
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
June 9, 2025 at 06:40 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20
40*ABOMINASHON*🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️
Written BY MAI ZIMUNYA
Aka Mai tee)
📲+263782122093
*AAP*🚦 +263 73 555 3736
This is a work of fiction.All the characters and events portrayed in this book are fictitious or used fictitiously .All rights reserved .No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means,without written permission from the publisher or author...
https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page
(READ COMMENT AND SHARE OUR FREEBOOK
Chapter 40
*MAMOYO*
Misodzi yangu yakayerera tava panze na Yuna .Nguva iyi mvura yakatanga kuungana muchadenga.Kwakava nekutinhira kukuru kwazvo uye kuvaima kuzhinji .Yuna aichema akabata musoro wake .Ndakaona Chikaka obuda panze ndokuuya achindipa mari mumaoko angu .Ndakaitarisa ndokuona yaiva 300 us .Ndakamutarisa zvekare shuwa munhu wandakaba naye makunun’unu emari ko apa akundipa shomanene sei .Ndakanzwa oti “I’ve calculated every penny you helped me ever since i lost my husband..I have never forgotten the help you gave me .Ndopaya panonzi chinokanganwa idemo.Muti haukanganwe..Pese pawaindibatsira ndaiva napo mumoyo mangu ..I want to thank you for being there for me ever since i lost my husband ..You were soo supportive and in my mind I thought I’ve found a real friend .Mamoyo taifara tese kuseka rose zvose taiita tose ..”
“Thank you my sister .But what is happening ?You chased me away now because things are flowing for you ..Why ?Is this what you call friend?”
Chikaka akaramba akanyarara hake akanditarisa ..Haana kutaura anything akatendeuka ofamba kudzokera mumba .She made few steps ini ndokuti
“You are ungrateful “
Akatendeuka neziso dzvuku oti “Sorry ..Come again ?”
“Yes you are soo ungrate…”
Handina kupedza ndaiva ndapihwa gwati rekuti ndakanzwa mudumbu kumona.Ndakashamisika ndiri mukunetseka ndakanzwa ndapihwa rimwe gwati ..
“Mom !”akadaro Yuna odeedzera..
“Don’t you ever in your life call me that ..I need you two to leave my mansion this minute .I don’t want to see your faces ever again in my entire life ..I don’t want to say much here please leave ..”
Mvura yakatanga kudonha donha tose ndokutarisa mudenga.Misodzi yangu yakawira pasi Ndakatarisana na chikaka asi moyo wake wairatidza kuoma chaiko sedombo .Semunhu aiva nenyaya dzake ndakabva ndatoziva hangu kuti ummm ndaiva ndabatwa.Kubva ndizive chikaka haana kana musi waakandiratidza kuti ndaiva ndamukanganisira.She was always happy asi uyu wandaiva ndakuona uyu umm..Ndakangonhonga bag rangu ndokubereka kumusana .Yuna akamboita nharo asi haaa ega akatoona kuti pano paiva pashata.Takaita kusairirwa panze gedhi richivharwa .Yuna akachema asina kana kwekuenda .
“Hey apa kwekuenda hatina.”ndakadaro ndopererwawo..
“Let’s go to my house handiti haisat yatengwa ?”
“Shuwa handei “ndakadaro tonanga kumacombi uku mvura ichitipura haikona .Takapinda mukombi asi mukomana wacho aipopota kwazvo nenhau yekutota kwedu ..Mvura racho yaibva yaita kunge yavhurirwa tap mudenga yainaya kwazvo .Yuna aingochema zvake kusvika tisvike pagedhi .Ndakadzikisa bag ndokutanga kunoka asi hapana kana akavhura gedhi..Nguva iyi takabva taona mota yaisvika munhu wacho hatina kumuziva.Akadzikisa window ndokuona aiva murume airatidza ane mari dzake .Zvatakanzwa ipapo tese takaita setichadonha..Ndakasumudza ziso ndokuona nguva dzaiva dzichiripo dzekuti tiende kumusha chaiko ..
“Hapana zvekuita kunze kwekuenda kumusha..Handei tinonoona mberi ..”ndakadaro ndaneta chaiko uye chando .Yuna aisataura kusvika takwira kuenda Mbare takananga kwedu .Munzira mese ndaingochema neniwo ummmm ndaiva ndaita back to zero chaiyo ..
“Ana Kristy Coventry tipeiwo mari “akadaro zvake conductor ko taiva takaita kutora ka .Mahwindi anombozvitsvaga here izvozvo kuti watota uchiitei .Ndakabisa mari ndinyerere ndokupihwa change yangu .Takasvika zvakanaka zuva rondorereka ndiye tande takananga kumba .Takasvika zvedu pamba pangu ndokutambirwa nemukomana tichipinda mumba ..
“Titambire Mama “akadaro
“Tiri right ..Ko magetsi hapana ?”ndakadaro
“Ehe vauya ve zesa vabvisa zvese “akadaro ndikabva ndapererwa .Magetsi aya ndakamabatsirwa kuisa na Chikaka when she was still a Queen .
“As for me I can’t stay here in tha dark I’m out of here …”akadaro Yuna ofamba kuenda zvake .Ndakasara hangu ndichitura zibefu…
*YUNA*
Zvaiitika ndaisazvinzwisisa kana kamwechete.Imba yangu yaiva tavharwa mari yese munhu akutogarapo.Kuuya kumusha kwacho pamba paMamoyo paisatoita paiva pasina kana magetsi.Ndakapeka bag rangu ndokufamba ndoenda kumba .Ndakasvika pamba pakachena ende paiva pakati ngweee kuchena magetsi.Ndokuti pamba ka kwete zvekwaMamoyo izvi .Ndakaona musikana obuda airatidza aiva mutsva..
“Makadii “akadaro
“Sumudza bag rangu uko..Can’t you see I’m tired .”
Akabva amhanya kutakura bag riya.Nguva iyi ndakaona mota dzaikwana nhatu dzichisvika pamba .I was happy to see my dad vachidzika mumota vese naChikaka..
“Ohh dad thank God you followed ..”ndakadaro ndovamhanyira asi havana kana kuda kundibata..
“give her back bag rake…Pinda mumota “Vakadaro Dady vondidaro.
“Iwe ndipe bag rangu iwe can’t you see Dady vangu vauya kuzonditora here “ndakadaro ndobvuta bag riya ndopinda mumota ..Dady Vakapinda ndokumutsa mota vofamba zvishoma .Takasvika paMamoyo ndokupaka mota yavo pagedhi chaipo voramba vakatarisa zvavo .
“Dad why are we here again .Let’s go back to Harare ..I don’t like this place ..”ndakadaro ndasvotwa zvangu .Vakaruma muromo wavo vakanyarara nguva iyi ndakaona mota kumashure bamnini vangu na Zerere vachisvika .Dady vakabuda mumota ndokuvhura door remota ..
“Buda mwanangu “
“Okay Dad “
“Nebag rako buda hako zvakanaka ..Unditeera “vaakdaro ndakatora bag rangu ndokubuda mumota ..
“Hey my brother thank God you are here .They chased me away from our palace ..”vaakdaro Bamnini .Ndakaona Dady voseka ndokuti “our ?”
“My brother I’m just happy you are here ,well and alive “
“What made you think i wouldn’t be alive ?”
“My brother”
“Don’t you dare call me that !me and my wife we decided that we are not going to say much ..Zvekuita munozviziva mese ..I don’t want to see your faces ever again ..This kingdom will not contain both of us ..”vaakdaro vofamba kuenda kumota
“You are soo evil “vakadaro Bamnini ..Ndakaona Dady vocheuka ziso ratsvuka..Vakafamba ndokumira pamberi pa Bamnini voti “Evil ?Did I hear you well ?Heee ?You wanted to kill me Thomas ..Thomas you made sure that you took my crown away from me ..Do you even know what I went through for me ti survive ?I became a slave for almost 2 decades while you are here enjoying my life ..I had to do everything for me to stay alive ..What did I do to you to deserve that..I loved you as my brother nomatter the circumstances …I don’t have time for this ..I want you out of this place this minute”
“Adam you are lying !Im not leaving !Im the king of this land ..I’m not leaving !”
“Bamnini endai kani Chiiko ?Leave my dad alone ah ..He is back to take what is rightfully his ..Just gooo “ndakadaro ndomira mira nababa vangu …
“How could you do this to me !We are brothers “vaakdaro Bamnini ..
“Brothers ?Does brothers kill each other ?you were jealous of me since we were growing up I never knew you will betray me like this ..I’ve loved you as my own Thomas !Our mother left me with responsibility of taking care of you even though you were not my blood !Yes !You are not a Chikaka after all .MyParents picked you up mumararq and took care of you as their own .For you to betray their only son !Ive never wanted to tell you this but ndozviripo .You are not a Chikaka !!!”vakadaro maihweee haaa zvainakidza izvi ..Ngavaende ngavaende shuwa .Ndakaona vobata musoro .Mamoyo ainge abata wo musoro ndiye povo mhere
“Maihweeee ndakazadzira street kid vana kaniii .Maihweeee ndakutofenda kani umm “akadaro Mamoyo ..
“Heheeee wonders shall never end wooo ..I have never seen this all the years with my calabash!Heheee My king you mean to tell me that this one here is a street kid ?”akadaro Zerere ah uyu waida nyaya wo ..
“Yes he is Zerere .He is not a Chikaka and he will never be .Here are all your documents I’m sure you will find where your family might be hunge wawana chance ..You are old enough to deal with yourself .Ohhh thank God they are here ..Please take them all away from here “vaakdaro umm haya zvakaoma shuwa .Vakabatwa vese na Mamoyo ndakatoshaya mhosva ndeyei.Ndakaona vonditarisa ndokuti “Wakamirirei go with your parents “
Vakadaro vachifamba kuenda pamota..
“Dad what ?”
“Please maam you are also under arrest of human trafficking and murder.You are forced to remain silence and ..”
“Noo wait officer I think there is a mistake here ..”Ndakadaro
“Mother musatipedzere nguva handei “
“Nooo (crying ) ..This is my dad okay .He is my dad ..What were you saying that’s these evil people are my parents ?”
“Is there any deference ?aint also evil ?”vaakdaro vatsvukisa maziso vakanditarisa.Ndakamedza mate ndichitadza kudaira..
“I haven’t told anyone that you knew all along that I was in that same boat ..You saw me that day Yuna uchiita ma transactions ako ..”
“Crying silently “
“You saw me a decade ago Yuna and you acted like you never knew me .You saw me …All you wanted was my wealth that’s why you killed Adam’s wife and his child ..Waiva wakabatana na Baba vako namai vako
Sooo why are you refusing them today ..Yuna ndakakuda semwana wangu ndikakuchengeta.Wakamitiswa nemunhu waisingatauri nanhasi asi mwana wako
Ndakamutambira ..You call them evil and you are you not ?You almost killed your own daughter “
Hana yangu yakarova
“Dai pasina kuti that guy also worked for me mwana wako waimuuraya.He shoot her on the hand for her to survive ..Guess what ..Your only daughter knew you wanted to kill her but she never bothered to ask you about it ..That’s how mature she is ..Yuna you need to go and pay for all the sins you have done ..Maybe after that you will look for your real roots because you are not a Chikaka ..That’s makes your daughter and my son to be with each other “vakadaro ummm haaaa Ndakachema .Ndakatarisa Zerere ndikaona akabereka twuoko zvake achibwaira bwaira.That means he betrayed us all .
“You lied to us !Where is the calabash ?”ndakadaro ndochema ..
“Iwe Siyana neni ndandaneta nekuona rura rura dzenyu waida ndidii.Ndakapa anozvikwanisa.Evooo ndisiye..”
“You are such an evil man !!”ndakadaro
“Thank you “akadaro Zerere
“Dad he is evil ..Ndakaenda kumba kwake ndichinzwa mudumbu ndiri form 3 paya akanditi ndine nyoka mudumbu akazorera zinhu rake oiri akati aizohakanura nyoka mudumbu mangu !!Dady akandiisa zinhu rake rine oiriii !!!hiiii hiii hiii “ndakadaro ndakatarisa Dady ndakaona vorwadziwa vakanditarisa ..
“Aikaka ?”vakadaro vakatarisa Zerere
“Yes Dady anaro zinhu rake rine chibirth mark pachi cap chacho ngaakuvhurirei!!!!”
“Amaivavooo …Zerere you raped my daughter ?”vaakdaro Dady
“Maam let’s goo “vakadaro Mapurisa ondibata ..
“Dady they are taking me “ndakadaro ndochema
“Imboenda Iwewe ndipedzerane naye ..Zerere !!!!Come back here you rapist !!”vaakdaro Dady voti name mumashure maZerere ..Ndakapinzwa mumota tese ndokuenda kuchitokisi..
“Yahh garai imomo varoyi vevanhu “akadaro Mupurisa achitivharira mumacells naMamoyo ..Aiva akangonyarara hake haaa kuita Mai rombe rakadai never .Ndaisada …
Stay tuned
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
8.8K