Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
June 3, 2025 at 12:53 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20 36•*ABOMINASHON*🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️ Written BY MAI ZIMUNYA Aka Mai tee) 📲+263782122093 *AAP*🚦 +263 73 555 3736 This is a work of fiction.All the characters and events portrayed in this book are fictitious or used fictitiously .All rights reserved .No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means,without written permission from the publisher or author... https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page (READ COMMENT AND SHARE OUR FREEBOOK Chapter 36* *ADAM* “I’m leaving today I need to search for my younger brother …Your bamnini “ndakadaro ndichitambisa mabraids ake achidya chicken in .Akanditarisa ndokuseka zvishoma hake oenderera mberi nekudya.Ndakaramba ndakamutarisa mwana uyu ndikaona hondo chaiyo pamberi apo .Nezvaita Yuna nhasi ko paachazoziva kuti I’m the one responsible ndiani . “Anything for the ride or ndatorambwa “ndaidaro ndichipuruzira zvidya zvake .Ndakaona otarisa door ndokuti “Mama is here now ..” “I Locked the the door ..” Akavhara box remachips ndokuti “Okay huyai but don’t make noise ..” “Shuwa here babe ..” “Yes come let’s do it ..Ko mukatorwa ikoko kuma prazi “ “You remind me of my late wife ..”ndakadaro ndakapfugama ndakamutarisa ..Akangosmiler hake achibata ndebvu dzangu .I know I have high libido and Viola will make sure that I’m satisfied.Ndaishaya ndakatodza ani but ndakutozoona kuti ndibaba vangu .Imagine varibusy zvavo at that age haya tichaitirwa mashura vanhu kutomitisana chaiko..Ndakabwaira ndokuona munhu atova musvo chaiko .Ndakatarisa dumbu remwana uyu ummm handina kurinzwisisa ..Maybe ndaingofungirawo hameno .Akaenda padressing table ndokubata nemaoko ese achizunza zunza mutaka wake .. “Damn babe wakutoda ndife shaaa kkk “akabva aseka zvake uku ndichikandira hembe dzese pasi ..Ndakasvikopuruzira sele iyi ummm chimwana ichi haaaa ndaisasiya hangu . “Ndakusuwa shaaa hmmm ..Ndipoo babe “ndaidaro whispering at the back of her right ear.She was now making sounds breathing soo heavily.Ndakanzwa rwoko rwake rwobata sabhuku rotanga kupurizira.Ndakamutendeudza ndokumubata matama ese nerwoko one totarisana..I loved her pretty face .Her juicy lips .Her sexy eyes were full of love .I felt needed .I felt loved and that made me harder and harder .We started kissing softy and slowly..Takaregedzedzana zvishoma ndokugumhana huma dzedu tofemerana..She whispered slowly..”Can I go down on you Dady ?” Hehheeee sisi vaiva vapanduka kkk .Ndakaseka zvishoma ndokuti “No you want me to scream ?” “But I want you …”Aidaro going down on me. .I know she loved eating it because I had the most cleanest Lolly ever .it was circumcised no dirty at all .Chiganda chiya ndochinochengeta tsvina yese manje escpecialy varume vasingadi zvavo kugeza.Manje kana usina unenge uri fresh always .Zvekunzi hee haunaki unenge wakangosangana nagurundoro vasingagoni basa .Zvekunzi heee unonoka kupedza unenge wakasangana nana Apronia vanoshapa. “Ahhhhh …”ndakadaro ndabata muromo wangu ummm .Chimwana ichi chaitondipengesa chaiko ummm.Vakadzi ndozvinoitwa wo izvi kwete kuzotiruma ka.Kune vamwe Vanenge vakutoda kudambura zondo chairo.Mwana aiti akasveta sooo oregedzera.Otambisa rurimi on top of my lolly pakaburi chaiko haaa ndaibva ndapera simba chaiko.. “Eddy mira babe wait ..Wait mai two “ndaidaro ndakutonzwa kuti pano haaaa .Ndakangonzwa ndogwinha gwinha and as usual she swallowed everything.She continued licking my Lolly and I became hard again .Akasumuka ndokutarisana achinanzvirira muromo wake ..Haaa Yuna hameno akamugona mwana wake atopanduka chaiko chero neni wacho handichatomugoni ..Akanobata bed ndokundipa mount sinai rese kwandiri.Kana kune style inoda varume doggy haaaa ndinonzwa mweya wangu kufara chaiko ..Ndakamutendeudza hangu atarise mudenga .Ndakapfugama ndakabata zvidya zvake .I started licking her honey pot and she was now shacking .It ddnt even last long ndaiva ndatoteswa face yese iyi .. “Sorry ndaweta sorry “akadaro ofemereka.Ndakaseka zvangu “That’s squirting babe hakusi kuweta..I Love it zvinoratidza kuti tonakirana …Chindipa babe zvinhu zvangu ..”ndaidaro ndichienda pamusoro pake ndoshwetedzera mukati ..Maihweee zvangu ndakatombomira ndichidzingudza musoro nekunakirwa… “Ummm mazuvano wawedzera kutapira babe what’s happening..” “Hameno Dady ..Nyatsondipai…”Aidaro achindipuruzira magadziko angu .We started kissing ndichinyatsorovera mberi slowly ..Ndakadzikisa musoro ndotanga kuyamwa mukaka wake .Varume missionary inotoda slowly and zamu ririmukanwa.Chero madzimai anoti haatundi aya haaa kunyepa chaiko .. “Weti iyaaa Uncle “kaidaro kogwinha gwinha… “Yes Mzaya wangu come for me ..Squirt more for me babe ..”ndaidaro ndomushanda chaizvo mwana ainge ongogomera zvino ..Haaa sex yekubirira ummm mutakunanzva chaiwo .Ndakada kuzvomora ndikafunga ndakareurura ummm ndakanzwa ndatutira masoja ese imomo. “Nooo Uncle ..You came inside me…”akadaro achidedera takamira tese .. “Ndatadza babe sorry …Will buy mamorning after ..Mangwana ndadzoka toenda kwaDoc wonoiswa jadell or something “ “Ohhh sooo munoda kundiita drum renyu ramotutira zvinhu zvenyu moroora umwe “ “Kkk Babe nooo hona vana 4 months here .Besides ndichatokuroora but pachaita hondo.Zvirinani hondo yevana two kwete more ummm panenge pakaipa.Wakavaona mai vako kuti kapongwe chaiko haaa tichapinda busy ..I wanted to run away with you but Zvisina ma blessings hazvigari..” “Saka modzoka rinhi kwamurikuenda.You made a woman Adam ..A mother ..What if ukawana umwe asiri inini ..Ndichaita sei manje “akadaro ochema asi she was still cute .Ndakamubata chiso chake nemaoko ese ndokuti “we made a promise to each other remember ? “Okay mokasika kudzoka ndonoiswa jadel racho ..” “Okay ..How’s your head now .” We made a long eye contact tichiseka.. “Wapora ?”ndaidaro ndichiseka.. “Ehe ..I’m better ..” “Haya watopanduka shuwa mwana Iwewe ..Let me rush “ndaidaro ndopfeka “Hamusi kugeza?” “Nooo ..I want to smell you all the way till ndadzoka..Chirara ..” Ndakadaro ndobuda hangu padoor .Nguva iyi ndakabva ndasangana na Yuna .Airatidza aitouya kuroom kwa Eden .. “Ataura here ?Hanzii “ah uyuwo uyu ..Ndakasiya ndamuudza asiyane nemwana ndaidzoka ndichipedzesa kutaura naye .. Takamutsa mota na Gaza ndokurova matama enzira tonanga kwataienda.. *NARRATION* “Regai vakuru vakati rina manyanga hariputirwe mushunjere.Makore ainge afamba kwazvo nyaya dzainge dzakaitika makare kare dzaiva dzoda kunyuka.Agatha ndoraiva zita rake mwanasikana wainge wakaita zvinhu zvake chivande.Agatha wakadanana kwazvo nemukomana wake kwenguva ndefu.Asi chakanetsa kwaiva kuwanikwa kwake kuti vave nyamwa imwe.Vaviri vainge vakaenda kumambuya ewanano asi wanano yavo haina kutenderwa nevadzimu vedunhu.Vaviri vakarwadziwa asi zvakadaro havana kusiyana.Mukomana wakaroora hake umwe musikana ndokuita vanakomana vatatu.Kuroora kwake mukomana hakuna kumisa rudo rwake na Agatha.Agatha wakazowana hake akamuroora asi murume wake haana kurara makore mazhinji wakabva washaikawo ndokusiya Agatha uine vana vashanu.Vana vose vakarerwa ndokukura zvakanaka ndokuenda kundogara mhiri kwamakungwa.Vanhu vedunhu iri hapana akaziva kuti mukomana zvaakaroora ndiye wakaronga na Agatha kuuraya mudzimai wake..Chero nemurume waAgatha wo vaviri vakamupfuudza sezvo wainge waziva kuti vana vose vashanu vaisava vake ..”wakadaro Winnie achimwa hake mvura ototesa pahuro paiva pagwamba .Vakomana vaviri vainge vakateerera havo nyaya iyi sezvo vainge vafambira kunzwa kuti dambudziko rakabva papi.Winnie wakakosorera zvake ndokuti “Mukomana wa Agatha waiva wehumambo zvadaro waiva nemukoma wake uyo waiva wakarovora mhandara yake yakanaka kwazvo wainzi Sheroni .Sheroni wainge wakanaka kwazvo uye waiva wakazara vuchenjeri..Waiva nerunako kwazvo asi vaviri ava vakatanga kutamba vose “ “Sharon na Agatha?”akadaro Gaza odairira “Eheee ..Sheroni haana kuziva kuti Agatha anotodawo kuita mai vehumambo asi chainetsa zvekare inyaya yekuti Agatha wainge wakarambwa navamwari kuti ave mambokadzi.Zvisinei kuti mukomana wa Agatha ave wehumambo mambo vaifanira kufa uye Sheroni waisafanira kuva nemwanakomana..Ndakudzokera kumashure pamimba yekugumisira ya Agatha .Mimba iyi yaienderana neya Sheroni ..Ndopakauya waiva neziso redunhu akataura kuti Sheroni waiva nemwanakomana mudumbu make uyo waizova mambo..Ini panguva iyi ndainge ndoshanda semusikana webasa pamuzinda.Hameno zvakafamba sei mimba dzemasahwira aya Sheroni na Agatha dzakarwadzirana asi Agatha ainzi akabarira munzira here uye Sheroni kuchipatara .Kwakava nezhowe zhowe zvakunzi ziso rakatadza kuona sezvo mambokadzi vakanga vabara mwanasikana oga..Ini ndoga ndini ndakaona chokwadi kuti Sheroni wakabara mapatya mukomana nemusikana .Handina wandakaudza kusvika tagara .Ndopandakanzwa Agatha otaura nemukomana wake kuti mwana vainge vamutengesera kuguta guru reHarare kuorphanage yainzi Hope .Ndakaenda kuguta Zveshuwa mwana ndakanomuwana ariko ndikapota ndichinomuona.Vana vakakura kusvika wo mambo vazoshaika humambo ndokutorwa nemununguna uyo waiva nevana na Agatha..Mwana akakura achifunga ndiri mbuya vake nanhasi anodaro kusvika atokura ava nemhuri yake ..Wakaroorawo mwanasikana waakasangana naye wo pa orphanage ipapo vaiwirirana vana ava uye vaisapatsanurika..” “Hey saka mwanasikana wa Agatha waakaitirana na Sheron aripi?” “Zvinonzi akashaika haana kurarama..Ndokuwirirana kwakanyatsoita Agatha na Sheron nekuti Agatha waida mwanasikana wa Sheroni ndiye aimubatsira zvose .Sheron wakamusiya achiita achiti ndokuti ronda rekufirwa nemwana wake ripere..” Vakomana vakatarisana vega vakatoona kuti paiva nenyaya.Agatha waiva nenyaya yaiva yakakura kwazvo .Hapana akaziva kuti mwanasikana wake waiva wakashaika here zveshuwa kana kwete.Kuti zve Winnie avabatsire zvainetsa sezvo wainge usisaoni .Mbuya Winnie vakasumuka ndokuenda mundanduru ravo vonodzoka vakabata katurusi bhokisi.Vakadzoka ndokutambidza Vakomana voti “Ndomune vanhu vandaitaura navo kuOphanage.Munokwanisa kutsvaga umwe pada vachivapenyu..” “Hey maita basa ambuya..Zvino pano muri mega shuwa mugere mushe ?” “Haiwa ndigere.Ndine musikana kungoti haapo waenda kurufu ..Ndinoshuva muroora wangu Vimbai waiva norudo kwazvo ..Uyu waakazoroora uyu haaiti haana kana rudo.Chake chaanokwanisa kutenga dowi nemupunga ummm “ Vakaseka havo vakomana vakasiya mari zhinji .Winnie akafara kwazvo ndokuonekana nevana ava .Shungu dzake waida muzukuru wake Kenani azive rudzi rwake ende nguva yaiva yakwana .Gaza na Adam vaingotarisana vodzungudza musoro dzamara vasvike dhorobha .Havana kusvika kumba sezvo kwainge koyedza vakabva vatotanga kutsvaga umwe wevakadzi vakaseenza pa Hope orphanage apa ..Vakasvika po nguva dzenomwe kuseni ndokutambirwa zvakanaka … “Hameno tingawanawo Sister Danai here ?”akadaro Adam obvunza hake sister vechikuru vaivapo.. “Ndini kwakanaka here ?”Vakadaira sister vaya .Vaviri vakafara kwazvo ndokuti “Ohhh thank God ..We found you sooo easily..” “Hahaha magona nhasi ndozuva rangu rekuguma..Ndakuenda kumba ini …Hanzii “ Adam akabuditsa mapepa ose ndokupa sister Danai ..Sister vakaramba vakatarisa ndokuti “Haaa ndofunga ndiMwari shuwa ..Nyaya iyi yaindinetsa kwazvo ..Worse nekufa kwa sister Melania ndandisina rugare..Zveshuwa Winnie aiuya achiona mwana kusvika tazomupa mwana akaenda naye ..Asi akaenda neumwechete ndokusiya musikana..” Hana yangu yakarova ndokuti … “Mu musikana ?” “Hongu .Mwana mukomana ndiye akatanga kuuyiswa pano …Kuseni ndini ndakawana paine musikana pagedhi..Paiva nenote yaivamo uye mari yakawanda.Muhamviropu paiva nemari yakapihwa Melania maiva netsamba uye runyoro rwacho rwaiva rwumwechete nerwaiva Mune musikana.Nyaya iyi ndakatoona yaiva nemakuva mukati ndokuinyarara…Ndakatomboenda mhiri hangu ndokuzodzoka makore adarika vana ava vaiva vatokura vatobva pano vose …” Adam akamedza mate ndokuti “Mukomana ndiye Canaan here “ “Ehe ndiye Canaan I will never forget him he was such a very bright child .Im the one who named those kids inini .Umwe Ndakamuti Canaan umwe musikana ndikati Vimbai ..there was something about those kids chaiva sooo bright ….” Mwanakomana akabwaira akatarisa Sister Danai ..Wakanzwa kupindwa nechando ndokuti “Saka kuti Vimbai na Kenani vangava vemunhu umwechete here ?” “Ehe ini sekuona kwangu ndizvozvo .nekuti vana ava vaisasiyana.Vaiwirirana kwazvo .Ini Handina kuzoona kuti musikana akaendepi sezvo ndaiva ndazoenda mhiri .Cannaan akambouya gore rapera achingodarika hatina kutaura hedu asi agere mushe ..” “Hey Abomination!”akadaro Adam abata musoro obuda muhofisi..Sister Danai vakazama kumudana asi zvakashaiwa basa .Vaviri vakagara mumota vese vaidedera .. “Boss I think there is a mix up here ..Mwana waAgatha akafa here ?Haasiriye here Vimbai ?” “Mai vangarasa mwana wavo here Gaza ..” “Maybe she was tricked tooo ..Between Yuna and Vimbai pane mwana wa Agatha .. “It has to be Vimbai ..akava Yuna that means …..Gaza hazvitauriki…How can siblings have a child ?Nooo ..Dig deep about this …This is not good for our family ..This is not good …Chikaka will die …”akadaro Mukomana owisira misodzi pasi ..Nguva iyi nhare yake yakarira ndokuona aiva mununguna wake Canaan ..Akazeza kudaira … *EDEN* Mama was now calm pandakazobuda muroom mangu .She was soo quiet and I saw tension between her and Vimbai .Ndakatoshaya kuti chii chaiva chaitika mama vangu vaitaurisawo.Ndakaswera ndakangoringa nzira Uncle was not yet back .Apa vaiva vasina kundipa zve ma pills avaireva.Kuti ndibuda zve ndaisatenderwa kubuda buda .. “Nhaiwe saka mwana hausi kumunzwa ?”vaidaro Gogo vachisvikosumudza mwana aiva paside namama .Mama vaiva vakabata shaya zvavo .Nguva iyi takaona Mamoyo odzika zvake nebag rake .. “Haaa sahwira shuwa ko unomhanyireiko kumusha kusina chinhu uko ..Gara “vakadaro Gogo “Haiwa ndagara sahwira rega ndichiinda..”akadaro Mamoyo ..Nguva iyi Ana Adam vakabva vapinda .Ndaiti kungoona uncle chete hana yangu yairova chaiko .. “Ahhh baba madzokoi..Ko mamaendepi..Mamoyo is leaving “akadaro Chikaka ..Ndakaona Adam otarisa bag ra Mamoyo ndokuti “Gaza take her bag back to her room “ “Okay sir ..”akadaro Gaza otora “Haiwa rega ndagara regai ndiinde…”akadaro Mamoyo ..Adam akafamba zvake achikwidza mastairs oti “It’s too late Agatha you ain’t leaving ..Gaza take her bag inside “ “Yuhwiii “akadaro Chikaka achishamisika nekudanwa nezita kwamamoyo.. “Iwe sumuka ..Enda kuna Sekuru vako vauya .Enda undovaudza munhu akakupa vana ..”vakadaro Mama umm vaiva vatogarwa.Ndakanzi dzviii rwoko ndokuendwa neni kuna Uncle .. “Ndiani “akadaro Adam “Ndini Yuna “ “Okay enter “akadaro Adam Akabata towel mumaoko akaisa tooth brush mukanwa . “Hanziiko Yuna “akadaro Adam “Ndauya naye ati ava redi kutaura muridzi wemimba “ Uncle vakanosvipa ndokudzumburudza mukanwa .Vakadzoka ndokuti “Hooo “ “Ehe ..iwe taura !!Vaudze !”haaa mama was stressing me ummm .Ndakatanga kunzwa dzungu zvangu ndichitozarirwa ini ..Moyo wangu wakasumuka hameno ah zvinhu zvacho ..Ndakabata muromo wangu “Chiii heee wakutadza kutaura here iwe ..Heee “ Ndakabva ndamhanyira mutoilet maUncle Ndonorutsa imomo …. “Chinekemeeeeeeee🙆🏻‍♀️another one again !!!!Another one !My brother Adam you are seeing what I’m seeing ?” “Heee ?”vakadaro Uncle “Seee her she is vomiting ?Cant you see ?” “Heee ?”vakadaro Uncle vachipererwa “Bweee bweee Chiiko tarisa muzaya wako arikurutsa mhani weeeee munhu ane vana vane 4 manzi !!!Heheeeeeee Eden you have finished me ..I can’t faint now better ndinofendera mberi ..Oyaaaa mooveee we are going to the clinic ..Ndirikuda iri scan chaiyo handisi kuda kana test !! “ “Uncle hiiii hiiii “ndakadaro ndochema “Putseke !!Uncle kudii vaivapo here uchivhura gumbo ?Heeee mooooooveeeee “ Ndakaramba ndakatarisa Uncle ummmm aya maone aya .. “Hanzvadzi urikuona here dumbu rake imimba iyi !!!Vhura top iyo !!!Kasika !!” Ndakavhura umm mama vairova ndati … “Seee ..Adam see waiona?” Ndakaona Uncle votsunzunyira twuziso ndokuti “I can’t see anything my sister ..” Stay tuned
❤️ 👍 😂 🙏 😢 😮 10.4K

Comments