virgin at her age ?”vakadaro vakanditarisa ummm mama vaiita kukanda mabomba chaiwo.Ndakamedza mate eshungu ndoramba ndakanyarara .. “Don’t you ever in your life question me again ..Because next time I will not take it lightly with you ..” “You hid my daughter away from me mom .Makamuendesa kunomuhwandisa kuCanada..Do you think I will also joke with that ..?You better take that child to its owner because my daughter will marry Moses whether she likes it or not “ “Haana baba mwana wake “vakadaro vachinwa mvura “Anomushaya nei baba vake ?Did she open her legs to a ghost?” “Mwana haasi kutoziva kuti mwana akamuita sei ?Baba hapana nekuti hapana anovaziva .Akapinda muswiming puu akabuda anemimba.Hausati wambonzwa here vasikana vanobata mimba vari vijini..Ndozvakaitoka kwaari ..Anotoda sapoti mwana iyeye nekuti ari traumatized “ “Never ..anotoziva!” “Kana mamuwana mozotiudzawo nekuti mwana anofanira kuenda kumurume wake akamupa mwana iyeye …” Ndakabuda pamba apa ndichiita kudedera chaiko .Ndakafonera Eden asi her phone was off .Ndaida kuziva kuti aiva akamitiswa nani .Mwana uyu aiva andigura kunorira chaiko hama dzangu ..Mwana kumitiswa agozvara ini mai vacho ndisingazivi ..Ndakasvika pamba ndichiita kudedera chaiko . “Maam you called me “akadaro right hand man wangu .. “Yes ..I need you to look into my daughter ..She has a child now I need to know the baby Dady ..I need you to investigate thoroughly where she used to go and whom she was with last year ..I need to find the man who gave my only daughter a child without marrying her ..He must pay for what he did to me ..”ndakadaro ndodedera “Okay maam “ “I also wants to know where did my mother finds the money she is using .Is she the real owner …” “Okay maam “ Akabuda ndokusara ndichiita kuboiler .Nguva iyi nhare yangu yakarira ndokuona vaiva mama .Ndakadaira 📞hello mama ☎️herooo Yuna .Ndati ndikurerutsire usanetsa hako mukomana wako kutsvaga nezvangu !Mari yandiinayo yagara ndeyangu uye imba iyi ndakatenga nemari yangu yandakasiirwa nomurume wangu ..Hameno kana paine chekuwedzera kana kutapudza! Hana yangu yakarova ndokuti 📞why are you telling me this ☎️kukurerutsira shuwa nezuva iri munhu angadikitira ma bhora achitsvaga kuti mari ndakaiwanepi here ?Murume wangu aiva Mambo ini ndaiva mambokadzi!Ndingatambura nepapi ?Eniwheee emmm ndandichibvunza kuti iya detingi apu yaunowana ma beni teni ako emuwando inonzii timbonhonga nhonga hedu ndisu tadii…Emmm .. Nhaimi havashuri here zvakaoma ..But how did she know what I was doing ?z *NARRATION* Adam wainge wagadzira zvose wakuda kubuda muchikepe ichi .Wakarwadziwa kwazvo nekuti munhu waaida ainge asati amuwana .Wainge woda kudzokera kumba waityira amai vevana vake kuti vaizotorwa.Nekune rimwe divi mukomana ainge asisanzwi zvakanaka kugara chaiko kure nemukadzi.Wainge wajaira kugara nemudzimai chero zvaaiva mhiri waitova nako kwekuturira nyota.Mwanakomana waiva wavimbisa munhu wake hazvinei yaiva hama yake . Boric wainge wamira mirawo nerimwe divi vabatana nehuwandu hwavo.Vaifanira kutorwisa vakuru vechikepe ndokuti zvitofamba.Munhu wese aiva muchikepe umu ainge oda kuenda kumba .Wakanzwa kufara kwavo kuva nemudzikunuri wavo aiva Adam .Vakaronga kuti husiku uhwu vaibata vose vosunga votendeudza Chikepe chodzokera Dzimbahwe …. “We are going home son ..”akadaro Boric achigara padivi na Adam .. “Yah ..”akadaro zvake akaneta neta .. “why are you not happy?”Boric akabvunza umwe wake aona kusuwa kukuru.. “Nguva yandakapihwa yakwana nhasi Boric .Ndaita mwedzi mitatu sekureva kwavo asi handina kuwana baba vangu .Ndinonzwa kutya nekuti ndakanzi ndikawedzera mazuva ndinowana munhu wangu atorwa..I can’t lose her “ “hmmm you will never lose her because we are going home tonight.Wakasvika ndatotungamira zvese vazhinji vainge vatova kudivi kwangu kare ..Tonight we shall go home ..”akadaro Boric .Adam akatura befu ndokuti “Where will you go ..?” Boric akaramba akanyarara hake achinzwisa tsitsi.. “Don’t worry will take you home ..We have a big family mansion ..” “Ohhhh really ?” “Yes don’t worry ..We need to eat a lot of food .Munhu wese has to be okay ..” *ADAM* Ndakadaro tosimbisana.Nguva iyi Vee a Akasvika pataiva ndokugadzika chikafu.Ndaidakwanisa kumutarisa mumaziso kubva zvandakamukisa paya.I was feeling not okay at all .Hapana aikwanisa kana kutaura neumwe .I was avoiding her at all cost ..Some things are better to be unsaid because unozokoromora..Zveshuwa nguva dzakafamba kunze ndokusviba..Takamirira nguva dzifambe vakomana vose ndokunorara..Ndakamuka ndokuenda mairara Vee ndikaona atomuka.. “Hey ..”ndakadaro “Hey ..”akadaro achisunga shangu dzake .. “You must make sure pana Bee ndopauri ..That’s your job ..You must take care of my daughter ..If you lose her I don’t think tingawirirana..” “Okay I will do that ..Please just be careful ..”akadaro achiratidza kunetseka.. “Thanks ..You too ..”ndakadaro ndobuda ndoenda kwaiva kwaungana Ana Gaza.Vakadzi taiva tavaisa kwavo varume tese kwavo .Hazvinei waiva murudzii tese tainanhmga Zimbabwe and you will be deported to your country from there ..Gaza was the best pakurwa apa saka taitoteerera iye ..Ndakafamba ndokuenda kwairara boss ndokuwana vakarara havo .Gaza akanyahwaira ndokuvakachikira .. “What ?What is happening !!What ?T1 why are your standing there help me !”vaakdaro vochema.Ndakangosumudza chidanda chandaiva nacho ndichivabhomora dzoro iroro ndiye ziii .Takavasunga maoko nemakumbo tonovaisa munechimwe chiroom ..Takasvika ana Boric vabata maGuards aiva asara vamasunga.Ndakaenda kumberi ndokutanga kudriver chikepe chiya .Kudriver kwaisanetsa zvako asi chairovesa nehanda kumberi .Kuti pataizoburuka taisawana takagarirwa here ..Takaita svondo rese tichidzokera kwataifanira kunomirira..Taipota tichichinjana umwe achizorora.Ndakaramba ndakatarisa hangu ka jotter book ka Prisca ndokukakanda mumvura..Zvandaiva ndakaona imomo no one will ever want her daughter to keep that .. “Will reach our destination in few hours ..It will be dark by then “akadaro Boric ..Ndakamedza mate ndokut “We are going to walk until we find help ..We must do anything just survive ..” “Yah ..We should move into Grups ..Take the jacket and wear ..It’s cold out there ..Boric you must survive …”ndakadaro ndokupfekedza.Ndakaona oramba akanditarisa aiita seaida kutaura zvakawanda asi aitadza.. “We shall walk into pairs !Those who wants to go to zim side we shall go ..Those who wants to stay in Mozambican side you shall do that ..Every body once we get off the boat you need to run with your life don’t look back …!”ndakadaro ndodeedzera munhu wese .Vanhu vakatanga kurongedza zvinhu zvavo ..Munhu wese was now ready to leave this boat ..Some were excited to go back home and some were afraid .Vamwe were betrayed nevadiwa vavo chaivo saka kwekuenda vaiva vasina ..Takasvika pataiburuka munhu wese aingoburuka achimhanya kupinda musango ..Zveshuwa taiva takatogaririrwa musango iri saka zvaitoda kungwara..Takasvika panechigwenzi ndokuhwanda ipapo..Vamwe vese vaiva vaenda tainge tangosara isu toga taizivana.. “Vamwe vaenda kuMozambican side it’s safer there “akadaro Gaza ..Ndakatarisa murima imomo Ndokuti “We need to go home .We can’t go that side .Besides we are already far from the port ..”ndakadaro ndichitarisa Vee akabereka mwana .. “are you okay ?” “Yes I’m okay ..”akapindura “Good we need to go ….”ndakadaro tosumuka tomhanya.Boric hameno akadonha sei ndakadzoka ndikaona abata gumbo rake .. “Ndakuvara ummm .Endai henyu mhanyai mungabatwa .Mhanyai “akadaro achiratidza aiva aneta.. “Noo we must go together !im not leaving you ..”ndadaro ndichirwadziwa “It’s better for me to die alone than to die tese ..Goooo ..” “Nooo I’m not giving up on you ..We are going home together ..” “Back pack him Dad like what mummy did to me “akadaro Prisca ochema ..Ndakangochinjomara ndobereka Boric ..Ah aitorema ummm musana wakarira..Takatanga kufamba tokwidza makata ainotisvitsa kutara.. *CANNY* “Handei handei tone handei ..”akadaro Chikaka tichitutiswa hembe dzese takunogara naye kumba kwake .Shasha yaimboramba tigare tese nhasi yangomuka zvakakwidza .Musi uyu ndaingonzwa kuneta hameno chii .Takatuta zvinhu zvese ndokuenda kumba kwake .Paiva nema guest rooms akawanda ende akanaka kwazvo .Takapihwa yake yake nevasikana vakapihwa yavo nevana . “Yahhhh munhu nemunhu ane rumu yake !Hakuna anopinda rumu yeumwe…Tine vamwe vaenzi nhasi varikupinda marumu amwe amaona ayo ..”akadaro Chikaka “Okay Gogo “akadaro Eden ..Ndakaona Chikaka otitarisa tese ndokuti “Makaitei?” “mhaaa ?Nothing “takataurirana tese na Eden “Heya okay .Oh chako oh chako ..”akadaro otipa twuma pepa..Ndakaverenga ndokuona head line yakanzi “RULES AND REGULATIONS “ “Grandma”akadaro Eden “Mhhhh “ “You gave us rules in this house ?” “Manshon ..Point of correction..My manshon ..”akadaira chikaka achitsenga bubble gum “Okay your mansion But why rules ?” “Nekuti muchange makawanda saka handizogona kukumanejai “Akadaro zvake akabereka twuoko.. “Rule number one ..No eye contact ?”akadaro Eden “Eyeee hatidi vanotarisana mumboni ndomviro mviro dzechifambi “ “Grandmaaa ..No sex ?”akadaro Eden “Eyeee hanzi kwane siki ye blue yamachaina haisati yane mushonga saka ikabata muno handina mushonga wacho ..” “Grandma ……” “Iwe putseke mhani teerera ma rules chiiko chonetsa heee ..Ndati munenge makandiwandira saka ndanyora ma rule…”akadaro Chikaka oenda .Ndakasara ndoverenga number 3 yaiva yakanzi “No kisi “nechichona zvayo umm mumba muno mujeri chaimo tatova kuboarding school.Ndivanaani varikuuya ivava nxaaa.. Stay tuned MORE LIKES
❤️ 👍 😂 🙏 😮 😢 8.3K

Comments