Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
Mai Tee Shona Novels 🇿🇼🇿🇼
June 10, 2025 at 07:42 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFMa718V0tgvbs5Sq20 41•*ABOMINASHON*🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️ Written BY MAI ZIMUNYA Aka Mai tee) 📲+263782122093 *AAP*🚦 +263 73 555 3736 This is a work of fiction.All the characters and events portrayed in this book are fictitious or used fictitiously .All rights reserved .No part of this book may be reproduced in any form or by any electronic or mechanical means,without written permission from the publisher or author... https://www.facebook.com/Mai-Tee-Novels-2117394481720759/ like my fb page (READ COMMENT AND SHARE OUR FREEBOOK Chapter FINAL *AFTER SOME TIME* Ndakasumuka hangu pandaiva ndigere ndokunogara mukona chaimo ndichifunga kurefu .Ndega ndakatanga kuona kuti ndaiva ndakakanya raramo yangu .Dai ndakabva mwana akanaka anoda mai vake maybe zvese izvi zvingadai Zvisina kubuda.Now I’m not even of the rolalty baba vangu irombe wo vese namai vacho .We are now in jail nekuda kwehumhondi chaihwo ummm .Mhuri yese kufanana moyo kuipa kuoma sebwe.Misodzi yakayerera pasi ndotanga kuchema kwazvo ndofunga mwana wangu Eden .Now she’s going to grow asina amai nekuda kwehumhondi hwangu .. “Iwe handei “vakadaro Mama vosumuka sezvo kwaiva kwayedza.Taimuka kuseni seni tonoitiswa basa rekurima rairwadza kwazvo .Vazhinji vanongoti mujeri unenge wakangogara asi haaa kunoshandwa zvekuti unodemba.Ndakasumuka ndokutanga kufamba hangu toenda kumunda. “Mhondi dzevanhu!Timbai pese apa tirikuda kuisachibage..Kasikai tone !”Aidaro Guard achideedzera.Takatanga kutimba hedu misodzi ichiyerera.. “Sorry mwanangu ngatishinge..” “How many years tirimuno..There is no hope for us “ndakadaro ndichinyatsozvionera kuti haaa kubuda chaiko idrama .Makore acho aiva akawandisa kunyanya human trafficking it’s a big offense yakatonyanya than murder ..Zvekubuda panze kwaiva kunyepa hako mujeri ndomainge mava mumba medu ..Mama vaindibatsirawo kusakura line rangu ndikasikewo kupedzerana nevamwe ..Nguva iyi ndakatarisa mudenga ndokuona ndege yaidarika ndikafunga shuwa takambodzikwirawo idzi tikaneta nadzo .Shuwa matakadya kare haanyaradzi mwana … *ADAM* “We made on tik tok and that was the beginning of our love story .Ndakakuda pandakakuona Hana yangu yakandiudza kuti mufaro wangu uchava newe .At first it hard because it was an Abominable love between us .Kamuzaya kangu “ndakadaro misodzi ichiwira pasi ndakabata mic .She was sooo beautiful in her wedding gown.We decided to have a small wedding before we leave the country..I was in love ..I was still in love with her ..I don’t think I will ever stop loving her .Muzaya wangu shuwa kkk kwataiva tabva ndokwaiva kurefu..Mwana aingochema akanditarisa uku dumbu yacho raiva rakura zvaro .. “Viola sends you to me she new ndiwe uchava mai vevana vangu .I know ndakamborasika asi fate drew us together .Even if I was your real uncle I was going to marry you over and over again ..Mombe chena ndaisva ndabvisa hangu because haaa muzaya wangu unona….” Ndakanzwa ndatemwa musoro neruva ndokuona it was my dad .. “Dad !!”ndakadaro ndabata musoro “Focus iwe what kind of speech is that .Urikuda kutii Iwewe unoruta wo iwe ..”vakadaro munhu wese ainge ooma mbabvu.. “Musiyei kani ataure kana achigonerwa “akadaro Chikaka achiseka zvake “Iwe kwanai imi .Iri ibenzi iri mukatorisekerera rinobvondora zvese pachena zvemubhedhuru.Pastor itai vapfekedzane ma ring tiende zvedu “vaakdaro ah Dady soo ko ndotadza nei kutaura kuti ndonakirwa nhaimi..ndotadza kupupura zvakanaka sei ….Takazopfekedzana marings “You may kiss the bride “akadaro mufundisi.. “Ini zvangu ndakuenda uyu anotoda room chaiyo “Vakadaro Dady vosumuka ah baba vangu soo .I just gave her a small kiss ndokutorwa mapictires vanhu vachifara kwazvo .Gaza was sooo happy to see me happy after a long struggle .Canny was happy but waiona kuti he was troubled .Vee aive akangouna una maybe she was not feeling well . “Dady !!Congratulations “akadaro mwana wangu Prisca shuwa .Ndakachonjomara and hugged her “Thanks my baby girl “ “Welcome dad .I can’t wait for my parents to have a wedding soon !”kakadaro kofara shuwa ..Ndakaramba ndakanyarara hangu and smiled “Sho they will soon okay “ “Okay Dady “akadaro ofamba kuenda .. “Bro ..”akadaro Canny ondidana .Ndakamutarisa ndokumedza mate ndoti “Hey ..” “Great ..I need to understand is there anything you know about why dad is refusing me and Vee to get married “ Hana yangu yakarova ndakangoshama ndakatarisa Vee .Ndakanzwa mukanwa kuoma ndokumedza mate .Ndakuda kutaura call yakapinda from Baines .I knew it was Binta cz aiva akanyoresa under my name .I wonder yaiva mimba rudzii isingabarwe .. “Handei tese “akadaro Eden ndikaziva shasha yaichengera .Takapinda mumota ndokumhanya kuchipatara ikoko sisi negown ravo ..Takasvika ndokuona Chiremba tofamba kuenda kuoffice kwavo .. “We had to call you because it’s now time to discharge your baby .Mwana anga ari mu nursery for some time now and it’s been days mai vacho vasiri kuoneka.So we had to call you since muripamapepa “ Moziva ndakapererwa shuwa Binta kudumper mwana wangu muchipatara here . “Okay take me to my child “ndakadaro ndofamba kuenda kuNursery.Ndakapihwa mask and was sanitized ndokupinda mukati .Mwana aiva atokura asi hutano chaihwo ummm .Ndakaramba ndakamutarisa ummm … “Is this my son ?” “Yes sir that’s him ..” Ndakaramba ndakatarisa doctor ndokuti “But munoona zvichibuda here izvozvo ..” Chiremba vakaramba vakanyarara zvavo .Imagine mwana aiva akati tsvaaa kunge poto kudaro .Thats why Binta never bothered to call me zvake because she knew it was not mine .Chero iko kupusa kana wada chihure unohurawo ka nemutsvuku nhai ..Ndakangobuda ndakananga kumota kwaiva na Eden .. “Aikaka baba two ko mwana “ Ndakangovhetemutsa mota toenda zvedu ku after party ..I made a right decision by divorcing Binta ummm she was a bad person .I regret meeting her .. “Where is this place Baba two ..”Aidaro Eden ndatombopinda mukasango.Zuva rainge rasviba haaa ndaitoda zvemusikanzwa zvekuti mangwana we are going ku honey moon kwaitova kure ..Ndakaradzika seat and opened my zip ndorara nemusana.Ndakaona totarisana ndokutanga kuseka .She came on top ndokupeura pant achigara pamusoro … “Ohhhh fk !!!Ndandakusuwa babe wangu …” “Kkk inga taita kuseni wani ummm ..” “Haaa mzaya wangu unonaka zvako wanzwa here ndandazvipira kuudza hangu munhu wese 🤣.Zerere ndomupa dzimwe mombe hangu .” Akaseka hake and we started kissing ndichinyatsonzwa kuti ummm pano ndiri kunakirwa chaiko…Nguva iyi Chikaka akabva afona .. “Wait babe “ndakadaro ndogadzirisa pahuro ndodaira 📞IPA Zerere calabash yake iwe Chikaka .Handichadi zvekunetsana newe . ☎️haaa baba ndandichida kungonzwa Murisei ka 📞ndambokuudza kuti ndirikurwara here ?Uchaita shohwera ! *CHIKAKA* Zvaiva zvakaoma kurasikirwa nasahwira wako wemakore.Ndaimuda Mamoyo asi handina kuziva kuti yaiva nyoka chaiyo .Vakatorwa namapurisa uko vakandopihwa mutongo wavo .Hapana chainge chichamisa Eden na Adam varoorane takabva taita zvekuti vana vagarisane..Vakaita muchato wavo ah takapembera kwazvo . “Oh “ndakadaro ndodzorera Zerere nhava yake .Ndakaona onditarisa hake oti “Sorry hako Chikaka “ “Zvakatodarika..Asi wakaresva kundibatira mwana kunyangwe asiri wangu hake asi nanhasi achiri mwana wangu ..” “I had to make things right that’s why I gave you the calabash ..I needed you to see your real enemies ..But pakuzondiboba nemugoti Apo “ Takaseka hedu ndokuti “Sorry sahwira..Ndaida unzwe kuti zvakashata ..” “Nezuro was the full moon .The calabash works well on that day ..Did you see where your daughter is ?”akadaro Zerere akanditarisa .. “No handina .I don’t think she is alive ..anyways let me see my husband tigadzirire vana varikuenda kuhoney moon mangwana .Tirikumbosara hedu nevazukuru “ “Haaa ndinenge ndiripowo ko vazukuru vanguwo ka ..” “Hausi kuenda kumusha here ?Ndiwe ziso redunhu “ “Yuhwiii ndasiya taundi Nani ..Ziso rinongoshanda chero ndirikuno kudhorobha..” “Heheheh wapanduka manje ..anyways thanks hey “ Ndakadaro ndobuda hangu muroom maigara Zerere .Ndakavhara door ndokufamba zvishoma ndakabatira madziro.I was sooo deeper into thoughts and I ddnt know what to to do .My heart was shuttered and broken into smaller pieces .I regretted the day I became friends with Mamoyo .She distroyed my life …Ndakasvika mubedroom mangu ndokuwana Murume wangu akagara hake pabed akabata musoro ..Nguva iyi takanzwa knock munhu achipinda… “Dad , mom I need answers ..”akadaro achiratidza kuti yah ..Ndakaramba ndakanyarara hangu ndakabata shaya .. “Son we talked about this ..” “Dad why me ?You let Adam marry Eden ..Now they are going for honey moon !Whilst inini nemukadzi wangu you can’t let us live together like we used to “ “I told You to stay away from her is that hard ?” “That is my wife we are talking about !She is the mother of my baby !!!” “If you loved her you wouldn’t cheat on her with Yuna !ohhh yes are you surprised ?i Know all the games you were Playing behind her back .She almost died because of your stupidity..Now you want her to die again ?leave her alone “ Canny akachema akanditarisa .I just couldn’t say anything ….How was I going to tell him this Abomination ?Akabuda ndokurovera door achichema …Ndakangotarisana nemurume wangu he was crying … “What do you know Sharon “akabvunza akanditarisa mumaziso chaimo .. “Nothing “ndakadaro ndotarisa pasi ..Nguva iyi Vee akanoka ndokupinda.Ndakaona mwana ogwadama pasi achichema .. “Father ..Mother ..Forgive me if I have ever made you angry in any way ..I’m just a poor orphan trying to have a family..Father you protected me at the boat for so many years for me to meet the father of my baby one last time ..Allow me to be with him for the shortest time I have now ..” Hana yangu yakarova ndokuti “What do you mean ..” “I’m 5 months gone ..” “Heheeee Abominishon !”ndakadaro ndabata musoro ndochema kwazvo .. “Please mom allow me to marry your son ..He’s the only man I have ever loved ..Please “akadaro mwana misodzi ichiwira pasi ..Ndakaona Murume wangu oenda ndokunosumudza Vee .He wiped her tears with his bare hands .. “It’s okay ..Go to your husband ..” “My king …?”ndakadaro ndasumuka “It’s okay let her go ..After you’ve given birth then muroorana “ “Thank you father ..Thank you ..Canny !!!Canny !!!Come !!”akadaro Vee achifara Canny ndokuuya achimhanya “What ?” “father said I should go with you ..Kana mwana wedu azvarwa toroorana “ Canny akatarisa baba vake ndokunovambundira.. “Thanks Dad ..Thanks mom “ “It’s okay son ..Take your family and leave ..Princess ngaasare Endai “ Vana vakafara voenda asi ndakasara ndakangobata muromo wangu misodzi ichiyerera .. “Ibva wanyarara nekusingaperi “akadaro Murume wangu ndichingochema… “Abominishon !!!the real Abominishon is here ..Hey !Hiiii hiiii hiiii “ndakadaro ndagara pasi ndakabata musoro .. “What can we do …heee answer me what can we do ..Here are the results ..99.99999% …These kids I don’t know where they got the idea of having a blood oath ..If we seperate them it’s going to be chaos !Tell me ndezvipi zvirinani kuona makuva than vana vapenyu” “Hiiii hiiii Mamoyo wandiurayaaaa kani ..Hiiii hiiii vana vangu kani !!!Abominishon !!!hiiiii ndakutofa hangu ..” “You will not die and that an order !If you die I will make sure I will make that corpse of yours twerk in hell .Im a father tooo and It’s paining me the same as you !!We are all in this together and it is a must we must be strong for them !!”akadaro avhura ziso akanditarisa zvekuti ndakarohwa nehana.Ndakamedza mate ndokugara pasi ndakangonyarara..Ndakaona andipa bepa .. “I followed her last week ..She went to see our family doctor .Thats when she knew she is 5 months pregnant..she also has cancer and it’s spreading fast ..All she wants is to bring this baby into this world with the love of her life ..You heard her she wants to be happy with him for the shortest time which is left for her ..I tried to talk to the doctors there is nothing we can do ..Let them be ..” “Ohhhh my poor baby ..My baby girl has suffered ..Ohhhh “ndakadaro ndabata chest yangu nepain .He came and hugged me sooo tight haaa ndakarwadziwa..Haaaa Ndakachema kani maihweee zvangu ..Life is not fair sometimes.. “Bye mami !!!Bye Dady !!!”akadaro Princess achibhabhaisa vabereki vake voenda . “Bye babe uteerere Gogo and sekuru “ “Okay mama ..” “Will be leaving for Paris in few days “akadaro Adam asvika .Vainge voda kuenda vese kuHoneymoon vari 4 .. “Check on your sister she’s not feeling well ..”ndakadaro “Does canny knows ?” “Nooo …It’s for the best if he doesn’t know “ “Okay will be back in few weeks ..See you Guys ..Chikaka see you “ Akadaro ofamba masteps mashoma “Can I be your real mom ?You can’t blame me for loving you as my own …”ndakadaro ndamira kumashure kwake .Akacheuka ndokunditarisa and smiled “I love you mom you know it ..” “Kkkk you will Always be my crazy son “ndakadaro wiping my tears achinopinda mumota .Vese vakasumuka and we were both waving at them until they vanished … Takatarisa mudenga tese nemurume wangu… “Chaaai ABOMINISHON “ Tese ndokudzokera mumba hedu …I started mourning my daughter whilst she was still alive ..The day she passed my heart was at peace because as a mother I gave her the peace and joy she wanted .She wanted to spend the last days with the love of her life not knowing it was his blood brother .She left me another baby girl and we named after her Vimbai …My son Canny will never know anything as we made an oath not to expose this ABOMINISHON ! The End …🌹🌹🌹 Thank you so much for this journey ..Abominishon has ended a new book is coming ..It’s called Reincarnated love …wakambonzwa here zvemufi anomukira pamuviri weumwe munhu ?Iri moto iri saka kana cover photo yauya wogara walaika rikasike.. ABOMINISHON WOYEEEEE 🔥🔥 Muroora wekwaZimunya watenda 🙏🏼 Tschüss 👋🏻
❤️ 🙏 👍 😂 😢 😮 6.4K

Comments