Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
June 1, 2025 at 09:08 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20 34•*ABOMINASHON*🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️ Written BY MAI ZIMUNYA Aka Mai tee) 📲+263782122093 *AAP*🚦 +263 73 555 3736 This is a work of fiction.All the characters and events portrayed in this book are fictitious or used fictitiously .All rights reserved .No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means,without written permission from the publisher or author... https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page (READ COMMENT AND SHARE OUR FREEBOOK Chapter 34 *CANNY* Zveshuwa it was the same lady I saw years back but kungoti apa aiva ati kurei hake .Ndakafara kwazvo kumuona uye ndaida kunzwa nezvemudzimai wangu Vee .Ndaida kunyatsova ne evidence then I surprise her ndawana hama dzake . “Ndaiva ndichangotanga basa pa orphanage apa neumwe sahwira wangu .Ini handina kuona zvose asi sahwira wangu akaona zvese manje akashaika.Asi ndakakwanisa hangu kutaura naye paakashaika akareurura.Akataura kuti akapihwa zviuru zvamadhora kuti atore mwana uyu .Anotaura iye kuti mwana uyu akauya nemurume uye mukadzi vaiita sevaiva nemari.Nguva iyi kwainge kusati kwane nhare dzaiva neshoroma chete .Angadai akatora pikicha asi chega chaakakwanisa kutora yaiva number plate .Ndiyo iyi ndofunga munotoona mega kuti yakanyorwa kava kare ..Haana kumira ipapo anoti iye akatanga kutsvaga kuti mota iyi yaiva yakabvepi sezvo mai vake vakazenge vorwara negomarara saka wainge oda mari .Wakatsvaga muridzi wemotikari iyi asi haana kumuwana..Zvino nerimwe zuva anoti iye akasangana nayo ndokutuma mukomana wake waaiva naye kuteera motokari iyi ndokuona zveshuwa yakasvika pamwe pamba munzvimbo ye Old Marimba ..Akatora number iyi ndoyaanoti akanyora apa .Asi kutaura kwake anoti mukadzi uyu ndopaakasiirwa mota ndokuenda .” “Okay Kureva ndopanogara mukadzi uyu ?” “Sekutaura wo kwake akafungira kudaro..Zvisinei mukomana wake akabva amuroora hake ndiye akarapisa mai vake kusvika vazoshaika.Sahwira wangu anoti akararama hupenyu hwese asina kubata mwana izvo zvakaita murume aroore umwe mukadzi ndokumusiya.Wakashaika ndiinaye asina kana munhu padyo naye chero mwana aiva asina.Wakareurura kutengeserwa mwana uyu uye anoti ndozvakaita asaita mwana.” Ndakanzwa kupererwa chaiko ummm .Nguva iyi ndakaona munhu achigara paside neni ndokuona it was Adam .I was shocked kuti how did he find me here .. “Don’t repeat that ever again…”akadaro otaurira pasi .. “Why ?” “Can’t you see you’ve been followed ?Do you think this is a joke to you ?I know we are not in good books but at least shandisa brain ..We need to go now ..Uri dhongi chairoiwewe haufungi ..” “Hauzodaro ka .Im looking for any means to help my wife “ “which wife ..The one you cheated on with Yuna ?You are a fool ..How could you cheat on someone like Vee with that monkey ?Look where this has landed us ..” “Aikaka asi unoda munhu wangu ?”ndakadaro “ndokubamura ..”akadaro tosumuka kubuda panze ..Ndakashama pamota pangu paine vanhu asi ndaiva ndavaziva.Takanopinda mumota ya Adam vanhu vaya ndokuteera neyangu .. “Imbomirai zvekupesuka bambo mumboita mai nemwana vaite bond ..Go and tell your wife kuti mwana waanaye now ndewake .Zvekutsvaga Hama dzake izvo hapana asingazvizivi.She told me already and ndandichitotsvaga ..” “Okay ..Hanzi munhu wacho akapedzesera kumuona kuMarimba..” “Ndoenda ko Iwewe imboita zvemukadzi nemwana …” “Ko iwe asi hauna girlfriend here ..That’s why uchiwanza hasha.Please stay away from my wife ndakakuona muchimhanyirana nekutakurana.Hakusi kuma Cruise ship kuno let me fix my problems not kuwedzera ..” “It’s okay ..Tazvinzwa now get out of my car “akadaro tamira pagedhi ah uyu aitondisvota.Nguva iyi Eden akasvika achibva kuhospital .. “Mzaya !”akadaro Adam odeedzera “Maswera sei Khule “akadaro zvake akasuwa suwa “Ko hanziiko kuita lola lola .Pinda mumota ndokutsvagira boyfrenz”akadaro Adam ndokuseka zvedu “Rega mwana arere vana iwe ..Usafurirwe hako iwe .Unopamhwa mamwe mapatya hameno hako “ndakadaro “Kana muzaya wangu you are covered ..Huya zvako kuna Sekuru vako ..Ndiperekedze kwandiri kuda kuenda “ “Ndiri busy “akadaro zvake ofamba kuenda pagedhi.Ndakaona Adam oburuka … “Haaa adzimai mungabva madaro here .Handei ko ndikabiwa “akadaro Adam “Kkkk shuwa mzaya enda naSekuru wakanyatsogara pamother’s seat uchivaratidza kuti ndiwe chimzaya..First wife yaSekuru “ndakadaro ndoseka hangu .Ko ndozvazvinongoitwa ka sekuru nemuzukuru wavo vanoita majokes ..Eden akanogara zvake pamother’s seat .Ndainge ndakangotarisa hangu chimiro chake ..Ndakapihwa ngofo na Adam iii ndakanyara.Vakamutsa mota ndokuenda havo ah chimwana chaiva chakanaka hacho .You guys wouldn’t blame me for falling for her that time .But haaa Vee wangu ndomuda and I want to make things work ..Ndakafamba ndokupinda mukati ….Ndakasvika Vee akagara zvake naMamoyo ..Takangotaura hedu nyaya ndokubva ndoenda kuroom kwangu ..Ndakasvika bed zvese zvakawaridzwa everything was in order .. “Murisei “akadaro hake Vee achipinda .. “Bho ..Mamuchitaurei ko na Mamoyo muchatinyeya “ndakadaro ndichiseka hangu … “Kkkk hapana pamasvika tatichangobva kugara hedu ..” “Hooo hanzii ko na Sisi vatipa imwe panishment here “ “Kkkk kana .Vangondibvunza kwandobva uye vabereki vangu ..” My jaw dropped ndokutarisa Vimbai ndoti “Ohhh saka wamutii “ “Mabva mapinda ….Arisei Chikaka mamuona here kuchipatara “ “Ohhh she’s better we left Boric there ..”ndakadaro ndopinda kugeza hangu .Ndakachinja ndokufamba ndodzika ma stairs ..Ndakanzwa vanhu kuseka kukitchen ndokumira padoor .. “Saka mai vako wazoti varikupi “akadaro zve Mamoyo .. “Handina ini ndakakurira ku…..” “Ohhhh chiiiko chirikunhuwira kudai “ndakadaro ndichikata conversation ya Vee na Mamoyo.. *ADAM* “That’s what I found “akadaro Gaza achindipa zvandaiva ndamuti anditarisire.Canny wo aiva akapusa wo time time kwake kusaziva here we were under attack .I had to rush there and rescued him .Ndakatoona kuti ndini ndaifanira kuita nyaya idzi ..Ndakadzokera naye kumba ndokusvika Eden achibva kunoona Chikaka kuchipatara.She was soo weak hameno kwaiva kuneta here .Takamuti aende neni kwandaiva ndaudzwa na Gaza munzira mese munhu aiva akarara zvake hope chaidzo.Eden was gaining weight and she was becoming lighter ..Maybe it was breastfeeding hameno ..Ndakasvika pagedhi paya ndokupaka mota ndichipinda mukati .. “Knock knock !”ndakadaro ndichideedzera ndakamira zvangu pachivanze.The house was very nice asi pairatidza kusagadzirwa .Nguva iyi ndakaona Gogo vachibuda… “Ehhh mwanangu pinda hako “vakadaro .Ndakateera kumashure ndichipinda mukati ..Takabvunzana mufaro mbuya vaiva vakasununguka havo .. “Ndazama kufunga ndatadza..”vakadaro mbuya vaya ..Ndakaramba ndakavatarisa Hangu ndokuti “Melania…” “Haaaa zvakaoma ..wakatisiya Melania muzukuru wangu “ “Ndanzwa kudaro .Ndabva kuOrphanage kwaakashanda..Hameno kana aine mwana waakatambirira mari waakasiirwa achengete..” Ndakaona mbuya vaya vochema ndokuti “Ahhh Mwari makanaka.Zuro chaiye ndaiva kwamadzimai.Ndakanzi muzukuru wangu haana kuzorora saka ndinofanira kutsvaga mwana uyu nehama dzake ndimukumbirire ruregerero..Hongu akareurura..Regai nditore bepa rine zvese zvingakubatsira ..” “Zvakanaka “ndakadaro hangu ndogarisika.Ndakaona munhu opinda padoor ndokuona aiva Eden .. “Ko mandisiya ndega “akadaro “Hausi wega you know it ..Ko urikungoshama n’ai chii “ “Hameno ..Mangwana Ana two vanzi vauye kuzodonhedzerwa nekubaiwa..Vane 4months ka “ “Hoo inga vakura..” “Mungazvizivirepi baba vakapedza mwedzi miviri varikumachonyonyo “ “Wakutaurisa..Kana ndakunyararira woti ndaipa..” “Musarwe kkkk ..Uyu ane pamuromo uyu ..Mimba yake inoita ataurise “vaakdaro Gogo vaya ..Takashama ndokuseka ndonzwa Eden oti “Kana Gogo ndiri kuyamwisa “ “Ahhh hooo havasi kuyamwira?” “What’s that ?”takabvunzirana “Baba ngu Moyooo imiii kkk zvakaoma ..Oyi henyu baba zvese zvirimo umu ..Ndinovimba tichawana kwakabva mwana “ “Maita basa Gogo ..” “Haiwaaa tinotenda “vakadaro vosekerera .Ndakaona Eden ovhura handbag ndokutora 50 us ovapa.. “Ahhhh Maita basa amai ..Mwari akuchengetei uye zvose zvamunobata zvitutsirwe ruviri..Maita henyu ndandisina kana munyu .Kubva zvakashaika muzukuru wangu ..”vaakdaro vochema shuwa ..Takaonekana ndokupinda mumota ..Ndakavhura bepa riya ndokuona kamwe kapepa kaiva nesame number yandaiva ndapihwa na Canny ..Ndakaona zvakanaka kuenda kuMarimba kwacho ..Ndakatarisa zve Eden aiva arara zve ummmm uyu munhu uyu ka ..Kuti zvingava izvo ?But taiita tichizvomora ka ..Nooo maybe kuneta hake .. “Is this the right turn ?”ndaidaro ndichiturner ..Nguva iyi ndakabva ndangomisa mota ndiri nechekure..Ndakareverser mota ipapo ndodzokera muroad yandaiva ndabva nayo ..Ndakarova mota yangu ndokusvika pandaida ndopaka hangu .. “Ummmmm ahhh ndakaneta “Aidaro Eden achistretcher zvake akarara paseat .Akasvinura ndokuramba takatarisana .Ndakaona otarisa tarisa ndokutarisana .. “No Uncle noo “akadaro achipererwa ndakangoramba ndichiseka ndakamutarisa .. “Aiwa handei kumba you tricked me .i last saw you driving towards Highglen road how did we end up here ?” Ndakangoramba ndichiseka.. “Ndatosvika but wawakarara” “Hai hai ..You were ignoring me and I get the sign ..We are going back to our normal selves “ “Ndoipi iyoyo ..Iwe hakuna izvozvo …Nditori nenzara shaaa 2 months ..” “Yuhwiii ende ka vanhu vakupenga ..I saw Chikaka na Boric today ..” “Yohweee kupi ?” “Mu hospital ah I’m still in shock ..Kuzonyepera kuzungaira hanzi heee mota ndakusvina mota ..” Maihweee ndakaoma mbabvu “Apa hadzisi kuona kuti zip was open munhu arikutaura Zvemota .Haya zvakaoma..” “Waona tisu tega tiri munzara ..Canny Ana Vee then ini handina .Rabasa remuzukuru kubatsira khule vake “ “Imi kwanai handei kumba imi …what are you doing ..” “Ndokutakura “ “Nooo okay ndofamba hangu can’t you see pane vanhu “ “Okay Chifamba ..”ndakadaro ndovhara mota topinda mukati ..The room was still the same ,we had sooo many memories here ..The frst night we spend here it felt like yesterday..Looking at her standing infront of me made me fall for her even more .We tried to fight the feeling but zvaitoramba .I removed all my clothes akatarisa ..Ndakaona oramba akatarisa sabhuku vainge vosaluta havo ..Kamwana aka kairuta waibva waona Kati gadya mate ..Mazuva ese ndomubvisa hembe asi this time she removed it her self.Ndakaramba ndakatarisa mazamu ake ndokutarisa dumbu rake .She had a flat tummy before but nekuzvara rainge ratikurei…She was still beautiful even more .Her hips was now wider and her skin was sooo smoother ..she walked towards me ndokumira pamberi pangu ..Takaramba takatarisana mumaziso all we could see was love ..Kakadodomera and started kissing me ummm kamunhu aka kapanduka manje ..Guys ndakasaidzirwa pabed ndichidonha nemusana kachiuya pamusoro . “Bho here “ndakadaro ndoseka She took it and swallowed it in and she was now moving her waist in a circler motion .. “Uncle …” “Yes Mzaya …ummmm …Damn …You gat new moves there …” “Did you cheat on me …?”aakdaro amira akanditarisa mumaziso chaimo… “I’m yours Mai Two …that will never happen …” “(Moving her waist slowly ) are you sure Shumba ?” “Yes Mai Shumba …(spinning her )”ndainge ndapamusoro ndava ini .We kissed for sometimes ndokudzika ndotambisa nyatso dzake ..Mwana ainge ofemereka zvino …I loved how responsive she was panguva yemutambo.Variko vamwe vakanzi haumunzwi kana kugomera zvako anenge akati shutu kunge munebhaudho apa poto yakati gwaaa.Eden was the best …Ndakatanga kunyatsoshanda munhu wangu asi ahhh zvakandikurira ndokuzvomorera pasi ..Mwana aiita kudziya kwandisina kunzwisisa kuti kwaibvepi.. “Damn …You got me ..”ndakadaro tese ndokutanga kuseka .Pakarepo phone yakarira 📞Chikaka ☎️ehhhh huyai kumba kasikai tine Preyaaa ! Du du du Yakabva yakata..Chikaka I know aitsvaga mwana wake so she was now trying everything.Takadzokera kumba kusvika paine kamufundisi kakazvidzipa newhite colar.Kasoro kacho kaipenya kunge hurungudo ..Takasvika kachibhamba bamba kachipupa furo nekuparidza “Saka ndopataparidza kuti ngatigarei tiri clean nguva dzosee “ “Amen”Vanhu vese Vakadaira “Eheee rimwe vhezi redu ririkuna Genesisi 38 pane nyaya ya Onani .Onani wakatumwa kuvata nomudzimai wemukoma wake ainzi Tamari !Onani wakaziva kuti chero ukavata na Tamari ukamubarisa vana havangava vake .Haana kuramba asi wakandopinda kuna Tamari o injoyaaaa !Kutoinjoya zvake asi waizodii?Handei pa Chapter 9 ..Emmm baba muchangosvika tiverengerei “Kakadaro kamufundisi Kaya ah kanoshupa.Ndakapihwa bhaibheri ndokutarisa hangu ndoti “Chapter 9 “ “Ehe handei “akadaro mufundisi “Asi Onani akaziva kuti vana havaizova vake; saka pose paaivata nomukadzi womukoma wake, aiteurira mbeu pas……pasi kuuu ku kuti arege kuberekera mukoma wake vana.” ‭ “Marinzwa shoko !!!Marinzwa ka !!Mavona here how selfish Onani was ?Kurwadziwa nekubarira mukoma wake waibva wanakirwaaa vusiki bwooooseee namaikuru achiteurira vana pasi !ummmm ummmm dai Mwari atibatsiraaa!Variko vanodaro !Kuteurira vana pasi !” “Nxiii nxiii nxiii amen “akadaro Chikaka ummm ini ndakabva ndaita wiki zvangu “Chapter 10 verenga “akadaro mufundisi achipukuta twuziya ndakamedza mate ndokuti “Zvaakaita zvakanga zvakaipa pamberi paJehovha; saka akamu uuu iiiiii (ndichirohwa nehana)Akamuuraya!” “Wakanuka uyu !Imo muno hamushaikwi vaiita chivoko voko kushandisa mavoko vachirasira mbeu pasi !Mwana waMwari tendeukai!!!Nhasi ndinoda kusiya ndakutendeutsaiii..Vose vaizvibatsira pfugamai ndikunamatirei nevano injoya vachirasira mbeu pasi apa ..” “Ndizvozvo …”akadaro Chikaka uyu wo uyu anga apora wo nguvai .To my surprise ndakaona Canny na Boric vachipfugama iiiii … “Mukadzi wangu aiva asipo kwemakore ndaizvibatsira nemaoko “akadaro Canny “Neni ndaiva kure nemukadzi saka ndaizvibatsira wo “akadaro Boric ..Vakanamatirwa iiiii haaa ndakataimira Vanhu vese vakavhara twuziso ndokupfugamawo.. “Amen !”vakadaro mufundisi vovhura maziso ndokundiona ndapfugamawo munhu wese akashamiswa.. “Nhasi Kudenga kune mhururu !Vana vatendeuka..Iwe yako ndeyei …” Haaa ini zvekushandisa maoko Handina kumbozviita hangu .Ndakagadzirisa pahuro ndokuti “Ini hangu Handina kushandisa maoko asi emmm yangu ndeye kungo injoya injoya ndichirasira emmm mbeu pasi …” “Ndiwe wandisunda kuparidza nezvayoooo!Ndiwe Onani iweee !!!Ndi Onani chaiye uyu …Musiyano ndewekungoti chete hauna kuurawa!”ahhhh aka kamufundisi aka kanodenha wooo “He is my son man of God dhirivha him “akadaro Chikaka Stay tuned Isa zvako like
❤️ 😂 👍 🙏 😢 😮 9.1K

Comments