
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
June 6, 2025 at 01:50 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20
39*ABOMINASHON*🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️
Written BY MAI ZIMUNYA
Aka Mai tee)
📲+263782122093
*AAP*🚦 +263 73 555 3736
This is a work of fiction.All the characters and events portrayed in this book are fictitious or used fictitiously .All rights reserved .No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means,without written permission from the publisher or author...
https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page
(READ COMMENT AND SHARE OUR FREEBOOK
Chapter 39
*EDEN*
AFTER FEW DAYS
Vanhu vakadaidzwa kudinner tese ndokuungana.Mama vaiita kundipa ziso asi ndaisatombovatarisa.Musoro waiita kupisa chaiko ummm .Vanhu vaingoshandisa maspoon oga ndoaingorira….There was a huge tension patable zvisingaiti..
“Dad I have something to tell you “Akadaro Canny oreva kuna Sekuru .Zvepano ndainge ndakungotarisa cz ummm nhasi vanhu havazivane mangwana vava hama ah zvinhu zvacho .Ndakaona Sekuru votsenga zvavo nyama vakanyarara .Nguva iyi ndakaona Chimwana changu chichigwesha nedumbu zvacho .
“Maihweee !!Fire !!holly ghost fire !!!”vakadaro mama vachinongedzera mwana wangu nebhonzo rechidya..Munhu wese akatarisa zvake ndokuona Adam oramba zvake akatarisa ..
“Yohweee twuvana utwu twune ma supernatural powers !!!Heheeee 4months yekupi inogwesha!Heheeee wonders shall never end .Eden nhai vana ava varudziiko vane maziso ane ring mukati..Handirari zuva nezuva nenhau yako mwanangu ..Wakanhongepiko vana ava “vakadaro Mama vopaumba kutaura..
“Can we at least eat in peace “vaakdaro sekuru vasiri happy .
“saka mese can’t you see what these kids are doing ..Chasara kufamba vana ava at 4 months ..”vaakdaro Mama ..Sekuru vakatarisa Canny ndokuti “You were saying ?”
“Ohh thank I was saying I think it’s now high time to go back home ..Me and my wife ..”
“Me and who ?”vakadaro Sekuru vakaneta neta…
“Me and my family ..Kana pane chamawana wo concerning her family mondiudza “
“hooo ..”
“Yes dad .Thank you for taking care of her pamaiva muboat ..”
“You welcome but I don’t think that will do “
Tese takashamisika..
“Why ?Shes mine “
“Yes but we need to find her family first ..You can leave iye ombosara hake ..”
“Dad she is my wife “
“If she was yours why did you cheat on her ?Wakamuchita nani ?where is the lady ?i want her to pay for what she did to her .Lying to her kuti awana basa iye achinomuurayisa..Kana wakuda mhuri yako uchauya wondiudza munhu akadaro ..I’m going to make sure that she rots in jail .Who ever had a hand in my downfall is going to pay…”vakadaro vofamba kuenda .Vanhu vakasara vakanyarara zvavo pasina kana aitaura neumwe .Ndakatarisa Vee ndikaona akasuwa kwazvo ..
Vakadaro vofamba kuenda .Haya tension yacho ..Ndakaona Vimbai oramba akatarisa Mama aine hukasha.Ndakatoshaya kuti nyaya yaiva yei..Ndakasumuka ndokutanga kufamba zvangu ndoenda kunorara..
“Maam hanzi huyai naBoss “akadaro Gaza osvika pandaiva .Ndakatura befu ndokufamba ndoenda .Ndakapinda was shocked to see Uncle na Sekuru varimo.
“Vharai henyu door mugare mese pasi apo “vakadaro zvavo Sekuru vachigara pasi .Hana yangu yairova same neYa Adam he was restless .Sekuru vakagadzirisa pahuro ndokutarisa Adam .Vakaita kanguva ndokunditarisa zve voti “Saka murikufungei ?”
Hana yangu yakarova ummm .Ndakanzwa Adam ogadzirisa pahuro ndokuti “Ini hangu handina bp hameno uyu “
“Ndokurova wanzwa ..Sandiwe wakandiudza muboat kuti wakamitisa mwana wasisi vako here ?”
Heheee ah ini zvangu .Ndakaona Adam omedza mate ndokuti “Haaa “
“I want to know your plans because tirikutoshama murikuzadza danga.Akagoti ari fertile kunge mbudzi kuita vaviri vaviri.Kandi nhaiwe Eden asi arikukurepa here ?Ndiudze taura neni usatya “
“Hiiii “akadaro Adam
“Iwe shut up let me help mwana ..Iwe taura is he rapping you “
Ndakamedza mate ndokudzungudza musoro ..
“Maybe you don’t understand .As long as muchiita bonde uchirwadziwa ndo rape iyoyo .Paanovuya pamusoro pako urikurwadziwa here ?”
Ndakatura befu ndokuti “Aiwa handirwadziwi..It’s not like he comes on top ini ndini ndotomboenda hameno kana vachirwadziwa “ndakadaro hangu .Ndakaona vese vashama muromo .Sekuru vakabata chest ndokuti “Mwana uyu atindivara ..You mean you don’t feel pain”
“Not at all Sekuru ..Muri sekuru vangu handikunyeperei.Me and him we are okay ..Hameno Uncle morwadziwa?”
“Hai kwete ba “akadaro Adam
“Haaaa putsekei mhani !!!ohhh my head my head is spinning ..”
“Sorry dad but we are okay ..Together we don’t feel any pain ..Thanks for the concern…”akadaro Adam achitaura ah uyu wo uyu ..Sekuru vakagadzirisa pahuro ndokuti “Sumukai mese “
Takabva tasumuka
“Tarisanai”
“Hatizopanishiwe here hanzi tisatarisane mboni “akadaro Adam
“Iwe ndokurova ..Ndati tarisanai …”
Ah zvinhu zvacho ..Ndakaona Adam onditarisa ndokuramba takatarisana ..
“Matarisirano erudzii iwayo..Ndati tarisanai ..Mapenzi evanhu ..Rambai makadaro ndiri kudzoka ..Pandiri kudzoka ndoda mundiudze kuti muri chii nechii ..”
📞hello okay
Vakadaro varipaphone vofamba kubuda .Takaramba takatarisana for over 30 seconds ini ndokutarisa pasi ..Ndakaona ondisumudza chirebvu changu ndokutarisana zve ..
“Tell me what do you want ..”
Ndakabwaira zvishoma ndokuti “I just want us to be together without being scared ..Ndaneta ..but kana zvisingaiti hazvo hapana zvekuita “
“Zvinotadza nei kuita ..Sekuru is angry at us ..Can’t you see ..”
Nguva iyi vakabva vadzoka padesk .Vakaramba vakatitarisa ndokuti “I’m sure hamusisiri confused ..Adam uyu chii chako ?Tarisanai imi ndokubanhai “
Adam akanditarisa ndokuti “Uyu ?”
“Asi ani ?”
“Hooo ava ndii ndimai 2 “
“Chiri chii chako …heee newe Eden uyu chii chako ?”
“Uyu ?Ndii ndiBaba 2 “
“Ohhh my God ..You see what I don’t blame ?I don’t blame you guys .I blame your names ..You took my name heee .Solange gave you my name ..The moment you saw garden of Eden ..Gwabam you just entered ..Heeee Hauna kana kutarisawo kuti gadheni iri nderehama here kana kuti chii you just entered !”
Silent
“Makasangana kupi ?”vakabvunza
“Pa pa Tik Tok “
“Zvikadii?Waiitei pa Tik tok !”vaakdaro Sekuru
“Akaisa vhudhiyo achiwaina”akadaro Adam ah uyu wo uyu nxaaa
“Ndobva chatomira..Heeee wakadii kubvunza mwana zita ne surname ?Makabva matorara mese ..Makarara mese kupi “
“Ku roji kuWotafalls “ndakadaro
“Makabva matoita zve roji!!!Kutoita zve roji!!!Makarara mese kangani ?”
“Vhiki rose “akadaro Adam
“Heheeee aya ..wonders shall never end”
“But before that I told you ndiye akandisevha pandaida kuuraiwa “akadaro Adam
“Ehhh ndobva matoita re kindle !Heee mukabva manyatsosimbisa love nezviweti.Zvese zvamaiita kana kutaurawo kumusha ndekupi kana surname .Hey children of nowadays..Muri vana verudzii….Okay after a week Makadii “
“Ahhh Dad makutotivheta “akadaro Adam
“Ndokurova..Taurai nyaya yese ndinoda kuona ndodii.Iyi i Abominishon mumhuri iyi yamakaita..”
“Akabva andidhamba akandinyorera tsamba achinditi taingotamba..”ndakadaro
“Amaivavoooo sooo that’s your plan !Heee iwe iwe iwe (achipihwa mambama)Ndo plan yako yekundonyera bhosvo kuvana pa sosomidhiya !You slept nemwana ukamudhamba..”
“Dad zvakapera inga ndakadzoka wani and we fixed things ..”
“Pamakaona muri sekuru nemuzukuru makadii “
“We tried to stop but zvakaramba ..”
“Ndobva mapamha imwe ..”
“Zvakangoitika wo takatombozana hanty takazama ka “akadaro Adam anditarisa
“Yes emm takazama “ndakadairira..Sekuru vakabata muchiuno ndokuti “Murikudairirana Chiiko ?”
Silent
“Haya ..Imbobudai muno ..Mese budai Budai ..Ini handina zvandokwanisa kuita hamuchatotsiurika..but pachinobvondoka ini handimo munyaya iyi ..Ndagara ndine stress dzangu “
“Hiii Dad mongotikavhira kavhira ..”akadaro Adam ..
“Makakururana mapants you are on your own ..Ini ndaita mutete panyaya iyi “
“Sekuru please “ndakadaro ..
Vakaramba vakanditarisa ndokuti “Iwewe ndakukoniwa Iwewe ..Haaaa ndaita mutete ..”
Vakadaro vachivhara door .Ndakaona Uncle voda kunditaudza ndakabva ndangobuda.Ndainzwa stress chaiyo nenhau iyi ummm .Ndakapinda muroom mangu ndokumborara chaiko ..Ndakamutsa nenoise mumba ndikatoshaya yaiva noise yei ..Ndakamuka ndokugara ndikanzwa vaiva mama vaiita Kupopota..
“I want to know Adam !!I want to know why you were at the lodge with my daughter !I asked my boys to dig deeper and there was a place you guys were going !Cctv yepanze iyi muchipinda mulodge nemwana wangu ..”vaidaro Mama maihweee kani taiva yabatwa..
“Where is she !Eden !!”vakadaro vachiuya ummm .Ndakada kuvhara door it was too late ndaiva ndakachikirwa rwoko ndodzikwa neni down stairs ..
“Mama please ..You are hurting me !”ndakadaro ndoda kubvisarwoko asi hey ..
“Adam here is my daughter ..Tell me guys why were you at the lodge ..Adam I trusted you …Adam ndaiti ndiwe uchamira neni ndizive wo kuti mimba yemwana wangu yabvepi ..I ignored Mamoyo achindiudza kuti ndiwe wakamitisa mwana wangu ….Adam une shuwa kunhumburisa mwana wangu ?Mwana wandaiti achandichengeta here ..Adam you slept with my daughter !Adam you are my brother for goodness sake !!Unoda mwana wangu aroorwe naani..she’s pregnant again ..Are you responsible for it ?”
Munhu wese ainge apera maoko atitarisa.
“Yes “akadaro Adam ..
Nguva iyi Chikaka na Sekuru vainge vagara zvavo pa dinning table vachidirirana juice nerice zvavo vachidya..vaiita kunge vaiva munyika yavo vega..Mama vaenda paiva na Adam vachidedera..
“Adam wamitisa mwana wangu 2 times ?”
“Yes “akadaro
“Adam why ?Wanga washaya vasikana here ?Adam hauna mukadzi ?”
“Ndandashaya Yuna ..Your daughter was the only girl my heart ever wanted .Is there any problem with that ..?”
Mama vakashamisika ndokutarisa Chikaka ..
“Mom can you hear him ?Dad can you hear your son !Mwana wenyu wemusango akamitisa Mwana wangu !!And all you do is to sit there and enjoy ..Mwana wangu wandaiti achandichengeta wo here ..Hiii hiii hiii He raped my daughter …”
Chikaka akaruma chidya ndokuti “imbori nyaya yeiko ?”
Haya unenge uchaseka shuwa …
“Mom !!!”
“Shut up !!!”akadaro Chikaka asumuka nehasha achikanda nyama pasi ..I have never seen my grandma vakashatirwa kudaro umm .Vaiita kudedera vakatarisa mama ndokuona votarisa Mamoyo ..
“Makataurirana nyaya dzenyu naMamoyo .You have never included me so why now ..He is your brother you said now pane vana nemimba what do you think you can change situation .unotaura zvekuchengetwa nemwana Iwewe waindichengeta ?”
“Mom ..”
“All you could do was to buy Mariana nedovi for me !!!Yuna you have never bought even an under wear for me !!Yuna ndaishuva kumwa tea chaiko urikuno Harare uchipfachura mari yemurume wangu ..The same man standing here is the one akatanga kundichengeta kuziva mai vanoda hembe vanoda nyama yekudya..Adam came and made my life sooo peaceful zvawakatadza iwe …Eden waurikupopotera phone yandiinayo iyi she is the one who bought for me ..Eden aiita mari yekuba kuti andichengete Iwewe uripo!!!Today unoshama haromo Kane minzwa sekehwiza kuti ndoda kuchengetwa nemwana zvawakatadza Iwewe kuita ..Who are you unoudza mwana wangu kuti ndewemusango.This man is my son …My son …He came to me and called me mom !!This boy standing here akauya pakambani akachinja zvese akandipa mashares angu amaiva makagovana na Bamnini vako !Akandipa account yangu yawaidya nemaBen ten !!This boy waunoti wemusango you made sure nevanhu vako haana mwana waanobata mukurarama kwake .Mukadzi wake nemwana makaurayaaaa!!Auya kuZimbabwe makamupamba mukada kumuuraya..Guess who saved him .Your daughter ..Your only daughter took 10 thousand cash in your safe akanobhadhara vakomana vamuregedze..Chero ndiriini ndabatsirwa ndingatadza kumuda here munhu andibatsira..Vana ava vakasangana pa Tiki toko vakarara vese whose fault is that ..How does it feel kuurayira munhu life yake at the end odanana nemwana wako omuzvarisa manje double double ..Karma …”
“I will never let them …”vaakdaro Mama vachiita kudedera ..
“As who ?As who ?”akadaro Chikaka …
“Come here we are leaving this place “vaakdaro Mama vondobata .Ndakavhazangura rwoko ndokuenda kuseri kwaAdam..
“Eden let’s go …Adam ndipe mwana wangu ..”
“She’s mine “akadaro Adam atsvukisa maziso..
“Give me my daughter …Ndipe mwana wangu !”vakadaro Mama vachiridza Adam gwati ..Ndakangonzwa mama vachiscreamer vapihwa ravo gwati na Adam maihweee …
“I don’t want to
Lay my hand on you again ..Because if I do I will kill you ..Have you forgotten I’m in
This dilemma because of you !You guys killed my late wife !!!I know all of you ..I know chikwata chenyu mese ..”
Mama vakasumuka vachidedera misodzi ichidonha..Vakamira vakatarisa kuna Sekuru ndokuti “Dad give me my
Share i want to leave this place ..”
“What share “vaakdaro Sekuru ..
“They took my job ..they freezes my account ..I need money “
“You are not my responsibility Yuna ..You are not “vaakdaro vosumuka kuenda ..
“What do you mean ?Mom “vakadaro vobvunza Gogo ..Ndakaona voramba vakatarisa Mamoyo ..Vakatarisa mama voti ..”I’m not your responsibility as well ..Ask her “akadaro Chikaka ofamba kubva .Ndakaona Mama voramba vakatarisa Mamoyo vachidedera..
“Asahwira “akadaro Mamoyo odana Chikaka
“Kunyo!!”akadaira Chikaka achifamba kuenda ..Yuhwiii ..
“We need to leave ..Pack your bags we need to leave “akadaro Mamoyo orevera mama ndakatoshaya ndezvei..
“Leave where without my share ..I need my share ..”
“Sorry maam Boss says you should pack your bags and leave “akadaro Gaza asvika aiva Atumwa na Sekuru .
“What ?”vaakdaro Mama and I was confused
“Please you need go go ..Your bags are already here “akadaro Gaza ndokuona vakomana vachiburuka nezvinhu ..
“Nooo wait where will I go with her ?She is poor she is classless .Let me go and talk to my mom and dad ..”vaakdaro Mama voda kuenda kwaiva nana Chikaka ..
“Sorry you can’t go ..please leave “
“Let’s go iwe “akadaro Mamoyo oda kubata mama …
“Leave me alone you low life classless poor witch ..You are no good for me we are not in the same league okay ?You are not in same league with my parents !Thats why you were jealous of them ..Guards !Throw this woman away from mh parent’s mansion !Im the first born of this family okay !!”vaakdaro Mama ummm haya
Stay tuned
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
10.8K